Тёмный
Shona Online Church
Shona Online Church
Shona Online Church
Подписаться
Tinotonga Vavengi Varipo
25:48
21 день назад
Nyika Itsva NeGuta Idzva
30:21
Месяц назад
Taura Kumuviri Wako
33:24
Месяц назад
Zvivone Uchibudirira
27:43
Месяц назад
Mwari Vanongoita Zvakanaka Chete
22:37
2 месяца назад
Nziyo DzeMunyika Dzakaipei
28:14
2 месяца назад
Dzidza Kunzwa Zviri Mumweya
27:37
2 месяца назад
Iva NeZvinangwa Zvakajeka
23:26
7 месяцев назад
Wakasungunurwa Kare
24:53
7 месяцев назад
Vatsvene Vachabvutwa
22:57
8 месяцев назад
2024 Mufudzi Chris Vanokunamatira
5:54
8 месяцев назад
Une Zvakawanda Zvekutenda Mwari
25:11
8 месяцев назад
Tinopemberera Kuzvarwa KwaJesu
24:56
9 месяцев назад
Ndiwe Uri Kutonga
26:29
9 месяцев назад
Pfeka Munhu Mutsva
24:41
9 месяцев назад
Tisu Varidzi VeNhaka
21:22
10 месяцев назад
Jesu Vava Pedo Kuuya
24:18
10 месяцев назад
Wakatakura Mwari
24:34
11 месяцев назад
Hanya
25:00
11 месяцев назад
Wava Munhu Mumwe NaMuponesi Jesu
20:48
11 месяцев назад
Ndiwe Chiedza Chenyika
24:44
Год назад
Farira Vanhu
21:54
Год назад
Hupenyu HwePamusoro
23:20
Год назад
Dzidza Kutaura Nomazvo
22:25
Год назад
Uri Munhu Akakosha
24:13
Год назад
Chengetedza Moyo Wako
24:56
Год назад
Комментарии
@rumbidzaijean6682
@rumbidzaijean6682 10 месяцев назад
Mwari muri mukundi
@stefanusmajiedt3121
@stefanusmajiedt3121 Год назад
Beautiful
@gospellyricsvideos9035
@gospellyricsvideos9035 4 года назад
We Bless Our God Yes let's worship with everything we have
@lovenesshamandishe8153
@lovenesshamandishe8153 4 года назад
Kudzwai Mwari
@t-galsdiaries9625
@t-galsdiaries9625 5 лет назад
Can I have words to the songs.
@t-galsdiaries9625
@t-galsdiaries9625 5 лет назад
Hello can I words to the songs please
@eltonnyajena6821
@eltonnyajena6821 5 лет назад
mwari kudzwai shoko iri rakasimba rine moto maita basa mufundisi
@melodytapfuma1504
@melodytapfuma1504 6 лет назад
Amen
@hervektv4210
@hervektv4210 6 лет назад
6. Kana uri mwana waMwari, apo muporofita akataura, unofanira kuti urimukuzvininipisa : "Ishe, kana ndiri ini ndisinganzwisisi, ndivhenekeri", asi haufaniri kuita nharo. Chinotori chivi uye chituko chinoita umwe munhu aite nharo nemuporofita. Uye kana umwe munhu ari ngochani kana anoita tsika dzakashata kana anoita zvepabonde kunze kwewanano kana anosangana nemudzimai wake nekumashure sezvinoita mhuka kana anoisa muromo wake panhengo dzakavanzika dzeumwe wake, zvino kana muporofita akaita seni achitaura, anofanira kunyarara kuratidza rukudzo kuna Mwari uye Mwari vanozomunzwira tsitsi.
@ayavirginieyao7673
@ayavirginieyao7673 6 лет назад
7. ZVINO MHARIDZO IYI INOTI KUDINI? Mharidzo iyi inoti hatichisiri munguva dzamanheru asi tava pakati peusiku. Zvisinei hazvo, chizvarwa ndichocho noMweya waEriya ndomumwe, asi iMharidzo “Itsva” inova chiyero chapamusoro pane iya yenguva dzamanheru. Naizvozvovo Zakariya 14:7 yakasiyana naMateo 25:6. #ProphèteKacouPhilippe
@ayavirginieyao7673
@ayavirginieyao7673 6 лет назад
9. Shoko rechiHebheru muporofita ndi nabi uye shoko iri rinoreva “mutauri anomiririra” kwete mutakuri wezvishamiso kana mutakuri wechizoro asi “mutauri anomiririra”. Maona? Muprofita nhume chizenga nekuratidzwa kweShoko raMwari muchizvarwa chake. #ProphetKacouPhilippe
@letoiledafriquetv3821
@letoiledafriquetv3821 6 лет назад
23. Mukundipandukira kwenyu, ndinongoda chete kuti muzive, kuda kana kusada kwenyu, ini Kacou Philippe, ndini umwe chete muporofita wenyu uye pasina ini mose muchaenda kugehena. Ndirambei asi ndini muporofita wenyu sezvakangoita purezidhendi wenyika ndiye purezidhendi wevose vanopikisa munyika iyoyo. Noah ndiye aiva muporofita wevagari vose vepanyika munguva yake. Ishe Jesu Kirisitu ndiye aiva muporofita waHerodhi naPirato nemauto eRoma nevaFarisee nevaSadhusee vose vakamurwisa. Uye ini ndinotaura kwamuri, ndini muporofita wemadzimambo nemapurezidhendi nehurumende dzavo dzose. Ndiri muporofita weMamoziremu neMakirisitu nevagari vose vepanyika nhasi. Ndakabata makiyi eHumambo hweDenga. Ndini nzira, nechokwadi nehupenyu uye hakuna anogona kuponeswa kunze kwangu nhasi. Akaropafadzwa aninani anoona Mwanakomana mandiri. Ndini hupenyu uye zvimwe zvese rufu, nyonganiso nematongo.
