ChiSong ichi, Reminds me of Zimbabwe things were on peak getting very very very bad, i remember with my friend going to ma shops tichiita computer maintanance, tobva tanzi chitorai Chingwa as pay ume musi tapedza basa it was in November and one Supermarket had just received upfu shamwari takabva tapiwa ma 50Kg maviri as pay , zvikanzi asi ibvai maenda nawo apa nguva was around 20:00hrs or so iwe kuti usiye hazviite lol, we negotiated with combi driver who eventually demanded payment as upfu as well and by the time we got home the 50KGs each had reduced to about 40Kgs and this song was on repeat the whole trip 😆😆😆😆
Hakuna ghetto risina anonzi Winky ,Mapancho,na lyan musoja kwangu warren park D ndonzi mapancho,kuna lyan musoja,kuna Gafa,kuna Vigilance kuna Di bigman kuna bhalubha kuna sauro chete warren park D