Baba avo munhu mukuru asi kudheerera mambo Bushu nekuti mwana mudiki kwavari hazvina kunaka. Kuzvidza mambo vakagadzwa nemhondoro nap residents we Zimbabwe ndavanyarira chaizvo. Injyire baba avo asi paipa manje vakuda kushandisa midzi nezvikwambo varidzi vemombe dzakadya ngwarirai kuita murakatira sematamba naaMunyoro avo.