Mai Vee great team you have, mukadzi agona kutanga. Atanga nekupopotera patsikwa kwakuzoenda kunyaya yake. Zveshuwa kamee ka peace Mumba hakangoitwa esp kana zviri zvitsva
Ndafenda asika mhosva siyana nesu iwewe haaaaaaaa veduweka ndaita mabayo nhasi wakanyanya mhosva ayewa thum up for all e best entertainment u r giving us