Тёмный

" Afira ka Radio kaakaba" 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 198 тыс.
Просмотров 114 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 935   
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 Год назад
Sei gogo vachitaura sekunge mai shanty vane mhosva mwana wavo ariiye akatadza akaba zvinhu zvevanhu
@rue3575
@rue3575 Год назад
Aaaah tiri anhu atema ndozvetiri
@laurainegarudzo1941
@laurainegarudzo1941 Год назад
Nhai vaakukangamwa kuti wavo mwana ndiyo mbavha
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Mai shandi hamuna mhosva
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Gogo murikuwanza munamato pose paiba mwana wemi dai makatsvaka vanogona kubvisa mweya wekuba
@lindanjerere
@lindanjerere Год назад
N'anga iyi ndoda kutoisvaga ndakabirwa zvinorwadza nemunhu wandaibatsira
@Vicky_Marimo
@Vicky_Marimo Год назад
Gogo vane problem, munhu ane 30yrs haasi mwana. Vabereki ngatisiyei tsika yekutora divi revana pavanenge vachishaisha nekuti zvinoguma zvadai 😢. It’s unfortunate munhu akazofa but mhosva haisi yamai shanty ba
@norlandherbalproductswithf592
Chokwadi
@tinatinashe
@tinatinashe Год назад
Dambudziko kune vanhu vakungojairira kungobira vanhu fanika mamutare sakubva OTS kunemagombiro hobho hobho mai ava ndotokumbirawo number dzawo ndakabirwawo mari yangu yakawandisa saka ndotodawo number dzimunhu iyeye mbavha dzinogumbura
@tinatinashe
@tinatinashe Год назад
Mai imimi musanunurire mbavha munhu kana achinge atengazvinhu zvake musatora zvinhu zvevanhu
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Uyo haasi mwana uyo mbuya imi mutori problem munongoda kurebesa nyaya
@thandiwemoyo1779
@thandiwemoyo1779 Год назад
Even though nobody is allowed to judge except for God
@felistusngwenya4129
@felistusngwenya4129 Год назад
Well done mai Shandy wedzera umwe mushonga mbavha dzinorwadzisa idzi
@rumbidzaikundishorarumbidzaiku
Ummm mmm sadaro Mnhu akafa adzoke
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Mai shandi tipeivo # dzemuporofita wemi sando kune vanogadzira mbavha
@nicolemakunje6874
@nicolemakunje6874 Год назад
Kushanda kunorwadza veduwe munhu ongotora iiii Mai Shanty variryt
@primrosegunundo3970
@primrosegunundo3970 Год назад
Up until ari mwana wako aba obva afa ...don't tell me kuti dzinza renyu rese hakuna munhu anoba
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
@@nicolemakunje6874 kana ukabirwa uchaziva kurwadza kwazvo hazvinei kuti wabirwa nemwana kana hama yako .pasi nembavha vanhu ngavashande kwete kutevera mushana ne🐊
@ferdinandnyamunda7752
@ferdinandnyamunda7752 Год назад
Mbavha yakasangana nazvo, siyanai namai Shanty iya😂😂😂😂
@PaloSant
@PaloSant Год назад
Nhai nhai. Vakabirwa now vaakupinda busy
@rufaromorosi8249
@rufaromorosi8249 Год назад
moyo wekubereka 💔💔 but kuba kwakashata
@primrosetakwara6313
@primrosetakwara6313 Год назад
Careful nanga dzenyu idzi matove neropa mumaoko
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Uyo chatova chidhoma chavo vatova muroyi
@regissanyamandwe5590
@regissanyamandwe5590 Год назад
Ropa rinemhakahere kana risina anogona ariye akaba mbudzi.
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 Год назад
unogona kuti urikugadzirira mbavha but at the end unenge watoromba mishonga haina hayo kunaka the bad part of it haunboiudzwe zvichatanga
@musa1204
@musa1204 Год назад
BaTaps please titsvagirei N'anga iyi fast fast mbavha dzinofanira kushandirwa zvakasimba. Tofana kuReducer Number yembavha idzi.
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
😹😹😹🤣 musanzwire mbavha tsitsi
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
Ummm veduwe unorombeswa nenyanga idz ukazodemba
@profqda3464
@profqda3464 Год назад
Ini ndakambobirwa ndichiri kuda kutomusotesa
@PaloSant
@PaloSant Год назад
Kkkkk
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Год назад
Makunettsa mai shandy asi ndiye akaba satan
@rosemarymvumi9973
@rosemarymvumi9973 Год назад
uuuuuum
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Год назад
Very good riddance, mbavha dzanyanya. Chero kakaita karadio kadiki ndekangu usabate. Chero akaita matches usabata chisiri chako. Big up to n'anga namaiShantie
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 Год назад
Ih taura hako. Ndakambobirwa mota. Zvinorwadza
@lindanjerere
@lindanjerere Год назад
Kubirwa kunorwadza ukaona munhu asvika pakudaro anenge achirwadziwa nezvaka shanda
@ndanatsiwatellmoremutero1228
Nhai zvenyu ko kana anga aba chinhu chihombe ko kna aba mari ...vanhu ngavaregedze kuba
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Zvekuba muchazvirega munhu ngaadye zvaashanda
@lagomprojects7715
@lagomprojects7715 Год назад
Well said
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
Inini maonero angu mai Shanty avana dambudziko asi ane dambudziko ndiye watora chaasina kushandira, dzidzai kushanda mudye zveziya big up mai Shanty
@kingovto5221
@kingovto5221 Год назад
joyce ukati haubate mushonga iwe.
