Тёмный
Th King
Th King
Th King
Подписаться
Nutty-O-Simba-mukaka
2:29
6 лет назад
Drunken guy
0:21
9 лет назад
Комментарии
@TynashMarimi
@TynashMarimi 5 месяцев назад
Wow Gaga ❤
@adel-vf2ru
@adel-vf2ru 6 месяцев назад
mai1
@NihansChideu
@NihansChideu 6 месяцев назад
2024 im here❤🎉🎉
@tacudzwapadzi1701
@tacudzwapadzi1701 11 месяцев назад
2023 any1 ?
@GamuchiraiTMugebe
@GamuchiraiTMugebe Год назад
Okay 👍
@GamuchiraiTMugebe
@GamuchiraiTMugebe Год назад
Song iyi ine 2rys yagara
@GamuchiraiTMugebe
@GamuchiraiTMugebe Год назад
Ucha mhanya ne bhuru irpi uchaziva sei kuti iri weak
@simbamukandatsama6333
@simbamukandatsama6333 Год назад
Yep
@tadiwabryanmusere2602
@tadiwabryanmusere2602 2 года назад
Lyrical genius!!!
@marvellousnjabuloncube1622
@marvellousnjabuloncube1622 5 лет назад
feb 2019 still jamming dzemudanga
@ngazaten
@ngazaten 6 лет назад
Hoooo I paper bag Kwete regrocery paper bag Rakatakura paper bedzi Magreen aya , Oskid worker maths. Gafa rapinda vadhabhura Isa zvinwiwa patafura Waiter ndiserver Bepa ndi shevhe Tisu madhara Takura Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu Ita low ndiri kurova bag Haikona kunditevedzera mamoves angu Ita low ndirikurova bag. Zvima waya waya keep change Zvima fifty fifty keep change Zvima twenty izvo ndo change Sabhura zvima ten nema five pabenji Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu Ita low ndiri kurova bag Haikona kunditevedzera mamoves angu Ita low ndirikurova bag. Zvima waya waya keep change Zvima fifty fifty keep change Zvima twenty izvo ndo change Sabhura zvima ten nema five pabenji Ndeipi Ko baby une Gucci bag Igenuine here kana bootilegi Thousand iro sheka booty bedzi Unetsvigiri fanike kuchiredzi Macalls awanda ndaisa phone mundege Tora pikicha ne Iphone undi tege Gafa ndagara handina pressure Saka handina kuuya pano kuti undijege Ma five na ten na twenty Kwete kwete kwete pano Mafifty nemawaya Chete chete chete pano Iwo ma five maten matwenty Kwete kwete kwete pano Mafifty nemawaya Chete chete chete pano Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu Ita low ndiri kurova bag Haikona kunditevedzera mamoves angu Ita low ndirikurova bag. Zvima waya waya keep change Zvima fifty fifty keep change Zvima twenty izvo ndo chenji Sabhura zvima ten nema five pabhenji Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu Ita low ndiri kurova bag Haikona kunditevedzera mamoves angu Ita low ndirikurova bag. Zvima waya waya keep change Zvima fifty fifty keep change Zvima twenty izvo ndo chanji Sabhura zvima ten nema five pabhenji Magreen hobho vakufunga kuti mafeki notes Usaite godo Huya take notes Ndirikupenya handidzimi kunge magetsi murouad Ndava kumberi ndakutaura spaghetti roads Ndakati dzika dzakadzika ngirozi Kutambura handchada Ndaka pika boyz Ndamira kuspenda Ndaisa nyika pa pause Vefinance vafona Handiz kupika macalls Ma five na ten na twenty Kwete kwete kwete pano Mafifty nemawaya Chete chete chete pano Iwo ma five maten matwenty Kwete kwete kwete pano Mafifty nemawaya Chete chete chete pano Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu Ita low ndiri kurova bag Haikona kunditevedzera mamoves angu Ita low ndirikurova bag. Zvima waya waya keep change Zvima fifty fifty keep change Zvima twenty izvo ndo chenji Sabhura zvima ten nema five pabhenji Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu Ita low ndiri kurova bag Haikona kunditevedzera mamoves angu Ita low ndirikurova bag. Zvima waya waya keep change Zvima fifty fifty keep change Zvima twenty izvo ndo chenji Sabhura zvima ten nema five pabhenji Ndikurova bag Ndikurova bag
@tatendawilsonmakwande1403
@tatendawilsonmakwande1403 6 лет назад
stiil listening in Nov 2018!!
@barabaramafara3060
@barabaramafara3060 6 лет назад
Killer t mwana
@theson5831
@theson5831 6 лет назад
chibaba
@johnchikate2256
@johnchikate2256 6 лет назад
Better than killer t summer song
@youngking6010
@youngking6010 6 лет назад
GAFA ZVINHU
@tinotendaziramba7105
@tinotendaziramba7105 6 лет назад
ft. hillzy not hilly
@PSTAdmoremuronda
@PSTAdmoremuronda 7 лет назад
dope track