@egdytv1501
@egdytv1501 6 лет назад
6. Shoko ramanheru hapana charinoratidza pamusoro pekugadzira chingwa kunge kweumwe mutapi wenhau anogona kunge akabvunza William Branham uyo akati chingwa hachifanirwe kunge chine mafuta. Saka, mamwe mabhuranamisiti vasina kuwana bepanhau raikwanisa kupindura mubvunzo mukuru wakadai. Ngatirangarirei kuti Revitiko 2:4-16 inoti tinofanirwa kuisa mafuta nemunyu muchipiriso chipi nechipi. Uye handitaure zvinopokana nezvizvi asi tsanangudzo inogona kunge yakasiyana . Uye handisi kupa mafungiro angu, nekuti anogona kunge asiri iwo, asi chizaruro chisingakundike chaJesu Kirisitu. Chingwa semapiirwo azvakaitwa hachifanirwe kunge chiine mafuta kana munyu. www.philippekacou.org
@lasamaritainetv3021
@lasamaritainetv3021 6 лет назад
1. Ndinoda kutaura pamusoro paMateo 25:6 zvakare. Tinoziva kuti maringe na Mateo 24:27 Vhangeri yakabva kuAsia. Vhangeri yakabva nekumabuda zuva nemuApostora Pauro. Zuva kana richibuda rine ruvara rwenhundurwa uye ndozvakaita zvizvarwa zveku Asia, sezvakaita zvizvarwa zvekuChina, zvineruvara rwenhundurwa. Zvino zuva, Vhangeri rakazouya ku Uropu uko zuva rinozova jena. Ikoko ku Uropu kwaiva nemhare dzeshoko raMwari dzakaita sa Mutsvene Martin weku Tours, Irenia, Martin Lurther, John Wesley, zvichienda zvakadaro. Uye ikoko, tinoziva kuti ivavo vanogara ku Uropu vane ruvara ruchena. Zvino zuva rinotanga kudzikira kupenya kwaro richienda kuMavirira panguva yemadekwana, inova ndiyo America. Madekwana, zuva ronovira, zuva rinoita ruvara rutsvuku uye zvizvarwa zvekuAmerica zvineruvara rutsvuku, Indiana. Ikoko kwakava naWilliam Branham anechiyedza chamadekwani. William Branham anoratidza kuti aive neropa rechi Indiana kupfuurikidza nambuya vake. Nhasi, pachijana chemu Africa, Ewald Frank, murume wechichena anotaura nezve Mheremhere pakati peusiku. Asi, tinoziva kuti madekwana akapfuura, pava pakati pehusiku, Vanhu vatema, Africa nguva isati yodzokera kumabuda zuva nezvapupu zviviri zve Zvakazarurwa 11. #ProphetKacouPhilippe
@alinedago3398
@alinedago3398 6 лет назад
William Branham paaiparidza uko kuAmerica, hakuna aikwanisa kuponeswa pasi rose asi nemharidzo yaWilliam Branham. Uye nhasi, haukwanisi kuponeswa kunze neMharidzo yoMuporofita Kacou Philippe. Kana wanga uri mwana waMwari munguva yavo, waitenda mavari uye zvakangodaro nanhasi.
@alinedago3398
@alinedago3398 6 лет назад
William Branham paaiparidza uko kuAmerica, hakuna aikwanisa kuponeswa pasi rose asi nemharidzo yaWilliam Branham. Uye nhasi, haukwanisi kuponeswa kunze neMharidzo yoMuporofita Kacou Philippe. Kana wanga uri mwana waMwari munguva yavo, waitenda mavari uye zvakangodaro nanhasi.