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Hamen
@mzee5533
@mzee5533 Год назад
Pasi nembavha kana uchihwira vurombo mbavha newevo urizimbavha
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
@@kingovto5221 kana zvine chikonzero chekuti ndiubate ndotobata,,,,,, 2 months ago ndine mwana ane 7 years akarohwa nezvinhu akapetana magumbo ndikaenda kumapostori hapana kana chakafamba mwana otoita worse ndakakuenda kun’anga mwana akadzoka akufamba saka ndomhanyira panondiponesa
@joycealbrecht1353
@joycealbrecht1353 Год назад
Kuroya ndokuziva ini...hanty akaenda kunozvifumura kuti aba saka was there any need to continue nekuroya??? Unenge unoroyawo iwe
@dorothymanjengwa2885
@dorothymanjengwa2885 Год назад
Makagonesa mai Shanty tipei numbers isu
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 Год назад
Kuba ngakupera , sad end but chinhu chekushanda chinorwadza
@propro9957
@propro9957 Год назад
Gwere chii??
@beatricembiri3828
@beatricembiri3828 Год назад
@@propro9957 chibage
@propro9957
@propro9957 Год назад
@@beatricembiri3828 mmm thanks dear!!!
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Год назад
Mai shanty Havana kuipa, kubirwa korwadza vedue,sandinyoreeee
@blessing4916
@blessing4916 Год назад
Ndipei # dzemunhu anogadzira taneta nembavha kwedu.
@loicedembo8923
@loicedembo8923 Год назад
Ngatipe number chokwadi
@faithjackson254
@faithjackson254 Год назад
Yes cos taneta nekubirwa
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Год назад
Taura hako Ini ndirikutsvaka Vo ndakabirwa wodrop Mumba apo ndiri Kuno KUSA handisati ndamboishandisa vanhu voti sekererei fokofu Siyai mashandi mbavha Kure uko
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Год назад
@@nyaraitaderera9369 zvorwadza veduwe
@melisamaphosa2395
@melisamaphosa2395 Год назад
Kana neni ndiri kutodzida pane munhu andinetsa
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Mushonga wamai shanty is going to backfire vapiwa mushonga nemuroyi
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Год назад
Yes phone yave unreachable no reply to messages pakaipa Mai Shanti muri kumonya henyu muromo kudaro hokoyo
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
@@takudzwamlambi679 tingati hedu vakagona kugadzira mbavha but vakaitane wrong ma1 atotanga tichavaona vavakuda rubatsiro.vakatorasirwa mhepo dzaitomunetsa
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
This is very sad and may MHSRIP! Asi vanhu ngavaregere kuda kutora maShanty sokunge ndeye mutadzi mukuru apa panya iyi. Zvinhu zvekubigwa nemadzenga emunharaunda, anokutageta, nekufunga kuti unezvinhu kwakawoma & kunonogwadza. Vanokutorera zvose - mbudzi, huku, etc kusvika pakukwatanhura mazenge aripamusoro pepamba chaiwo - apa vange vachitokubira iri syndicate community yose ichitozivana vanozvita asi iwe pasina anokuvudza. Saka munhu hangaitwi mhutadzi mukuru nekuti akasosa musha wake mbavha ikpinda ikabayiwa nemudzwa wacho. Manje-manje mumwe akafura vanhu 4 or 5 vakafa kuHre zvikangovharana nekuti kunonzi vakainda pamba pake vachida kunorobha. Saka hameno madzishe/madzimabo kuti anotonga sei pakadayi. Asi pamutemo wenyikait seems like ukainda pamba pomunhu kunoita vunhubu bwakaita sokunotora pfuma yemunhu - then munhu iyeye anekodzero yekudzivirira pfuma yake nenzira dzaanokwanisa. Isn't it?
@andrewmajoni2431
@andrewmajoni2431 Год назад
Kubirwa kunorwadza apaunenge washanda uchisungirira mari mbavha ngadzife
@andrewmajoni2431
@andrewmajoni2431 Год назад
Mbavha ndoyakazvi tangira Hondo musada kurwadziwa nhando tsiurai vana vasatora zvisizvavo
@andrewmajoni2431
@andrewmajoni2431 Год назад
Gumirai ipapo maishanty .usa tyiswe nembavha kubirwa kunorwadza
@sedwinbungari4343
@sedwinbungari4343 Год назад
You might be right asi zveee we can't reason nechitunha ava vapenyu can say whatever they want but mufi kana achingoda kumukira Mai ava hondo yacho ihuru🙆🙆🙆
@mercyg4397
@mercyg4397 Год назад
Ndinotenderana newe. Pasi nembavha. Pamberi nekuzvishandira.
@ELLAHMHERE
@ELLAHMHERE Год назад
Ka Radio 😮 mbuya amai vembavha havanyari zvavo.
@Bigjingo1011.
@Bigjingo1011. Год назад
Haaa Mai Shantie muroyi chaiye yes kugadzira but this is tereble
@ruruecloemarunda93
@ruruecloemarunda93 Год назад
Kubirwa kunorwadza weee
@lagomprojects7715
@lagomprojects7715 Год назад
@@ruruecloemarunda93 haasiti ambobirwa
@lagomprojects7715
@lagomprojects7715 Год назад
Hausati wambobirwa.hausati. maihweee. Hausati !!
