Тёмный
ZimNews Beat Tv
ZimNews Beat Tv
ZimNews Beat Tv
Подписаться
Telling The Zimbabwean & African Story, Culture, Norms And Values
Maduve Vochemera Nyama
4:54
23 часа назад
Godo Neruvengo Zvoparadza marriage.
56:29
15 часов назад
Handitongwe NaSabhuku ZANU PF
0:27
18 часов назад
Tine Nyoka 40 Years Yatinoshandisa Pakuroya
43:22
20 часов назад
Комментарии
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 8 часов назад
Musikana uyu akamitisiwa nemunyasarandi,mukula kana mu sasko
@NillaahRusike
@NillaahRusike 8 часов назад
mukoma torai mhuri iyi muende navo kwasekur tasvu then voitirw go back to center
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 8 часов назад
Hi mkoma ma videos enyu mazhinji volume iri pasi
@AronMadomba
@AronMadomba 9 часов назад
Ko mai Rona why vasingabve kana vasisadiwe
@JaneMatavire
@JaneMatavire 11 часов назад
Ndokumirawo kuti kana achiona comment yangu iyi aende kwaprophet T Freddy or prophet miracle Paul zvinopera zvitete izvi kune akatoenda achiita dhodho zvikapera ipspo please please ngaaende ikoko
@LearnmoreHamadzewawa-ws5mx
@LearnmoreHamadzewawa-ws5mx 11 часов назад
Nyika ino ine matambudziko Mwari baba,Makavinga vematambudziko Mwari baba😢🙏🙏🙏
@CollenArmitage
@CollenArmitage 12 часов назад
Dare rangu number2 number 1 mutasa vanondigonera
@ZVOUSHE
@ZVOUSHE 12 часов назад
akarara neumwe ndiyani ko ma equal rights arikushanda papi
@JKaroro-w5u
@JKaroro-w5u 13 часов назад
This Tashu guy hapana zvozivikanwa apa, you are just trying to be a shit magician, Put this into your mind that urikuwedzera petrol mumoto. Gogo vaurikunanga kuti vanoroya avo vane vana vavo, vaona vazukuru vavo, vaona vazukuru vevazukuru ,vaona vazukuru vevazukuru vevazukuru. Vane matanga evazukuru, saka usatitaurire nonsence. One of these coming days, those chemical that you mixing will burn your fucken bloted belly neziguvhu iro. Muturikiri wako ngave ne respect, hapana kana ane zera naye pavanhu varipo apo avo
@ernestmutero6155
@ernestmutero6155 13 часов назад
Kumasowe futi , Mukadzi mukuru haa unoona kamunhu kacho hazvipindirani zvinyaya zvacho twuvanhu achimwene mukadzi uyo haaiti kuitirwa umwe nekamunhu kakadai hakatomugoni karikega apa kotoita vairi fokofu chinhure rava business ramambo netwuvanhu twavo
@ernestmutero6155
@ernestmutero6155 13 часов назад
Kumasowe futi , Mukadzi mukuru haa unoona kamunhu kacho hazvipindirani zvinyaya zvacho twuvanhu achimwene mukadzi uyo haaiti kuitirwa umwe nekamunhu kakadai hakatomugoni karikega apa kotoita vairi fokofu chinhure rava business ramambo netwuvanhu twavo
@paulinemuzivi7019
@paulinemuzivi7019 14 часов назад
Iye mkadzi mudiki akangwarisa aigovaka mugodhi pamba peumwe mkadzi sei hama dzake mkadzi iyeye adzimude daidzaimudz dzaimudza kut azvite kugara pamba peumwe mkadzi zvivindi zvake ndezvei anofunga kut mai rona vakat dhii apo anopagara hre pamba ipapo 😢😢😢
@JungkyuJakuvose
@JungkyuJakuvose 15 часов назад
Juliana uripi
@juliethundah7770
@juliethundah7770 15 часов назад
Mkoma Robert itai basa renyu mubatsire mhuri iyo nt mahumbwe avari kuita ayo
@ExodusGokova
@ExodusGokova 15 часов назад
Uyo murume anoti akanyengerwa mukadzi wake ane vumbovo hwei bcz nyaya ake yose ndye kuudzirwa nemukadzi wake. Anoziva cy kuti ichokwadi kana kuti mukadzi wake ari kuforomera murume uyo vachitora advantage yekuti aive dofo kuchikoro. Mukadzi uyo akatadza nei kurecoder pavaifonerana sezvo akadzidza.
