Тёмный
Rusike TV Zimbabwe
Rusike TV Zimbabwe
Rusike TV Zimbabwe
Подписаться

TINOFANIRA KUSIMIKIRA HURUMENDE YEZIMBABWE!!!

NGATISANGANEI KUDZOSESA ZIMBABWE YEDU KURUMBIRI RWAYO KARE!!!

TSIGIRAI NYIKA YEDU YAWA!!

PARARIRA SHOKO!


WE NEED TO STAND UP AGAINST THE CORRUPT GOVERNMENT OF ZIMBABWE!!!


LET'S COME TOGETHER TO BRING BACK OUR
ZIMBABWE TO IT'S FORMER GLORY!!!


SUPPORT OUR FALLEN COUNTRY!!!
SPREAD THE MESSAGE!!!


TIKTOK - MR.RUSIKE

FACEBOOK- RUSIKE TV ZIMBABWE
Kana Vadya Imbwa Votodya Gono!!!
20:12
2 часа назад
Kubviswa KweZANU PF Mupedzanhamu Chaiko!!
13:36
7 часов назад
Ndinemi Mhuri YeZimbabwe
16:18
9 часов назад
Kusiri Kufa Ndekupi?
21:53
12 часов назад
Musateerere Zvidembo Zvine Zamu Izvi
23:52
16 часов назад
Ndichataura Zvese Handinyarareba
21:45
21 час назад
Muri Sei Mhuri YeZimbabwe
10:19
День назад
Ndiripo Ndichataura Chete
17:14
День назад
Mabiro Akadai Anosemesa
15:21
14 дней назад
America Yopindura Tsamba YaMnangagwa!!!
20:10
14 дней назад
Комментарии
@user-bh2nk6zu2e
@user-bh2nk6zu2e 40 минут назад
Mnangagwa i dusvura
@user-hc5pg4ig3y
@user-hc5pg4ig3y 2 часа назад
Handei navo mdara
@dmaster-501
@dmaster-501 2 часа назад
MUSHAUDHE SHUWA MUDHARA UYU AONDONGA NYIKA IMBAVHA IDZI
@BongasGatsi
@BongasGatsi 3 часа назад
Nyika yati rusike tonga
@BongasGatsi
@BongasGatsi 3 часа назад
Taura rusike gasungwe
@stevetailor7750
@stevetailor7750 3 часа назад
IN ZIMBABWE
@stevetailor7750
@stevetailor7750 3 часа назад
Ana Mbeki nevamwe matop official ANC vane MAMINE
@khethiwencube2074
@khethiwencube2074 3 часа назад
😂😂😂😂😂😂
@dorothymate3755
@dorothymate3755 4 часа назад
Chokwadi.nyika yapara.mufunge.taurai.henyu
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 4 часа назад
Taura mudhar usarega
@AlvesMafuta-jy8mv
@AlvesMafuta-jy8mv 4 часа назад
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@user-fy4wt6dc6b
@user-fy4wt6dc6b 4 часа назад
Taura mdara tinewe
@BrightonNyambayo
@BrightonNyambayo 5 часов назад
Mursei henyu mudhara rusike rambai muchitaura chte
@baldwintaku3965
@baldwintaku3965 5 часов назад
Makanyanya mukuru keep tell us good news takabuda next week mnangagwa takanomutibura pachigaro tanzwa
@wilsongwadze3870
@wilsongwadze3870 5 часов назад
Its true
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh 5 часов назад
Big up Rusike
@priscillamasiziva
@priscillamasiziva 7 часов назад
VaRusike you are worth to be in the Next government yeGreat New Zimbabwe.🇿🇼
@HappySunsetReflection-uh7ms
@HappySunsetReflection-uh7ms 10 часов назад
Vanhu vanotumwa kuita hutsinye nevatungamiriri venyika ngavaite sezvakaitwa nana nyamukuta vekuIjipiti vakanzi naFarao kana vakadzi veIzirairi vakasununguka mwana mokomana urayai asi vanambuya vaisunungutsa vati ngatirege kuuraya ngatitii tirikuwana vazvisunungutsa vega nokuti vakasimba
@Julie-tr7ku
@Julie-tr7ku 10 часов назад
Blue nation
@BongasGatsi
@BongasGatsi 11 часов назад
Vanoti pasi ne brittish asi mari yavo muri kushandisa saka mukuru ndiani
@BongasGatsi
@BongasGatsi 11 часов назад
Rusike uya kumusha basa rako uya kumusha tikupe utonge kucourt uvatorere mari iri muma bank yavo asi chi bomira zvi shoma zanu ibve
@stevetailor7750
@stevetailor7750 11 часов назад
Mambrandaya atikuvadzira nyika