@matildamatare1415
@matildamatare1415 Год назад
It's sad but I stand with Mai Shanti
@norlandherbalproductswithf592
I don't feel sorry for mbavha, Mai vembavha vachachema
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
I stand with mai shanty haana mhosva kubirwa kunorwadza, let’s teach our selves and kids not to steal , unofira mahara , gogo the way she is saying vane ruvengo namai shanty kuroverera kwa vari kuita, the best kubva monosvaga kumwe kwekugara, even mukati body munonoisa kumba kwamai shanty havasi rivo vakauraya anoenda kune n’anga yakazvita, mai Shanty sorry n’anga haitaure chokwadi kuti imwe mishonga inouraya,MHSRIP
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Год назад
Sure ndicho chokwadi ichocho ukatamba ne magetsi inofa wakashama kunge imbwa yafa ne chando
@Pessiamystic05
@Pessiamystic05 Год назад
@Lucy taura hako yes it's a very sad story for all involved and to a certain extent l can understand why Mai Shanty decided kugadzira pamba pavo and only a few will understand kuti zvi organza seyi kubirwa zvinhu zvawakashandira neziya and the unfortunate part is that most n'angas do not reveal to what extent mishonga dzavo dzinoshanda kusvika papillary coz maybe dzinenge dzine mhikowo yekunzi vasa taura mashandiro coz simba ravo rinobva rapera or some are simply greedy when they see kuti pano buda bhegi and mai Shanty running a tuckshop and a successful shabeen will give one the impression that she is loaded answer heard the locals call her madam boss and far as baba Shanty turning a blind eye to the closing times ye shabhini is coz he probably doesn't bring as much income to the table therefore mai Shanty makes the rules inga we know wani that song by posting kuti fadza mutengi wedoro.But as far as mai Shanty denying that there's no VIP service for her shabhini is just a statement in front of the cameras coz ma shabhini are illegal in terms of the law so obviously she has to deny that on cameras coz inotozoita imwe nyaya after ya Respect yapera coz a lot of these mashabhini sell illegal liquor such as kachasu,musombo,mbatutu,mukavakqva and the like so if mai Shanty had admitted to running a moonshine business on cameras that would have sealed her fate and next time we see her on the cameras will be with Tilder on behind bars.At the end of the day a guy lost his life for as little as $2, which to many is a small amount of money but l think it's all about the principle of do not steal finish and from mai Shanty side of things she said she only had her goats, chickens,eggs sorted out and now mushakabvu only admitted to stealing the radio and at one stage also stole a phone which he quickly returned without incident.So one can only conclude kuti there is a pattern Risi was an opportunistic thief,and now only him and his maker know if he stole some of the goats and chickens and to those young men fearing that they are also on the hit list then if u didn't take anything then there's nothing to fear but if they know they took something then l suggest they return the stuff before they meet the same fate But this is a huge message to all kuti musango saiza hupfumi wemunhu Munoz nyura literally like what happened to Risi tongoti akaita asingazive soMHSRIP.AND LEAVE PEOPLE'S STUFF ALONE ODYA CHEZIYA RAKO CHETE CHETE.
@dorothymanjengwa2885
@dorothymanjengwa2885 Год назад
Tipei zvamakagadzira nazvo pamba penyu ndatambura ini
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
Tunhu tunoda ropa muchapedza vana nekuda kukopa
@cdechirume2979
@cdechirume2979 Год назад
What I know is there is never gona be a thief in this village again. In Arab world its the same as sharia law or in Old testament an eye for an eye. If this is taken to Harare and bulawayo please mbavja dzaanetsa
@simbamugara3391
@simbamugara3391 Год назад
Inini maonero angu kutora chausina kupihwa kuba chero chikaita chidiki sey kuba hapana chinhu chinotwadza sekubirwa vanhu vanogadzira Misha yavo hazvisi zvitswa zvekuti Misha inogadirwa kudzivirira kubirwa michero chaiyo inogadzirwa ukangoiba chete unozvimba dumbu ukadhakwa hazvirevi kuti wakufanirwa kutora chausina kupihwa
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Год назад
Nhasi makupa mai shandy mhosva ko iye akaba
@charitymerjurykambuzuma2210
Karanganda ndipeiwo number dzamai ava pane wandikuda kuti vandisoterewo
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Год назад
🤣 🤣 🤣 🤣 Kwakaipa
@Lolotynash
@Lolotynash Год назад
Handiye uya wekuti ndozobhadharwa nembavha
@josphineshanga83
@josphineshanga83 Год назад
Please tikudawo number karanganda tamera nekubirwa
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Год назад
Bt mai Shanty vanozvishandira so ma youths emunharaunda iyoyo ngavasadheerera munhu anozvishandira
@maiboys3934
@maiboys3934 Год назад
Iye munhu anotorerei zvaasina kupiwa
@jerrymuropa2700
@jerrymuropa2700 Год назад
Sad ending though of life but ngatidzidzise vana vedu kushanda nekuti zvinotapira kudya cheziya kwete chekuba.Munhu anenge asiri kurara kuedza kuti hupenyu hwake huite nani iwe wosvika kungoba.
@iceechips6468
@iceechips6468 Год назад
No need to regret amai. Mbavha muguva, Period. You spend days & nights hunting for money umwe munhu ongouya achinhonga zvake. Ngaadyiwe nemujuru zviende.