@mountsinai628
@mountsinai628 15 часов назад
anhu namatai musapomere aberwki zvisina basaba adhara Kagurabadza haana mhosva
@mountsinai628
@mountsinai628 15 часов назад
Uuuuuu
@LucyDudu
@LucyDudu 15 часов назад
Nice voice mai Tasvu
@FunnyAtom-hf7og
@FunnyAtom-hf7og 16 часов назад
Aproach va Tsanengamu hayiiti muzimbabwe moitwa ya Johane Mubhabhatidzi ,modamburwa musoro wenyu ,motoda aproach ya Nathan kuna David yekufuridzira ndizvo zviripo nyaya yenyu yakanaka but mu Zimba inonetsa kana kuti modawo kupihwa fufuro chete
@JaneMuzadzi
@JaneMuzadzi 16 часов назад
Kusawirirana kwakatanga pakuti uyo anga anyengerwa mukadzi wake
@JephiasMaposa
@JephiasMaposa 16 часов назад
Zvojwadi vanhu vose variapo kurega nhoma iyo ichienda yoga hre chokwadi
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 16 часов назад
Danyeri Hwari chakangobata muchiuno kkk
@LydiaKik-mr8bh
@LydiaKik-mr8bh 16 часов назад
Ba Rona vane hutsinye vari kuda kuuraya mai Rona
@ObviousNyakamha-zp9in
@ObviousNyakamha-zp9in 17 часов назад
Ko midzimu inosunga munhu akatokanganisirwawo,from 6 years till now vakaita mhosva wacho hapana kana chirikuitika pavari.mwari haadhakwe mwana uyu ngaanosungurwa nezgold dealer vaakakwereta mari!!!
@ecstacy2029
@ecstacy2029 17 часов назад
Sweet
@charitymaruta8629
@charitymaruta8629 17 часов назад
But from the word go Murehwa vange vachigangaridzwa vasingapiwe nguva yekuzvi expresser anyway it's a game. We learnt a lot.
@charitymaruta8629
@charitymaruta8629 17 часов назад
Mrehwa vakapiwa muti wekurapa makumbo emkadzi aizvimba ko vozonzi ndivo muroi sei? Vatambwa 10 naughty apa. Ndavanzwrira tsitsi
@baba_Mudiwa
@baba_Mudiwa 17 часов назад
Perfect man keep it up please
@doreenchitiza5480
@doreenchitiza5480 17 часов назад
Mama get well soon
@TrueisNamed
@TrueisNamed 17 часов назад
Zvaitonda miracle Paul bcz kule awo wanonyanya ka drama😂😂😂
@sean-wm3rp
@sean-wm3rp 17 часов назад
Get well soon mama
@margarethmaroso3150
@margarethmaroso3150 17 часов назад
Zvakaoma hazvo uuuuumm
@MakanakaMuzavazi
@MakanakaMuzavazi 17 часов назад
Honde mwari ngavabastire
@KudzaiSophieMunyukwi
@KudzaiSophieMunyukwi 17 часов назад
Haaa kumwe hakusi kuwanikwa kuwanikidzwa puuu, kuva singuru nani pane izvi
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire 18 часов назад
1 n'anga inotanga yakudza musiki ,we love you sekuru Achapola
@joemushawembirimi
@joemushawembirimi 18 часов назад
Varikurwira kuti Zanu I've varikusungwa asi varikubira nyika varikuita madiro
@joemushawembirimi
@joemushawembirimi 18 часов назад
Bamnn muri Zanu you will remain Zanu so don't waste our time
@TatendaZimondi
@TatendaZimondi 18 часов назад
You see😂😂
@TatendaZimondi
@TatendaZimondi 18 часов назад
Il never attend any church til i die unomwiwa ropa ukazorwa huroyi
@EmerinaMukaro-hq8bq
@EmerinaMukaro-hq8bq 18 часов назад
Mwari wedzerai simba kuna sekuru Kanengo vanunure mhuri iyi.Mkoma wangu Robbie ndinotenda👏👏👏
@daychawatama8624
@daychawatama8624 19 часов назад
Mai Rona ko kuenda kumusha kwenyu kana kunoroja
@farisaimafemba
@farisaimafemba 19 часов назад
Vasikana namai vakanaka havo,manatural yellow born
@patriciamasize6817
@patriciamasize6817 19 часов назад
Looking good my sister my juju
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 19 часов назад
Waiting ✋
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 19 часов назад
Anenge mhondi murume uyo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 19 часов назад
Zvakaoma
@NatieMajaya
@NatieMajaya 19 часов назад
Hamadzangu kaaa zvakaoma ko wakadzi sei musina matyira kuda kugara pamba pemumwe mukadzi pakawaka nesimba rake haaaaa namai kudai amainini amainini don't let this women die ndarwadziwa hangu
@LivingstoneFusire-c8m
@LivingstoneFusire-c8m 19 часов назад
Endai kwa Miracle Paul kana kwa T Freddy zvidiki izvi
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 19 часов назад
Mukomana uyo ndafarira confidence dzake and pachazvarwa mwana vachabhadhara ×1000
@ecstacy2029
@ecstacy2029 19 часов назад
Zvasekuru ava zvene kahufaki mukati