@ouattaramaimouna8331
@ouattaramaimouna8331 6 лет назад
9. Semaporofita aIsiraeri, ndakadanwa muchiratidzo, maziso angu akavhurika uye ndakanzwa izwi raMwari chairo kwandiri zvakajeka. Ndakamira muziendanakuenda neMutumwa neGwayana pamusoro pemvura inova mapurezidhendi, madzimambo, varume vezvitendero, makurukota, nevagari vose vepanyika. Uye munoziva here kuti chiitiko ichi chinoshamisa pachakaitika, kwaiva kusina rumbidzo kuDenga? Munoziva here kuti makerubhi nemaserafimu ese nevatumwa vakuru vaiva vamira kurumbidza kwavo kuDenga? Uye mushure mekushanduka uku, boka guru raiva pasi pepiramidhi rakaswedera kwandiri rikati: "Hatina kuona Mutumwa neGwayana uye hatina kunzwa mashoko ataurwa neGwayana asi tinotenda zvizere." Kusvika pachidanho chekuti zvaive zvisisina chikonzero kuti izwi ribve kuDenga uye roti: "Uyu ndiye mwanakomana wangu anodiwa, munzwei". Zvose zvandakaparidza, ndaiva ndakamirira pachinzvimbo chaMwari kupfurikidza neMutumwa mutsvene uyu. Uye chishuwo changu hachina kumbova chekuti ndienderane neBhaibheri.
@ouattaramaimouna8331
@ouattaramaimouna8331 6 лет назад
9. Semaporofita aIsiraeri, ndakadanwa muchiratidzo, maziso angu akavhurika uye ndakanzwa izwi raMwari chairo kwandiri zvakajeka. Ndakamira muziendanakuenda neMutumwa neGwayana pamusoro pemvura inova mapurezidhendi, madzimambo, varume vezvitendero, makurukota, nevagari vose vepanyika. Uye munoziva here kuti chiitiko ichi chinoshamisa pachakaitika, kwaiva kusina rumbidzo kuDenga? Munoziva here kuti makerubhi nemaserafimu ese nevatumwa vakuru vaiva vamira kurumbidza kwavo kuDenga? Uye mushure mekushanduka uku, boka guru raiva pasi pepiramidhi rakaswedera kwandiri rikati: "Hatina kuona Mutumwa neGwayana uye hatina kunzwa mashoko ataurwa neGwayana asi tinotenda zvizere." Kusvika pachidanho chekuti zvaive zvisisina chikonzero kuti izwi ribve kuDenga uye roti: "Uyu ndiye mwanakomana wangu anodiwa, munzwei". Zvose zvandakaparidza, ndaiva ndakamirira pachinzvimbo chaMwari kupfurikidza neMutumwa mutsvene uyu. Uye chishuwo changu hachina kumbova chekuti ndienderane neBhaibheri.
@ouattaramaimouna8331
@ouattaramaimouna8331 6 лет назад
9. Semaporofita aIsiraeri, ndakadanwa muchiratidzo, maziso angu akavhurika uye ndakanzwa izwi raMwari chairo kwandiri zvakajeka. Ndakamira muziendanakuenda neMutumwa neGwayana pamusoro pemvura inova mapurezidhendi, madzimambo, varume vezvitendero, makurukota, nevagari vose vepanyika. Uye munoziva here kuti chiitiko ichi chinoshamisa pachakaitika, kwaiva kusina rumbidzo kuDenga? Munoziva here kuti makerubhi nemaserafimu ese nevatumwa vakuru vaiva vamira kurumbidza kwavo kuDenga? Uye mushure mekushanduka uku, boka guru raiva pasi pepiramidhi rakaswedera kwandiri rikati: "Hatina kuona Mutumwa neGwayana uye hatina kunzwa mashoko ataurwa neGwayana asi tinotenda zvizere." Kusvika pachidanho chekuti zvaive zvisisina chikonzero kuti izwi ribve kuDenga uye roti: "Uyu ndiye mwanakomana wangu anodiwa, munzwei". Zvose zvandakaparidza, ndaiva ndakamirira pachinzvimbo chaMwari kupfurikidza neMutumwa mutsvene uyu. Uye chishuwo changu hachina kumbova chekuti ndienderane neBhaibheri.
@adopolilianeedwige7628
@adopolilianeedwige7628 6 лет назад
1. Kufanana nevaporofita veBhaibheri, muna Kubvumbi 1993, Ini, Kacou Philippe, murume akange asati ambotsika mukereke, ndakagamuchira muchiratidzo, kushanyirwa noMutumwa anondituma nemharidzo inoenda kupasi rose mukuzadziswa kwaMateo 25:6 naZvakazarurwa 12:14.