@thelmachakonda2906
@thelmachakonda2906 Год назад
Akomana mbavha ngadzife akomana.Tipeiwo number dzeshasha iyoyo,mhepo dzacho tozodziona dzouya asi mbavha yazorora.Tipei number kana zvichida mari tokupai mutipe number dzeshasha yembavha iyoyo.
@precioussamhembere2157
@precioussamhembere2157 Год назад
Mai shanty havana kna mhosva iwo vanhu achibirei
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Год назад
Mai vanonyatsogona kutsanangura awa
@alisonzuva8822
@alisonzuva8822 Год назад
This should be a lesson kune vese vanoda kuba. Vamwe vanhu they won't handle it well. Anorwadziwa kusvika pakuuraya. Siyanai nekuba please. Zvorwadza kushanda umwe munhu wouya achitora hake.
@melodychitunhu4223
@melodychitunhu4223 Год назад
Mai shandy Havana mhosva ayiibireii ???
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Год назад
Number vanhu murikukumbira henyu but please munangwarira kuromba nazvo. Ehe kugadzira mbavha kwakanaka but kumwe kwacho kunenge kurikutoromba bcz unopihwa zvinhu zvino protector musha wako ende zvinozova dambudziko kwauri nemhuri mangwana
@Kudzybae98
@Kudzybae98 Год назад
Sure
@tashingakaitano8332
@tashingakaitano8332 Год назад
Mbavha ngadzigadzirwe toda #dze mnhu anogadzira takabirwa zviri kutirwadza
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Sando dzako N'anga mbavha ngadzifeeeeee paakanga achiba huku maidya musanyangadza mai shandi
@edwardmtape9681
@edwardmtape9681 Год назад
Dzidzai kutora zvamakashandira Mai Shanty is a brave women
@nancykasirori3637
@nancykasirori3637 Год назад
Mai Shanty vangaromba nemutorwa hre mwana wenyu akashaisha asi kut judgement yerufu pakatadzwa
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Год назад
Siyai kutora zvinhu zvevanhu mbudzi ndiye akatora vanga vaneta kubirwa.chete panoitika chinhu vanhu vanotaura zvakawanda
@gaylordmachengedzero2964
@gaylordmachengedzero2964 Год назад
Vatouraya mai ava in the name of security. N'anga dzenyu idzo dzinokuitisai zvihombe thoe kuba kusiri boe
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Kurombeswa kabisira veduwe iwe uchida rubatsiro dambudziko rotokura
@malinideviya534
@malinideviya534 Год назад
Vachinyanya vakadi kuenda kusowe zvino vanengozi
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 Год назад
Warikutoita kushaina nehuroi mai awa kutosandura sandura maziso ungati warikutaurq zvisvinu
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 Год назад
@@eustinamandigo1282 ndazvionawo
@magdaline6383
@magdaline6383 Год назад
Lesson ku mbahva Do not take whats not yours.
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Chidzidzo muchapfidza maidya zvekuba
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Hamen dzidzai kukohwa zvamakashanda
@lagomprojects7715
@lagomprojects7715 Год назад
Mbavha must lesson . Just put them on the list !! 😂😂😂
@magdaline6383
@magdaline6383 Год назад
@@lagomprojects7715 Agree.
@adzoflamzsofters6942
@adzoflamzsofters6942 Год назад
@@magdaline6383 guys mukudaro zvenyu bt iri hanzwadzi yako or mwana wako aba akafa unonzwasei
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Ko kuzouraya anhuwe ipapo vakatadza zvawo
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Год назад
Musanetse Mai shandi ndomubairo wembavha totoda kwavakasoterwa Pasi nembavha number plz
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
Mai shanty waifana kupinungura munhu then woripiwa radio chenjerai kubata zvichakunetsai mangwana zvichazopedza mhuri yenyu bcz maoko enyu ane ropa face yamai shanty yakarema wakaromba awa
@theophilus6147
@theophilus6147 Год назад
Taura hako kuparira dzinza Kuba akaba asi vaifanira kunzwisina
@mosesmukonowatsauka5827
@mosesmukonowatsauka5827 Год назад
Hausat vambobirwa iwe
@theophilus6147
@theophilus6147 Год назад
Kwete zvekusa munhu muguva ndaka tombo irwai asi mutongi ndimwari
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
@@mosesmukonowatsauka5827 iwe kwana iwe wanzwa handidi nemashoko angu
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Год назад
@@theophilus6147 asi inga ndakazouya akati sorry
@fadzaichisweto
@fadzaichisweto Год назад
Uyu munhu yaiva mbavha zvinoreva kuti ndiye waiba mbudzi dzamai ava musi waazoba radio haana kuziva kuti pagadzirwa kushanda kunorwadza vanhu ngavarege kuba uye vabereki tsiurai vana mbuya ava havasi kutomboona mistake yakaitwa nemwana wavo
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Mai vaidya vese zvekuba nemwana wavo
@veejay9436
@veejay9436 Год назад
Yaaa chokwadi
@edithnazare4055
@edithnazare4055 Год назад
Ndirini Mai Shanty ndaiti handina kumbobirwa ini.Ndaivarambira kubva pakutanga.Kupinzwa busy nembavha kudaro.
