trending chat rikunakidza we are moving in a good pace.... Vachati chiii vekwa Voltz kkkk muvaudze totoda ari Winky wachoo iyeye tobva tamupedza .... One munhu akabata gombwe aka survivor
GAMU PART 2 Holy Ten "Zvandanzvenga poto.....Zvichava zvazvichava" Ten Aikaka zvandanzvenga poto Zvandadyiswa gaka zvandatemwa nemashoko Baba vasina basa zvikadhakwa ndini ndatadza Hapana asina hasha asi handichina Rasta repakati coz Gamu akaridzura Gamu akaita hasha wangu Gamu akangofuma Gamu arimucheek Awanda madays i think ndangandaane week Ndisingauye paden coz the heat was intense l was broke and my manner couldn't vent Wangu I couldn't eat I couldn't sleep I couldn't rest Ndakaiswa drip it was heavy on my chest it was heavy in the streets it was heavy on the rent Gamu akandishungurudza huyai muone mese Gamu akandivhurumutsa tiripadoor reChurch Achibva atoregedza kuti Samanyanga maswera?? Tipei yambiro vana Baba vakabva zera Izvi zvoitwasei?. Ndichiri mwana mudiki Baba vhudzi roita grey. Ndine mwana mudiki Baba Muku anoitasei? ndikakita nedepression Asingaremekedzwe ndiye asina Education Handinzwi chirungu saka usasenda message Miss communications we should talk in person "Kuti zviite sei?" For the genuine expression "kkkkkk ncxx ukunyeba iwe" Kunyepa uku...imi baba imi murimbavha imi Ngungoshandisa vanhu hamuna badza imi Always playing victim munotuka vanhu pama piece epamaRiddim Ten u must be kidding!! Mwana akuda purity We ain't got time for your thousand insecurities You said to my mom that m out here being rude and yet You pulling my arm ukundikwadza wy are you doing this Urikuramba nephone yako Asi kakawanda ndoiona ine boiz rako Pane zvakawanda zvichabuda imboitahako Mwari ndichanamata wangu Musha hauoni nhamo Aah aah ini handinzwi mushe pano pamba ndosara ndega KumaVedio shoot kwakazara maHome Wrecker Ini handidi future inomuka yotanga kushaker Handinzwe mushe ini handinzwe mushe Okay Gamu thanks Ndenge ndikutoona kuti haudi kundiona ndrkumaworks You want pillow fights tik tok challenges and pranks You want cuddles to be likes m tryna balance zvaurikuda You want data it's a fact m tryna gather zvaurikudya Kutenga hupfu kufiller gas I've been tryna do the math but damn it it's a task And pese pandoresva u've been bringing up the past So I have to ask why?? ..... "It's coz u never change iyi yava sorry yechi7.. We turn another page and now the story is changing versions Tatenda ndiani..? Icousin yaMr Candy KoMadhafela ndiani...? Inumber dzeimwe taxi Anofona kuma 4.... Aiwa no ndisina mota ndovainditora kumashow So m show vakuda kuchecker kuti safe here bro Coz lately I've been busy they been tryna lemme grow Maybe nhasi Reggie's checking kuti Junior ari bho?? We going nowhere Ten we going nowhere Aizve Gamu bho heree Usanditi bho heree Friday night m not even sure une show here I got eyes awa ndiwo mabyz wangu ndineo njere Saka ndoda kuvhunza saka ndoswera muno Aiwa kana wabata mari usatenga tunhu Ini ndatenga zvinhu??? ehee zvemashuwa Asi hunhu hwako hurikufamba nemakuhwa "hanzi chiii" Mukadhakwa mukuvhiringika Samaz Munorimwa munorininipisa Hunters VaChitsama varikubelievisa ana Fadzi Mordecai homwe dzikavhinza vakadzi Mordecai gore ukapinda papaz ndorichakusakadza Mazino ematadza Chitaura naBamunini Zvasara muhana ndichazvitaura paPart 3 TEN For more lyrics follow us 2 dae