Pane kumwe kubatsira kunozoshaya basa nekuda kwemashoko anozotaurwa. Ngatibatsireyi nokuti tinoona zvakanaka kubatsira kwete kuti vanhu vazokunamata. I hope one day mai ava will allow God to tame her tongue.
Thank u man of God 🙏 u were sent by I loved it when I say it's done ✅ the problem is over I know and I believe one day I will come to your church to be delivered I will be delivered 🙏🙏🙏
Yekuda kuroorwa iyi inotiparira asikana. Mwana wakagadzirira baba vake bhachi re size. Kumwe kubara idi. Toti asina ari nane here kana zvadai. Baba vane rudo kudai. Munoda zvakadii.