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Год назад
Mbavha ngaigadzirwe Mai Shantel Havana mhosva vakagadzira pamba pawo nenyaya yekubirwa mbavha ngaife
@malinideviya534
@malinideviya534 Год назад
Itori ngozi chavagona hapana mwana mudiki iyeye kutsvaka mushonga dai vakashungurudzwa nengozi hongu togadzira mbavha asi muvanhu vakachena
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Год назад
Ayibireyi ndozvowanikwa muhumbavha
@kudakwashegwanzura1954
@kudakwashegwanzura1954 Год назад
what a sad story , it seems mai Shanty vakarombeswa vasingazive . am seeing a lot of comments saying Reezy deserved what came upon him . hongu kubirwa kunorwadza asi ngatisakanganwei kuti we are all sinners under the sun , zvivi ndozvinosiyana nenguva dzekuzviita . ngativei nekuregerera muhana dzedu nekuti mumwe musi tichawanikawo tichida kuregererwa
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
Amen zvandibata izvi thnks
@sharonchiringa8588
@sharonchiringa8588 Год назад
Kubirwa kunorwadza wangu....even Bible pa 10commandments rinot do not steal
@lovenessmasawo8457
@lovenessmasawo8457 Год назад
Aaaaaaa mahorror
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
@@sharonchiringa8588 hongu asi harina kumboti uraya munhu akubira bible racho
@kudakwashegwanzura1954
@kudakwashegwanzura1954 Год назад
@@lovenessmasawo8457
@securityzeekoevlei5408
@securityzeekoevlei5408 Год назад
Mhavha adzinzwirwe tsitsi aibirei
@naisonsaungweme1979
@naisonsaungweme1979 Год назад
Mai Shanty haana problem ivo vanhu ngavarege kuba zvinhu zvevanhu zvinoshandwa Mai Shanty musatya imi makagadzira musha wenyu and maiita kt zvinhu zvenyu zvichengeteke sezvo zvaingopera musingaoni kwazviri kuenda,makagona pasi nembavha
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 Год назад
Mai shanty Havana mhosva vanhu wee
@desmondexoticsmutowo6623
@desmondexoticsmutowo6623 Год назад
kumagumo kune nyaya. Mai Shanty makaromba musingazive. Makaisirwa zvidhoma zvinochengeta musha zvinotofamba pamusha daily. Kumagumo zvichakunetsai cz zvichauya zvakuti takachengeta musha kwenguva yakareba saka takudawo mubairo wedu. Zvichada mukadzi kana ropa. Muchapedza hama maiShanty.......Kumagumo muchachema
@clayeanchihuri158
@clayeanchihuri158 Год назад
Ndokumbirawo fon number dzamai Shanty
@Giresigee8628
@Giresigee8628 Год назад
Yah number dzikudiwa
@gracechikwekwete586
@gracechikwekwete586 Год назад
Munhu akagadzira uyu anogona iye zvino nditori ne ronda ndabirwa ndaendawo kune vanoti vanogona ndikarohwa Mari futi ma results hapna kusvika nanhsi bba Taps # ngadziuye
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Год назад
Ndamusvora pakutadza kuzoroyonura coz kana munhu abvuma anofana kubhadhara then ova ryt saka kana vaakuuraya manje ummmm
@sibongiletshuma173
@sibongiletshuma173 Год назад
Taurai zvenyu paine yekubirwa vanhu havasi kuiziva guyz mbavha inobowa zvekut Zvazorwadza kut munhu afa but ini mbavha handimboinzwire tsitsi shm ,,apo tearm yacho ndiro rinenge richikuseka kut hapana zvaari kuita yet vachiziva kut ndivo vari kuku destroy
@charitymerjurykambuzuma2210
Ukapihwa number undipewo ndakabirwa zvekuti ndikazvifunga ndonzwa moyo kubaika
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Nemi ndirikutoda munhu anogadzira zvekuti aba anofa handinei nazvo ndaneta nembavha idzi musanyangadza mai shandi
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 Год назад
uuhm punishment yakarohwa nayo mai shantie yakaoma shuwa ka radio kavo kakavaparira zvokwadi kana tazogara titsvagei nzira dzekupengesa munhu kwete kuzouraya. mhepo mufamily chaiyoo.
@jorgejojo8163
@jorgejojo8163 Год назад
Kurarama kunonetsa ,tonyarara here kana tabirwa !zvinonetsa zvehupenyu
@tafadzwachimuka4979
@tafadzwachimuka4979 Год назад
Vaisada kuti afe, she was just protecting ziya rake
@primrosegunundo3970
@primrosegunundo3970 Год назад
That lady is heartbroken ...kusachema kushinga semunhu akwegura
@lagomprojects7715
@lagomprojects7715 Год назад
Mbavha. Mbavha. hapana hapana
@gloriamuvirimi8306
@gloriamuvirimi8306 Год назад
Mai Shanty havana mhosva. Kubirwa kunorwadza veduwee.
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Год назад
Munhu ngaasaba pluz vakagona
@precioussita6998
@precioussita6998 Год назад
Musadaro anhuwee munhu haisi Huku it's so sad kuba kwakashata but munhu haurayiwi dai vakatsvaga imwe nzira yekuti angodzosa chte
@rudotsopo5883
@rudotsopo5883 Год назад
Amai ava vakagona mhabva ngadzife
@tanyarue
@tanyarue Год назад
Kana tiri vabereki hatizive kuti vana vedu vachazovei kana vakura zvimwe siirai Mwari kutonga ndekwawo
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Год назад
Noo anotorerea chii chaasina kupiwa izvozvi nzvimbo kwavari hkuna achabata chemunhu
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Год назад
Uuuum munhu akanaka ari mupenyu pihwai mishonga isingauraye ngozi inoti gogoi ikko
@felixkawaza4730
@felixkawaza4730 Год назад
sometimes munhu anenge ane mhosva but zvimwe zvacho zvozosiririsa 😞
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Год назад
Amen kana zvazodai Iiii ndoona hangu kunge mai Shandy dai vakangomusunungurawo than kut aenda kumarinda
@kudakwashenobertmakwiyana2051
Mai Shanty is a hard worker but wawanzwa nekubirwa, all the people in the video agree. The deceased is not innocent, he died coz of stealing. It's like a thief at your house gets killed by electric fence or gets killed by your dogs.