@nouratana6463
@nouratana6463 6 лет назад
Mharidzo iyi inoti maPurotestendi, maevhangerika, kusanganisira kereke dzinodaidzwa- kunzi dzakazarurwa nedzakadzoreredzwa nemamishini namaminisitiri, mifananidzo wechikara ndiko kuti chikatorike, uye vakatogamuchira kare mucherechedzo wacho, mweya wacho wavanodaidza kuti “mweya mutsvene”. Kunyangwe vachitaura nendimi, vachibhabhatidza muzita raJesu Kristu, vachimutsa vakafa nokuparidza Bhaibheri rose, mweya iri kuvashandisa uye yavanodaidza kuti “mweya mutsvene” mweya weshato, mweya wekuvuka. Mharidzo iyi inoti rubhabhatidzo rwemvura rwekuvandurudza (restitution) rwunodaidzirwa kuvanhu vose vanogara panyika. #ProphetKacouPhilippe
@gontrangontran2834
@gontrangontran2834 6 лет назад
6. Kana uri mwana waMwari, apo muporofita akataura, unofanira kuti urimukuzvininipisa : "Ishe, kana ndiri ini ndisinganzwisisi, ndivhenekeri", asi haufaniri kuita nharo. Chinotori chivi uye chituko chinoita umwe munhu aite nharo nemuporofita. Uye kana umwe munhu ari ngochani kana anoita tsika dzakashata kana anoita zvepabonde kunze kwewanano kana anosangana nemudzimai wake nekumashure sezvinoita mhuka kana anoisa muromo wake panhengo dzakavanzika dzeumwe wake, zvino kana muporofita akaita seni achitaura, anofanira kunyarara kuratidza rukudzo kuna Mwari uye Mwari vanozomunzwira tsitsi. #ProphetKacouPhilippe
@bletv6130
@bletv6130 6 лет назад
40. Imi hama dzekuAfrica, dzekuAsia, dzekuEurope, nedzekuAmerica! Zvichida maitarisira Mharidzo yaMateo 25:6 munyika yenyu, asi Mwari vakazviita neimwe nzira. Rangarirai Ishe wedu Jesu Kirisitu! Akange ari mupirisita mukuru Mekisedeki, vana rabbi navanyori vakaona kuti aifanira kubva kurudzi rwaRevi. Asi wakabva kurudzi rwaJudha. Zvino, Mharidzo Yake nebasa rake zvakasimbisa kuti aiva iYe Mesiya. Uyewo nanhasi, pasi rose, kana uri mwana waMwari, nzvimbo yako, ndepano nomuporofita wenguva yako Muporofita Kacou Philippe. Naizvozvo ane nzeve dzekunzwa, ngaanzwe.
@bletv6130
@bletv6130 6 лет назад
40. Imi hama dzekuAfrica, dzekuAsia, dzekuEurope, nedzekuAmerica! Zvichida maitarisira Mharidzo yaMateo 25:6 munyika yenyu, asi Mwari vakazviita neimwe nzira. Rangarirai Ishe wedu Jesu Kirisitu! Akange ari mupirisita mukuru Mekisedeki, vana rabbi navanyori vakaona kuti aifanira kubva kurudzi rwaRevi. Asi wakabva kurudzi rwaJudha. Zvino, Mharidzo Yake nebasa rake zvakasimbisa kuti aiva iYe Mesiya. Uyewo nanhasi, pasi rose, kana uri mwana waMwari, nzvimbo yako, ndepano nomuporofita wenguva yako Muporofita Kacou Philippe. Naizvozvo ane nzeve dzekunzwa, ngaanzwe.
@ayavirginieyao7673
@ayavirginieyao7673 6 лет назад
33. Uye nhasi, haugoni kuponeswa kunze kweMharidzo yeMuporofita Kacou Philippe. Nemhaka yei? Nokuti Ishe Jesu Kirisitu ndiye mumwe chete zuro, nhasi uye nokusingaperi. ZvaAkaitira kumarudzi akapfuura, Achagara achizviita. Kuburikidza nemuporofita mupenyu munguva yako waunofanira kutenda kuti uponeswe uye ndiwo muedzo wenguva yako. Iwe unofanira kukunda machechi nevanyengeri venguva yako uye kugamuchira muporofita umwe oga uye akasiyana nevamwe uyo ari kurwiswa nevanhu kuti uve neHupenyu Husingaperi. Une nzeve dzekunzwa, ngaanzwe. #ProphetKacouPhilippe
@salimatailboudo1512
@salimatailboudo1512 6 лет назад
1. Kufanana nevaporofita veBhaibheri, muna Kubvumbi 1993, Ini, Kacou Philippe, murume akange asati ambotsika mukereke, ndakagamuchira muchiratidzo, kushanyirwa noMutumwa anondituma nemharidzo inoenda kupasi rose mukuzadziswa kwaMateo 25:6 naZvakazarurwa 12:14. Heinoi nhoroondo yokutendeuka kwangu, uye zviratidzo zvikuru zvitatu zvekudanwa nokutumwa sokugamuchira kwandakazviita. 2. Ndakatendeuka munaKubvumbi 24, 1993 maringe naDhanyeri10:4 kusvika 11 nechiratidzo chandakazviona ndimire pajecha regungwa uye zve pamusoro pepiramidhi refu uyezve pajecha regungwa paneimwe nzvimbo uye ndakaona motokari yehondo (military truck) yakasakara ichibuda pakadzika pegungwa ikandipfuura. Ndakacheuka ndikaona kuti yaive nevanhu. Vakange vari vakadzi uye umwe wavo aiva mukaradhi. #prophetekacouPhilippe