@adonaiharis62
@adonaiharis62 12 часов назад
Mmm apa pataurwa
@Mashatile
@Mashatile 14 часов назад
MaChikunda Mudhara you were right... listen to Jeff Judah.
@stevetailor7750
@stevetailor7750 11 часов назад
I even listen to Je FF Judar l was so angry.nezuro
@BongasGatsi
@BongasGatsi 16 часов назад
Tibatsire rusike ngasungwe
@weshallovercome-dg6si
@weshallovercome-dg6si День назад
Hapana ana baba namai vakazvara Zimbabwe. Zanu inoenda chete pasi rapadhuka. Zviri paBangaladesh zvakaoma
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh День назад
Munoziv imi mudhar tyaser chaiko
@normanngwenya1907
@normanngwenya1907 День назад
keep saying it Mr Rusike ...do not stop
@CorniNhumwa
@CorniNhumwa День назад
Kurambira nebhonzo ravasingagoni kubanda😊
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh День назад
Munangagwa mukuru ruregero mbudzi yemasungiro .Tambura baba Munangagwa please siyayiwo basa kana itayiwo matalks naChamisa
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh День назад
Ed urikuenda chete Bangiladesh yazviita
@catherinempofu1627
@catherinempofu1627 День назад
He's going to follow Bangladesh PM has done a runner 😂😂😂 ED is next
@jahlntlnt338
@jahlntlnt338 День назад
Bangladesh prime minister resigned and escaped to India after violent protests
@user-hc5pg4ig3y
@user-hc5pg4ig3y День назад
Handei navo mdara
@user-cm3fh4qo9s
@user-cm3fh4qo9s День назад
Kkk hanzi uchamhanya iwe famba mdra
@TinasheLobo-es5vf
@TinasheLobo-es5vf День назад
Usamira rusike tinokuda mudhara
@TinasheLobo-es5vf
@TinasheLobo-es5vf День назад
Munangagwa u have failed asi ziva kuti ausi mwari
@OllipahTambudzai
@OllipahTambudzai День назад
Munangagwa haana mwoyo akamama mwoyo akasiya dhodhi
@BongasGatsi
@BongasGatsi День назад
Rusike tibatsire Hana. Hana kuhwina
@ernestvurayayi124
@ernestvurayayi124 День назад
Mudhara Rusike munhu uya amuka chibhembenene. Munyika hamuchagarika. Musamiraba mudhara bhora mberi.
@user-jk2wx6nv9o
@user-jk2wx6nv9o День назад
Kavirai mberi mdhara musamira kutaura because zvizhinji zvamurikutaura vana vakazvarwa mazuvano vanga vasingazvizivi nekuda kwekunyimwa nhau dzechokwadi
@tafimuza7642
@tafimuza7642 2 дня назад
Keep it up from US 🔥🔥🔥🔥. ...🕕
@dorothymate3755
@dorothymate3755 2 дня назад
Taswera..tipei.news.chokwadi.hamunyepeba
@lindiwencube-ho1wj
@lindiwencube-ho1wj 2 дня назад
Taura hako Mr Rusike
@LeonniDasilva-cy2vx
@LeonniDasilva-cy2vx 2 дня назад
We are feeling your pain for this beautiful country Zimbabwe thank for standing up for the truth.
@stevenkudakwashechichenamr264
@stevenkudakwashechichenamr264 2 дня назад
😂😂😂😂😂mudhara muri gamba
@ShaMups-ym6ch
@ShaMups-ym6ch 2 дня назад
Mdaraaa
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 2 дня назад
Vanhu varikufa nenzara,plus udzvinyiriri ,sky is the limit
@KudaMakwande-qb2mx
@KudaMakwande-qb2mx 2 дня назад
Rusike
@victornkiwane998
@victornkiwane998 2 дня назад
Hapana kwavachatizira vachabatwa nevanhu chete vese
@weshallovercome-dg6si
@weshallovercome-dg6si 2 дня назад
End game kubva chete. Victory is Certain minority gvt inopedzisira yaenda, so in Zim sooner very soon Zanu will die a very painful death. Pamberi nemi mudhara nema updates. Well done SA... .DA manyama, huchi chaiwo