@admiremukundwa2465
@admiremukundwa2465 Год назад
I think you're getting it wrong
@ssam1430
@ssam1430 Год назад
Hard work yese iyoyo now destroyed nemushonga
@kudakwashenobertmakwiyana2051
@@admiremukundwa2465 so people where stealing , what was she supposed to do
@roymuza2888
@roymuza2888 Год назад
mugoni wepwere ndiye asinaye . now vaburitsa 300 already which is more than zvakabiwa. 🤷🏼‍♀️was it really necessary
@kudakwashenobertmakwiyana2051
@@roymuza2888 vabuditsa nekunzwisisa kwavo, but munhu ane right yekugadzira musha wake isn't it?. It's not like mukomana uyu zvakamuwana asina chaaba
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 Год назад
Mai Shantie wakagonesa, tipeiwo # dzemunhu anobatsira pliz
@trishwadzanai9734
@trishwadzanai9734 Год назад
Mai ava vatoromba vachauraisa vanhu vakavanda
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Год назад
Kana wakangoba chavo chete ifa hako
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 Год назад
Ummmm mbavha dzidzai panyaya iyi atina tsitsi pambavha
@nyaradzohungwe8664
@nyaradzohungwe8664 Год назад
Asi mhai emukomana akaba maifanira kutoita half half namai Shanti
@ruvimbomadhawu1660
@ruvimbomadhawu1660 Год назад
Veduweka hongu kubirwa kunogwadza chaizvo asi dzimwe nguva vanhu ngatidzidzeyi kuti kutsiva ndekwa Mwari .Iyi nyaya yakaoma vanhu zvinhu zvamunopiwa neN'anga zivayi kuti hazvipere mushe zvinokudzokerayi muchapedza vanhu vese uye munenge maromba
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Kurombeswa kabisira kwakaika
@abigailchisekereni7680
@abigailchisekereni7680 Год назад
Havana kumborombeswa mai shanty asi mukomana uyu haana kutaura zvese. Mbavha ngaife
@pardietaurai4683
@pardietaurai4683 Год назад
Mbavha dzichapera hadzo
@abegailnhlabathi
@abegailnhlabathi Год назад
Yaaaaaaa ndizvo zvinoda mbavha Satan vanhu vanoshungurudza kana kuuraya vanokuuraya Saka wakazviwana
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Год назад
Tipeiwo namba dzemunhu uyu anogadzira plz plz
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Год назад
Dai asina kuba zvese izvi dai pasina
@Madubewangu
@Madubewangu Год назад
Kuba kwakaipa hako bt mai Shantie makatoromba muchaita cy imi better kugadzira munhu obatwa oziikanwa mosungisa munhu or kuripisana...azvidi kuzosvika pakadai zvapo ummmm
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 Год назад
vozoripisa hama idxo dzine mwana akaba more than zvacho zvaaive aba..nekt izvi atozvisimudzirao mamhepo mufamily yavo mweya wake uyo waingotaura uyo ucharamba uchitenderera ngozi chaiyo endekaa pasi rino rapanduka mbavha dzacho dzipfidzeo avo vekupinga munhu vazive pekugumira.
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 Год назад
chokwadi dai vakango muonesa nhamo uye kureurura kwese kwakaba then
@Madubewangu
@Madubewangu Год назад
Yes ngozi zviri pachena kt iri kuuya cz akafa achiziya munhu amuuraisa saka nahwambi ipapo
@charity5422
@charity5422 Год назад
I hate mbavha nemuroyi
@Palaz_Adventure
@Palaz_Adventure Год назад
Good for him. Aimbobirei? Ndikoko
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Nenivo
@lukekashiri8971
@lukekashiri8971 Год назад
Shereni ihombe pamhaka vanhu vanofanira kudzidza pamushakabvu shanda usabe unofa urichana mama avo vekubirwa havana mhosva kutobatsira kuda kwawo
@dioylenchikuni3161
@dioylenchikuni3161 Год назад
Mai Shanty ndipeiwo number dzevanhu vakakubatsirai please
@mollymotsi2422
@mollymotsi2422 Год назад
Mai Shanty havana mhosva munhu akagadzirawo pamba pake mushure mekunge abirwa end results ndiyo yazorwadza zvayo if possible mai Shanty ngavatame becoz vanogona kuurawa nekuti vanhu vakatsamwa
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Год назад
Hakuna zvakadaro hama manje awe nenyaya yakakura wena
@evelynsaurombe8041
@evelynsaurombe8041 Год назад
Mai Shanty haana mhosva aah ngavatotende kuti vari kutobata pamwe nawo ndudawo number dzaMai Shanty ahhh
@joyclive2416
@joyclive2416 Год назад
Anhu mungataura henyu zvese muchiti Mai shanty wakqgoni heee big up Mai shanty but watopinza ngozi Mumba awa azviperi mushe nevanhu qwo
@cloudeaschirume1367
@cloudeaschirume1367 Год назад
Umm but mai shanty zvatove nawo so far nenyaya yeka radio umm pakaipa mai shanty vatori ne stress mari yavabuda yapnda ka radio
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Год назад
Mbavha dzashupa ndadzife ba taps kushandira vanhu taneta
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Год назад
Muchazvirega zvekuba ini vanhu vanoba kana kutora zvinhu zvevanhu musingadzose handina kana tsitsi nemi ifai zvenyu ndinototenga cake rekupwanya ndichiteerera nyaya dzenyu shandai zvenyu kana musingade kuurayiwa
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Kushanda kunorwadza veduwe mbavha ngadzi rangwe
@gozos1552
@gozos1552 Год назад
Gud vakagona mbavha ngadzife
@melodydhafi3354
@melodydhafi3354 Год назад
nhangwe munhu akatadzasei haaurawee
@abigailkanjanda8371
@abigailkanjanda8371 Год назад
Mai Shanti hauna kutadza and zve list iyo kunyepa chaiko fanika Mai ane voice rashoshoma avo oooh batai mbavha dzenyu ... Nonsense... Wakagona Mai Shanntie
@charikinya
@charikinya Год назад
Mbuya is very sincere. She is a great storyteller.