@evangelistegadokechi9916
@evangelistegadokechi9916 6 лет назад
14. Kana ukacherechedza, muna Jeremiya 26:7-11, vaiva vaporofita navapirisita vanofanira kunge vachiziva shoko raMwari, vanofunga kuti Muporofita Jeremiya vanofanira kufa nepo mundima 16, vanhu vanoona zvakasiyana neizvozvo. Maona? Zvimwechete nanhasi. Www.PhilippeKacou.org #ProphetKacouPhilippe #Sikensi #
@rodriguediezan8747
@rodriguediezan8747 6 лет назад
15. Muporofita akaita serunhare. Mashoko amunonzwa haabvi kwaari pachake. Runhare rungava rusina basa asi runoita kuti izwi rapurezidhendi wenyika rinzwikwe. Ndosaka imwi vagari vepanyika, zivai kuti handisi ini wamunoramba, asi ndiMwari wamunoramba. Nemwi vatungamiri vezvitendero, ko rabbi angaramba ari asina hanya here akanzwa kuti kune muporofita kwaIsiraeri? Uye muna Johane 4, shure kweshoko remukadzi weku Samaria, ko vose vana rabbi havana kumhanya here kuna Ishe Jesu Kirisitu? Uye ini Kacou Philippe ndinotaura kwamuri, handina basa pamberi penyu asi ndini suo reMatenga uye ndini mukuru wegoho nhasi. #ProphetKacouPhilippe
@nguessankacou2873
@nguessankacou2873 6 лет назад
7. Ushumiri hwemadzimai uye kuroorana kwengochani ndizvo zvinyangadzo zviviri zvikuru zvekuguma kwenguva. Uye munhu anopinda muchechi mune vakadzi vanoparidza, zvakafanana nemunhu anobatana kuita paredhi nengochani. Makore zvuru zviviri zvapfuura, vanhu havana kuziva kuti rimwe zuva, ngochani dzichaita paredhi kuJerusarema. Makore zvuru zviviri zvapfuura, vanhu havana kuziva kuti rimwe zuva munhukadzi, zvisinei nekusviba kwake, aizoenda kunoparidza pamberi pevanhu mune mamwe machechi. [Mup: Ungano inoti: "Ameni!"]. 6. Mwana waMwari haakwanisi kupikisana nezvose zvakasimbiswa naMwari; kunyange pasina Mweya Mutsvene, zvinomunetsa. Bhaibheri harigoni kupesana pacharo. Kana Jesu ainge akagadza munhukadzi muapositori kana mudzidzi, angadai asina kuva Mesiya. Kana Pauro aibvumira munhukadzi kuparidza zvinoreva kuti Pauro aizova wenhema. Hazvina mhosva zvishamiso zvake, asi zvaizova zvishamiso zvehunyengeri. [Mup: Ungano inoti: "Ameni!"]. 5. Uye kana tichitaura nezvehushumiri hwake, kana munhurume asina kuuya pasi pano kuzozadzisa basa raJudhasi Iskariyoti, haagoni kubvumira munhukadzi kuva kupurupiti; Uye kana usiri mbudzi, yakaberekwa kuzonyengerwa, haugone kugara kuti unzwe mukadzi achiparidza kana kutungamirira nziyo ivo varume varipo! Kunyange kana akazviita zvakanaka, ndidhiyabhorosi ari kumashure kwazvo. Zvisikwa pachazvo zvinotidzidzisa kuti munhukadzi haasi mutakuri wembeu yekuberekesa. Naizvozvo haakwanisi kuparidza agounza upenyu husingaperi. Uye mukomana mumwe chete pakati pechuru chevakadzi aita kuti "ivo" wechikadzi ashanduke kuva "ivo" wechirume nechikonzero chechiremera chemunhurume. #ProphetKacouPhilippe
@ouattaramaimouna8331
@ouattaramaimouna8331 6 лет назад
1. Tsamba iyo ini, Muporofita Kacou Philippe, musungwa kusvika muna Chivabvu 20, 2021, nokuda kwe Vhangeri ya Kirisitu, yandakanyora musi wa 24 Kubvumbi, 2018 kuvatsvene vose uye kune avo vose vane tariro yeHupenyu zienda nakuenda pamhemberero yemucherechedzo wechimakumi maviri nemashanu yekudzika kwe Mutumwa. Muchidimbu chemakore makumi maviri nemashanu kubva muzana chapfuura, Mutumwa akadzika akauya kwandiri. Ndizvo, ndakaona zvakanaka kwandiri kuti pasi pose pazive, uyezve nezvizvarwa zvichatevera, vazive kuti Mutumwa akazviratidza kwandiri musi wa Kubvumbi 24, 1993 akanditora akanditakura muchizenga chemweya wehuMwari uye akanditungamirira muhupenyu hwangu hwese sei uye ndiye akava munyori wezvose zvandakaparidza.
