I can't say this song ndeyewakafirwa chete but ndiri kuchema newe mudikani wakafirwa mm especially ku hanzvadzi sikana ndoziwa pain yacho nemamiriro aita ma marriage munochemera ani 😭😭😭😭😭😭 mweya yana mai vedu ngaititungamire mmm
mother please ..increase your marketing skills of your songs ..so me pple like me will be healed there hearts 💕..please market more ..go for colabos ..market back your self please
mmm life is hard without a mother, but i thank God he gave me strength , am now strong in everything , even kuchema handichachemi kana kudemba . Kana zvaoma ndotarisa kuna iye wakatora mai vangu Musiki kuti honai mai vangu makatora gadzirisai zvinhu zvandiipira and anogadzirisa chete.