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
You can say that again ☑️
@mukanya5836
@mukanya5836 Год назад
Itai muchiyeuka kuti munhu uyo imbavha yakaba musanyanye kunetsa mai Shanty
@lagomprojects7715
@lagomprojects7715 Год назад
@@mukanya5836 nothing sincere.mbavha imbavha
@emiliawendumba1690
@emiliawendumba1690 Год назад
Hapana ngozi apa akazviuraisa enga nehumbavha hwake,and mai shaty usambovabatsire panhamo yacho kana mwana akasara usambobatsira futi,mbavha imbavha chete no matter wabachii
@deekamanga
@deekamanga Год назад
@@joycepanganai4866 0or to
@brightonsamunda7621
@brightonsamunda7621 Год назад
Kuno KuWinnie Mandela JHB mbava dzinopiswa kwete zvemishoma izvo direct Tyre muhuro no negotiation
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Год назад
Ichokwadi ichocho dzinotsva
@mercyg4397
@mercyg4397 Год назад
Ndirikutodawo Number yen'anga iyi cuz mbavha dzirikunetsa. Ndirikutambura ndichishandira mhuri yangu kwete mbavha.
@mercyg4397
@mercyg4397 Год назад
Vanhu ngavarege kuba, zvakaipa kuba zvinhu zvoumwe munhu zvaarikuzvishandira, zvinorwadza. Uye vanhu ngavaraire vana, kuudza vana kuti vasabe uye vanhu ngavazvishandire vashande vachitenga zvavanoda kwete kuba. Imhosva here kuzvidzivirira kana wanzwa nekubirwa. Woshandira mbavha here? Mataurire arikuita vanhu haabatsire vana nevanhu vemunharaunda vanoita basa rekubira vanhu vanozvishandira. Its like its okay vanoshanda ngavabirwe. Hazvina kutanga nhasi kuti munhu anotsvaga solution kana abirwa. Its a shame kuti hapana kana amboripa zvakabiwa nemunhu uyu asi kungopomera mhosva victim anzwa nokubirwa. Mhosva inoripwa hamawe. Why vasina kubhadhara pavakaziva kuti munhu akaba. Maybe dai zvakatogadzirisika. This is a good lesson kune mbavha, ngavashande kana vachida zvinhu. Kwete kunzvenga nokudhakwa, munhu akadhakwa chaiye haatombofunge zvokuba.Uye vose vanoziva vakaba ngavanotaura nemunhu wavabira vabhadhare zvavakaba. Kufa kwomunhu kunorwadza uye hazvina kunaka. But also who knows chakauraya munhu uyu, pamwe vaporifita vavo vavakauyisa, cuz seriously mambonyatsoona here zvakaitwa nevavarikuti vaporofita ava or in'anga in disguise of a prophet. Tinoziva kuti muporofita unongonamatira mvura nemunhu kwete zvimwe zvatanzwa zvakaitwa ne the so called muporofita. Who knows maybe zvakaitwa nevapotofita. vakavhiringidza mishonga yen'anga. Nokuti n'anga ikakusunga, kana yakusunungura , zvapera. Or panewo muvengi akatira advantage ye situation akapedzisa munhu uyu. Or nguva yomunhu uyu yanga yakwanawo yangoirawo coincidence nekugadzirawo kwakaita mai ava musha wavo kuchengetedzawo zvavanoshandira mhuri yavo. Munhu wese anenzira yaakanzi anofa nayo yakasiyana neyoumwe. Tinogara tichiona nyaya dzokugadzirwa kwembavha, dzichiuya dzoripa dzichisunungurwa. Ask yourself why uyu azofa. Panezvakawanda zvinogona kuitika, pamwe mai vokugadzira musha wavo vari innocent. Pamwe vanhu ivava vakati vafambe vose kutsvaga chakauraya munhu pamwe vanowana kuti ndezvimwewo. Kufa kwomunhu kunorwadza uye hatizvikurudzire hama dzangu but ngatidzidzisane kugarisana nevamwe zvakanaka. Uye kana pane chaiitiko chakadai ngatitarise mativi ose kune akanganisa nowakanganisirwa. May his soul RIP. Be blessed.