@francisadou333
@francisadou333 6 лет назад
#ProphetKacouPhilippe #8. Zvino cherechedza izvi: muzodziwa anouya pakutanga nezodzo sezvinoratidza zita rake. Izvi ndezvake ega! Muzodziwa zvinoreva: munhu ane zodzo pamusoro pake! Asi kana riri Shoko, muzodziwa haagoni kuuya nechizaruro cheShoko kune chizvarwa sezvatinozviona nevaporofita nhume. Asi anouya neShoko ragara riripo. Muzodziwa anouya nezvinhu zviviri: "Zvakanyorwa" kana "zvakare zvakanyorwa"! Kusvika pakuti kunyange kukwazisa kwake kunogona kuva ndima yebhaibheri. Kana isiri: "Rugare" inenge iri: "Ndinokukwazisai nemagwaro aya aPauro kuvaKorinde! Ndinokukwazisai na2 Timoti." 9. Asi muporofita nhume anouya neShoko sezvinoratidzwa nezita rake. MuchiHebheru, rabbi zvinoreva: tenzi asi muchiHebheru muporofita ndinabi zvinoreva: muromo weuMwari! Muporofita anouya nezvinhu zvina: "zvakanyorwa", "zvakanyorwa zvakare", "Zvanzi naIshe" uye "ini ndinoti kwamuri"! Munoona? Muzodziwa anouya nendima dzebhaibheri uye zvose zvaanoti zvinofanira kuva zvebhaibheri asi muporofita anounza chizaruro chezvakavanzika! [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”]. Muzodziwa haana kodzero yekubvisa Shoko rakanyorwa. Anongofanira kurishandisa chete! Apo bhishopi, mutungamiriri, mufudzi, muapositori, muporofita wechechi, muevhangeri kana mudzidzisi anotanga kuita zvishamiso asi iye asiri maungira ezvakataurwa nemuporofita wenguva yake, iye muzodziwa uye mushandiri wadhiyabhorosi. Anozvitenda pachake kuti arikushumira Mwari, iye akatendeseka, ane zvimwe zvaakazarurirwa asi iye muranda wadhiabhorosi. [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”]. 10. Asi muporofita anogona kuti: Iwe wakanzwa nezverwizi rweEdheni asi ini ndinoti kwauri hausi mubvunzo werwizi rwepanyama asi rwemweya! Muporofita anokwanisa kuti: Makanzwa kuti vatumwa vaviri vakaenda kuSodhomu neGomora asi ini ndinoti kwamuri Ngirozi mbiri idzi hadzisi Gabrieri naMichael kana Billy Graham naOsborn asi Eria naMosesi! Munoona? 11. Muporofita anouya nechizaruro chitsva, achizivisa kunyange izvo zvisina kunyorwa! Nemhaka yokuti iye ari kuenderera mberi kweBhaibheri, ndiye kuenderera kwechizaruro chaMwari! Muporofita anokwanisa kuti, "Ndini kuzadzikiswa kwehuporofita hwakadai hweBhaibheri, ndima iyi yeBhaibheri irikureva ini!" 12. Muprofita anogona kuti, "Mozisi akati asi ikozvino, ndinotaura izvi kwamuri!" [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”].Mupositora Petro akati, "Tendeukai mubhabhatidzwe mumwe nomumwe wenyu muZita raJesu Kirisitu, kuitira kangamwiro yezvivi ...! ". Asi ini ndinoti kwamuri, "Tendeukai, uye mubhabhatidzwe, mumwe nomumwe wenyu, muZita raJesu Kirisitu, kuti mudzoreredzwe zvakapetwa!" Uye kana ndiri muporofita wechokwadi rubhabhatidzo rwumwewo nderwenhema! Munoona? Ndinogona kuti, "Makamboudzwa kuti kune hushumiri hushanu munaVaEfeso 4:11 asi ini ndinoti kwamuri kune hushumiri huna chete hweShoko! [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”]. William Branham nevana vake vakaponeswa kunyange zvazvo vakashandisa mabhaibheri eKing James, Scofield, Louis Segond ... asi ini, muporofita Kacou Philippe, ndinoti kwamuri: King James, Scofield, Louis Segond mapasipoti egehena nhasi! [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”].
@jemimaahemin7971
@jemimaahemin7971 6 лет назад
22. Kuna Mwari, ukati, "Ndiri muKirisitu", zvinoreva kuti unotevera muporofita mupenyu wenguva yako asi kuna Satani, kana ukati: "Ndiri muKirisitu " , zvinoreva kuti urimuyendi wekukereke. Ndakaudzwa , "Kune Zvikwata zvakasiyana siyana ukovo asi kune rimwe uye umwe mubvunzo wokuti: Muporofita wako ndiyani? kana kuti Muporofita wavo ndiyani?" Uchazviona kuti, muziyenda nakuyenda, vanhu vechizvarwa chimwe chete vane Muporofita umwe chete, Shoko ravo rakangofanana zvisinei nenyika , rudzi rwavo kana mutauro wavo asi zvino kudivi rino, raSatani, vanhu vechizvarwa chimwe chete uye venyika imwe chete vane makereke akasiyana nevaporofita vakasiyana.
