Тёмный

Aka joiniswa Satanism naBig Sister 

SlyMediaTv
Подписаться 303 тыс.
Просмотров 33 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

9 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 41   
@ngonichiwara7507
@ngonichiwara7507 Год назад
Mukoma Tapfumaneyi......Ko Rose akazodii uye mukomana uye akazodii Simba???Tokumbirawo update Mukuru wangu 👏👏👏
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 Год назад
Avapinduri vese natete Tilder
@primrosechikowo7836
@primrosechikowo7836 Год назад
Mukoma sly nyaya yaRose yakazodii
@Wekumusha07
@Wekumusha07 Год назад
24:17-24:23: "Saka apa pamuri kutara zvenyu hamusi kurotomoka? Muri right right? Muri right right?"
@maryzacharia2973
@maryzacharia2973 Год назад
Mukoma Robert to the world hanzi uri right right here hausi kurotomoka here 😂😂😂😂😂
@eunicadumbura1500
@eunicadumbura1500 Год назад
Nhai mukoma Robert sei nyaya dzekwasekuru Kanengo dzisina opera, nyaya yarose yakangonyararwa namanje, dzese kubva yaring nasimba
@paulinemercy7262
@paulinemercy7262 Год назад
First one to watch❤
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 Год назад
Ko nyaya ya Rose yakazoperera kupi ko Simba akazomubuditsa here Ku jeri
@ngonichiwara7507
@ngonichiwara7507 Год назад
Even me nditoriwo ne mubvunzo iwoyo 😢😢😢
@tinomzeni420
@tinomzeni420 Год назад
Taura hako yakazongoti ziiii I
@florencesibanda6045
@florencesibanda6045 Год назад
SURE NYAYA YAROSE NASIMBA PLZ TIPEIWOOOOOO
@ppiro8084
@ppiro8084 Год назад
Tipakurirei zvedu Slymedia bhora mberi
@lisnetnyaruwanga-jq4tx
@lisnetnyaruwanga-jq4tx Год назад
Nice
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Год назад
Toda full story
@florencesibanda6045
@florencesibanda6045 Год назад
My sstr why where you not asking all those things Kutongoenda kwacho
@paulinematambo
@paulinematambo Год назад
Tiripo pamamonya ipapo😂
@reginamapangah4708
@reginamapangah4708 Год назад
Haro
@winniemaketo7064
@winniemaketo7064 Год назад
Ndovaziva mai ava tayitogara nav same yard
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
Ronald atopora mufunge,sekuru makaita basa guru.Sabhuku vanoda kupiswa vadure zvavakaita pamwana.Kuda kunyebera kungwara zvenhando.Kamuroyi ☹
@bensonjegede-tv7df
@bensonjegede-tv7df Год назад
Pakaipa saka
@rambochauke710
@rambochauke710 Год назад
Ndinokubhigai sekuru kanengo mukoma Ribooos mbiri yasvika kure
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Год назад
Hapasisina hukama pakati peTwo sisters
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
Aiwa ngahupere zvahwo hukama hwacho.
@blessingndlove-gp4ys
@blessingndlove-gp4ys Год назад
Hukama hauna basa chikuru upenyu ,plz kna hama yakwanisa kukuroya haisasiri hama tatove mhandu ,hammer chaiyo
@munyaradzijameschipika6178
@munyaradzijameschipika6178 Год назад
This guy ndakadzidza naye 😢
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
He looks like he was smart in school. My son went to Chindunduma too up to A' level.
@munyaradzijameschipika6178
@munyaradzijameschipika6178 Год назад
@@juliaherbet2063 he was so smart , ndopandakadzidza as well from form 1 to 6
@vhuranjero
@vhuranjero Год назад
Sekuru kanengo hvarombese mudzimu wavo wakachena tarisai basa ravarikubata rakakurisisa
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
Denga richanetsa kupinda iri
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
Taura hako
@trynesstryness5609
@trynesstryness5609 Год назад
mudzoke nenyaya iyi
@enerstmuseve.mdzara2198
@enerstmuseve.mdzara2198 Год назад
Volume kubva kuna Sisi avo pliz tinoda kuterera vo tiri pamabasa pane ruzha ,noise,
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 Год назад
Sekuru kanengo....batsirayi sabhuku avo vabvuma huroyi hwavo
@reginamapangah4708
@reginamapangah4708 Год назад
Tisvike tisvike
@aginelah6387
@aginelah6387 Год назад
Nyaya yacho surrender
@nyarairosi3701
@nyarairosi3701 Год назад
Kana zvandanzwa mmmmm she can talk
@vhuranjero
@vhuranjero Год назад
Vakapedza kubatsira munhu vanotonuti chienda kuchurch yepostori unonamata usazo bata mushonga futi
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 Год назад
Kana ukangoziva kuti N'anga muroyi munobatsirika uye N'anga dzose dzinotanga kukuroya ivo vozoita sekuti vanogona.dambudziko rako
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Год назад
So, meaning kuti vaKanengo went to Madziva kunoroya, then made Ron na Sabhuku to come for treatment 🤔
@primmabuda732
@primmabuda732 Год назад
@@mildredmharira8764 nhai zvako iwe
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
Hadzisi n'anga,varoyi vese
Далее
Part 6 .Masasi Satanism. Kun'anga
1:08:55
Просмотров 62 тыс.
Money Changer Ave Kuita Bonde Nemunhu Akafa
54:05
Просмотров 70 тыс.
Starman🫡
00:18
Просмотров 14 млн
POV: Your kids ask to play the claw machine
00:20
Просмотров 9 млн
Headman Chigodora Vakomana vokwengana mudare
40:29
Просмотров 92 тыс.
@HeadmanChigodora Kufoshorerwa mupfuhwira
1:46:39
Просмотров 51 тыс.
Marounds nechitunha 😳 Dare raChief Mutasa
45:24
Просмотров 64 тыс.
Satanism Yanetsa Muzvikoro Zviri Manicaland Province
1:29:10
Varoyi Vakuvengana Mushure Mekudyirana Varume
1:02:28
Просмотров 119 тыс.
Apostle T.F Chiwenga. The sheshbazzah transction
1:10:32
Starman🫡
00:18
Просмотров 14 млн