@kudakwashenobertmakwiyana2051
Maybe mufi ndiye futi akaba mbudzi
@patriciavimbaizvaita8370
@patriciavimbaizvaita8370 Год назад
chi "i dont care" chamai ava iiii ndasarenda. igandanga amai ava. vane nyaya hombe amai ava.ichabuda zvayo
@theophilus6147
@theophilus6147 Год назад
Taura hako
@miriammuluku3049
@miriammuluku3049 Год назад
Vakarema kani
@manyarachakandinakira4711
@manyarachakandinakira4711 Год назад
Kuba kwakaipa it's very true , shoko raMwari robva Rati kudzorera ndekwangu. Hongu kubirwa kunorwadza asi kana munhu azofa Aine Zita rako pamuromo yatove Ngozi yapinda mumusha
@miriammuluku3049
@miriammuluku3049 Год назад
Taura hako, munhu afa hataurike naye
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
Yaaa ngozi yauya ngavaripe zvavo
@olindamachiya7812
@olindamachiya7812 Год назад
Hongu magona asi hamuna kupdza nyaya hoyo ngozi yauya mai shanty
@abigailchisekereni7680
@abigailchisekereni7680 Год назад
Ngozi inoenda kun’anga
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
@@abigailchisekereni7680 hakuna ngozi inoenda kunyanga inovinga iwe chero iriyo yakagadzira mukawana time muteerere zim confession munzwe vazhinji vakazviita izvi vakudzoka vakuda rubatsiro ngozi yanetsa
@tanyarue
@tanyarue Год назад
Mari yamatoburitsa yatopfuura yekutenga mbudzi 5 plus ngozi madzimai ngatidzidzei kuregerera kana dai ukabirwa ngatidzidzei kuregerera
@angellamawzhendi1547
@angellamawzhendi1547 Год назад
Zvakaoma veduwe chidzidzo chihombe kune vanhu
@GilbertGaya
@GilbertGaya Год назад
MAI shanty wakasimba moyo...
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Год назад
Toda Part 2 baba Taps
@moyomoyo9567
@moyomoyo9567 Год назад
Mai ava is forgetting mwana wavo akabira munhu.🙄
@tanyarue
@tanyarue Год назад
Hino nane yacho iri papi wakubvisa mbudzi nemagirosa nekuda kweradio yepondo zvimwe zvinoda kutaurirana sevagarisani hapana mubereki anoda kuti mwana aite mbavha zvino yatova ngozika iyi nekuda kweradio zvimwe zvinoda huMwari kutanga naiwaya ndinoti ariroya makukuvadxisa dzinza neradio chete
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Год назад
Uyu godobori Se customer yange ichigara ichiziva nezvavo,ndatoona sekuti akachiva upenyu hwavo ndokumupe zvisizvo,
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 Год назад
Uroyi haudadise mufunge,kurombeswa nokuda kwei nhai mwanaangu,zvinosiririsa ufunge, mwari haadhakwe rimwe zuva uchademba nokubata mishonga,inokudzokera kana kudzokera vana vako
@malinideviya534
@malinideviya534 Год назад
True
@nyanga991
@nyanga991 Год назад
Kuroya kuroya not kugadzara pamba.
@justizcooljmhangira8781
@justizcooljmhangira8781 Год назад
Kubiirwa kunorwadza and as the victim mbavha dzichitokuona dzinenge dzichitokutora sebenzi dzichivhiringa hurongwa hwako hwekuti ufambewo ne Benz 🚘🚙,so in my opinion I would say Mai Shanti did the right thing,but the prophet/sangoma should have initially told them the truth regarding his capabilities,terms and conditions of his muthi etc before they took the decision of using the invisible-security-system.Now it sounds like the Sangoma ain't a fan of Makhadzi's Chinja Ma Gear song as illustrated by his failure to engage the Reverse🔀 Gear⚙.
@charitymagavu778
@charitymagavu778 Год назад
Zvinorwadza mai shanty, be strong at this moment and I feel your pain pafa munhu mashoko anowanda Mwari vakupei simba inguva yacho inopfuurA but it will take time. Be strong my sister. Jehova Mwari vatibatsire tisaita ruchiva nezvisi zvedu.. You are a strong person mai Shanty pliz continue to be strong
@busybeebusybee6336
@busybeebusybee6336 Год назад
Mface uyu akangoitawo munyama kuitwa example yekuba Vanhu vatodzidza so Kuba kwakashata period
@justizcooljmhangira8781
@justizcooljmhangira8781 Год назад
What a sad ending,but imagine kubiirwa Dhindindi remangoma then you end up having no option other than attending Festival YeZvigure 🤔 ⁉️
@abbey63603
@abbey63603 Год назад
Mai shanty vanogara mucommunity yemarombe anoba. It seems vane kalife kudarika kemucommunity saka vaibirwa nevanhu vane majerasi. Mbavha ndaife. Mai Resi sorry but mwana akazvisikira moto muziso ega
Далее
Sabuku vakarohwa ne Tsvimbo Dare Ra Chief Mutasa
21:22
МОЮ ТАЧКУ РАЗБИЛИ...!
39:06
Просмотров 428 тыс.
I Took An iPhone 16 From A POSTER! 😱📱 #shorts
00:18
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
Просмотров 17 тыс.
Ndiri kurarwa nemumwe mukadzi
28:35
Просмотров 47 тыс.
DNA results, mombe
28:07
Просмотров 36 тыс.
Born Kalindo was lero pa 2 October 2024
16:11
Просмотров 1,4 тыс.
Ndakaurayiwa
10:27
Просмотров 57 тыс.