@nouratana6463
@nouratana6463 6 лет назад
Mharidzo iyi inoti dudziro dzebhaibheri idzi, Louis Segond, Tob, Martin, Crampon, Thompson, Scofield, Ostervald, Colombe, Semeur, King James, New World Translation uye akafanana neawa, kusanganisira akaongororwa neakadzokororwa ipoto dzen'anga; uye zvitoro zvemabhuku anodaidzwa kunzi ‘christian bookstores' mifananidzo yezvitoro zvemabhuku emaoccult, esoteric, mystic neruzivo rwekushopera. Uye wairesi nemaTV emapurotestendi nemaevhangerika somuenzaniso LMTV ne BENIE TV makomba emhando dzose dzetsvina nekusvibisa kose pamberi paMwari. philippekacou. org
@egdytv1501
@egdytv1501 6 лет назад
1. Tsamba iyo ini, Muporofita Kacou Philippe, musungwa kusvika muna Chivabvu 20, 2021, nokuda kwe Vhangeri ya Kirisitu, yandakanyora musi wa 24 Kubvumbi, 2018 kuvatsvene vose uye kune avo vose vane tariro yeHupenyu zienda nakuenda pamhemberero yemucherechedzo wechimakumi maviri nemashanu yekudzika kwe Mutumwa. Muchidimbu chemakore makumi maviri nemashanu kubva muzana chapfuura, Mutumwa akadzika akauya kwandiri. Ndizvo, ndakaona zvakanaka kwandiri kuti pasi pose pazive, uyezve nezvizvarwa zvichatevera, vazive kuti Mutumwa akazviratidza kwandiri musi wa Kubvumbi 24, 1993 akanditora akanditakura muchizenga chemweya wehuMwari uye akanditungamirira muhupenyu hwangu hwese sei uye ndiye akava munyori wezvose zvandakaparidza. www.philippekacou.org
@sergeolivierbaba6243
@sergeolivierbaba6243 6 лет назад
7. Rangarirai kuti maJudha akamirira Messiah makore 4000. Vaiva vakagadzirira izvozvo. Vaiva netsika yechiporofita. Vaiva vakagamuchira makumi evaporofita. Vanoziva kuti muporofita wechokwadi anenge ari woga uye anorambidza zvimwe zvinamato zvose zvenguva yake. Vaiziva kuti Messiah achazvarwa nemhandara uye kuti achazvarwa muimba yaDavid. Vaiziva kuti muporofita chii. Vose vaiva vakagadzirira kugamuchira Messiah. Asi apo Messiah akauya, vakamurovera pamuchinjikwa. Saka vo, chii chatingatarisira kubva ku Africa nedzimwe nyika pamberi pangu, Kacou Philippe? Vakandiramba asi ndine makiyi eHumambo hweDenga, ndini muponesi kubva kuna Mwari kuchizvarwa chino. Hakuna angaponeswa kunze kwangu. Uye mandiri, ruponeso nekurambwa kwevanhu kuchange kuchiparidzwa kusvika ndasiya nyika. #ProphetKacouPhilippe
@mariusnguessan1724
@mariusnguessan1724 6 лет назад
Rangarirai kuti maJudha akamirira Messiah makore 4000. Vaiva vakagadzirira izvozvo. Vaiva netsika yechiporofita. Vaiva vakagamuchira makumi evaporofita. Vanoziva kuti muporofita wechokwadi anenge ari woga uye anorambidza zvimwe zvinamato zvose zvenguva yake. Vaiziva kuti Messiah achazvarwa nemhandara uye kuti achazvarwa muimba yaDavid. Vaiziva kuti muporofita chii. Vose vaiva vakagadzirira kugamuchira Messiah. Asi apo Messiah akauya, vakamurovera pamuchinjikwa. Saka vo, chii chatingatarisira kubva ku Africa nedzimwe nyika pamberi pangu, Kacou Philippe? Vakandiramba asi ndine makiyi eHumambo hweDenga, ndini muponesi kubva kuna Mwari kuchizvarwa chino. Hakuna angaponeswa kunze kwangu. Uye mandiri, ruponeso nekurambwa kwevanhu kuchange kuchiparidzwa kusvika ndasiya nyika. #ProphetKacouPhilippe #ProphetKacou #Sikensi
@williamguede9596
@williamguede9596 6 лет назад
14. Mharidzo iyi inoti maPurotestendi, maevhangerika, kusanganisira kereke dzinodaidzwa- kunzi dzakazarurwa nedzakadzoreredzwa nemamishini namaminisitiri, mifananidzo wechikara ndiko kuti chikatorike, uye vakatogamuchira kare mucherechedzo wacho, mweya wacho wavanodaidza kuti “mweya mutsvene”. Kunyangwe vachitaura nendimi, vachibhabhatidza muzita raJesu Kristu, vachimutsa vakafa nokuparidza Bhaibheri rose, mweya iri kuvashandisa uye yavanodaidza kuti “mweya mutsvene” mweya weshato, mweya wekuvuka. Mharidzo iyi inoti rubhabhatidzo rwemvura rwekuvandurudza (restitution) rwunodaidzirwa kuvanhu vose vanogara panyika.
