Тёмный

AKADYA MARI YEBURIAL SOCIETY Karanganda TV.DARE RACHIEF MUTASA 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 200 тыс.
Просмотров 4,7 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

13 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 42   
@lazieharsh
@lazieharsh 11 часов назад
Ndiko kunonzi kutonga pakuyananisa. Everyone benefits. Ini hangu dai ndiinemusha under this Chief anonzi mutasa.
@monnietaah9583
@monnietaah9583 9 часов назад
Bank hatiende zvedu mambo 😂😂😂. Zvitori nani idyiwee ne munhu wekuti togona kuzotevera kana akaidya, ikadyiwa ne state unonoiwa kupi unoitevera kunani
@faithtiengane5618
@faithtiengane5618 16 часов назад
❤❤❤❤❤❤tawapo🎉🎉🎉🎉 Kumirira karanganda zviri nani gud picture quality Pane kupedzerwa data newamwe awo
@DeliahMasiyakurima
@DeliahMasiyakurima 15 часов назад
Asi vanonoka kuunza nyaya dzavo PaQuality pic ma1 plus zvinenge zvisina ruzha❤❤
@CollenArmitage
@CollenArmitage 11 часов назад
Karanganda 200k takavarairwa watch out sly sly
@shumbalicious
@shumbalicious 16 часов назад
1 pfeeee manga manyanya kunditangira
@Beloved5
@Beloved5 54 минуты назад
Aikaka,, munin"ina uyo kutosimukira kutaura kuti thank you so much , garaiwo nasisi vangu zvakanaka,....I thought ari kutoda kuti ndichakupaiwo 400 ndoyqndimbori nayo sisi vakapq isusu mari yacho
@Gono77
@Gono77 11 часов назад
Takamboisa mari kuma Bank Changamire dzikanyura katatu kese, mari taakuisa pasi pe pillow?
@Cannias-l5r
@Cannias-l5r 16 часов назад
2nd ❤❤❤
@trymorechiringa6711
@trymorechiringa6711 2 часа назад
ngawaende ku civil court wanotopihwa mari irinani than $20 iyo anogona kutozofa mukadzi uyo asati apedza kubhadhara
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 3 часа назад
joinai munulaiti kana muchida zvema BHERIYAWU sosayiti...
@ganyaz
@ganyaz 16 часов назад
tinematsotsi akaita zvimwe chete muBurial society yedu ,they are refusing to pay back money just bkoz vane maBig positions muPolitics !! Mambo wanhu hatidi kuisa mari kuBank nekuti inomuka mangwana yanyudzwa ne inflation !!
@LettyShawty
@LettyShawty 16 часов назад
Inflammation ndeip iyi😂😂😂😂
@dro.c.masara8095
@dro.c.masara8095 14 часов назад
P​@@LettyShawty
@LettyShawty
@LettyShawty 14 часов назад
@@dro.c.masara8095 🤣🤣🤣Matiii varikuda kuti inflation here?
@ganyaz
@ganyaz 5 часов назад
@@LettyShawty kkkk ndagadzirisa but I believe you get the sense already kkk
@LettyShawty
@LettyShawty 4 часа назад
@@ganyaz ehe I did lol
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 6 часов назад
Mamai ayo akatyisidzirwa nemusoja akanzi ndokupai iyoyo shoma shoma. Musoja arikuhora mari hobho aigona kutobvisa yese kahwani. Mutasa atonga zviri biased naye paangoona kuti musoja abva angoti bhadharai 20 dollars iyyoo.
@namo206
@namo206 5 часов назад
Pliz we need details from the building bihind
@CleopatraMudyandigere
@CleopatraMudyandigere Час назад
Murume ndiye achityisidzira mkadzi kuti ukataura kuti neniwo ndozviziva ndouya ndikakuisa pfuti
@LettyShawty
@LettyShawty 16 часов назад
Yesaya number 8❤❤
@St-G2
@St-G2 15 часов назад
These cases of embezzlement of funds are criminal but most of these burial societies are not registered hence the law cannot apply to them hence mambo rules over these cases since irimishandirapamwe.
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 16 часов назад
Ba taps n mutasa love you alongside kule tsoka varipi varova
@liliannyatondo791
@liliannyatondo791 28 минут назад
Tafara ndinomuziva ndipeiwo number dzake pliz Karanganda
@janetafadzwa496
@janetafadzwa496 16 часов назад
Number 1 today
@NgoniDhliwayo
@NgoniDhliwayo 3 часа назад
That dark woman is mambara.kuisa murume pama1
@Tatenda684
@Tatenda684 16 часов назад
Top 10 kuti bwashasha😂😂😂😂🎉❤❤
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 15 часов назад
Mhai ipai wanhu Mari dzavo,makaba imi, treasure asina kuvimbika zvachose,nxaa chii chakadaro, how many yrs
@monnietaah9583
@monnietaah9583 9 часов назад
Hanzi dzokunamatira ku church 😂😂😂
@mariahn8446
@mariahn8446 2 часа назад
Face yamai mbavha avo irikurtidza kuti kumba kuchanobikwa munhu😂
@transportmasterlinkcc
@transportmasterlinkcc 14 часов назад
Ndichakura ndaiudzwa kuti basa ratreasurer harisi rekuchengeta mari asi kunobanker pamwe nekuchengeta magwaro anoreva mari dzakapinda nekubuda.
@PreciousJaure
@PreciousJaure 16 часов назад
Let's us gather here❤
@Jujumunongi22
@Jujumunongi22 16 часов назад
First to like pano Karanganda TV Kuti dheshee
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 15 часов назад
Mari inoda kubatiswa munhu wa munenge muchiona kuti akaidya anokwanisa kubhadhara not akasauka-sauka
@rachelmozhendi9260
@rachelmozhendi9260 5 часов назад
Treasurer bho here ??
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 15 часов назад
Matsotsi mukadzi nemurume varikumirira kuti umwe adaire
@charitymango4498
@charitymango4498 16 часов назад
Number 15
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani 3 часа назад
Vanhu havatye nhaimi
@BlessingMakumbe-h1i
@BlessingMakumbe-h1i 16 часов назад
Ndaiyepo
@JessicaMutambara
@JessicaMutambara 4 часа назад
😂😂😂😂😂😂
@janetafadzwa496
@janetafadzwa496 16 часов назад
Number 1 today
Далее
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
Просмотров 14 тыс.
batsiraiwo kutonga nyaya iyi Amai vakatukwa here ava
26:01
ARIKUDA LAND YANGU Karanganda TV
46:52
Просмотров 8 тыс.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19