@letoiledafriquetv3821
@letoiledafriquetv3821 6 лет назад
19. Nhasi, panyika yose, hapana anoponeswa kunze kwezvandinoparidza, ini Muporofita Kacou Philippe. Ndini ndega muporofita akatumwa kuvanhu naIshe Jesu Kirisitu. Semunguva yaNoah, ini, Kacou Philippe nhapwa yaJesu Kirisitu, ndini ndoga uye hapana angaponeswa kunze kwezvandinoparidza. [Mup:Ungano inoti,"Ameni!"].
@lynettemutsvikiri133
@lynettemutsvikiri133 6 лет назад
I am living proof of Shona Online church..... thank you so much
@adopolilianeedwige7628
@adopolilianeedwige7628 6 лет назад
iyi ndiyo ruponeso. PKP Chanel TV
@yaobleestelle2513
@yaobleestelle2513 6 лет назад
Ani zvake iwe uri Kacou Philippe ndiye muporofita wako. Kumuramba ndiko kusarudza gehena.
@joellenguetta1906
@joellenguetta1906 6 лет назад
Mwari haatumi kunze kwekereke Mwari haatumi vaapositori, mabhishopiti, reverends ... Asi Mwari anotumira muporofita mutumwa anorarama pasi pano uye ndiye muporofita mutumwa anosimbisa vaapositori, vaporofita vekereke Vhangeri nevadzidzisi Maererano naVaEefeso 4: 11.2 Makoronike 20:20 inotaura kuvimbana muna vaporofita uye Amose 3: 7 inotaura kuti kumuporofita Mwari anoratidza zvakavanzika zvake. Mwari anomutsa muporofita neEvhangeri muchizvarwa! #ProphetKacouPhilippe www.philippekacou.org
@anneseverinekouame6902
@anneseverinekouame6902 6 лет назад
7. ZVINO MHARIDZO IYI INOTI KUDINI? Mharidzo iyi inoti hatichisiri munguva dzamanheru asi tava pakati peusiku. Zvisinei hazvo, chizvarwa ndichocho noMweya waEriya ndomumwe, asi iMharidzo “Itsva” inova chiyero chapamusoro pane iya yenguva dzamanheru. Naizvozvovo Zakariya 14:7 yakasiyana naMateo 25:6. Www.philippekacou.org
@christelleetiboi3236
@christelleetiboi3236 6 лет назад
10. Kama huduma moja ya waefeso4:11 haifanyi kitu, mpango wa Mungu utatimia. Lakini Mungu hawezi pita pembeni, wala kubadilisha nabii-mjumbe. Hata akikataa kama Yona, hakika Mungu atamtumia tu… Pia Nabii mjumbe, siyo kuwa na kanisa kubwa, bali ni kuwa na kitabu kama Musa, Isaya, na Yeremia... Pia leo, jumapili hii, ma milioni ya mahubiri yatahubiriwa duniani kote katika lugha zote za dunia lakini kati ya mamilioni ya mahubiri yote haya, moja tu ndiyo ihabaki na kusimamishwa daima juu ya kilele cha ubinadamu katika lugha zote za dunia. Kizazi hadi kizazi mahubiri haya hayata sahauliwa. Na mahubiri haya ni yale ya nabii mjumbe wa kizazi. Hili ndilo jambo moja tu linalo weza kubaliwa na Mungu. Wakati wa Yeremia kulikuwa na vitabu vyengi, maneno mengi ya Mungu, palikuwa na manabii wengi lakini maneno ya nabii moja tu ndiyo ylidumu milele hadi kutufikia, na ni maneno ya Yeremia. Na iliendelea hivi kizazi hata kizazi, tangu kuwekwa misingi ya ulimwengu. [Ndl: Kusanyiko linasema: Amina!]. Www.philippekacou.org
@sergeolivierbaba6243
@sergeolivierbaba6243 6 лет назад
Mwari kuponesa neHupenyu Muprofita uye kwete nemachechi. uku ndiko hupenyu husingaperi www Philippekacou. org
@sergeolivierbaba6243
@sergeolivierbaba6243 6 лет назад
ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-9jRkzZ5-uWA.html
@rosemarysithole8197
@rosemarysithole8197 6 лет назад
Gore reminana chokwadi
@blessed9115
@blessed9115 6 лет назад
The sudden twist at 2:09 it lit!
@ognatiuschironga8653
@ognatiuschironga8653 6 лет назад
What just happened at 2:10 !!!
@Mitchellmush
@Mitchellmush 6 лет назад
Hallelujah wonderful