Тёмный

Akakumbira weti yemukadzi wemunhu-Chief Makoni's traditional court 

Manass chibanda
Подписаться 62 тыс.
Просмотров 1,8 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

11 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 18   
@alanmshengu4746
@alanmshengu4746 6 месяцев назад
Chief's conclusion is fair and equally favors both parties.
@foremarko2040
@foremarko2040 6 месяцев назад
Mubvunzo wangu unoti mbavha ikauya pamba pako yoba mouraya zvorova here ahisi ngozi here.
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 6 месяцев назад
Munhu akahura nemkadzi wemunhu akafa saka ungaripire zvakaitwa neumwe ndianiko achabvisa mombe nhatu munhu akatoripa nerufu.Mupari we mhosva akafa so vamwe wehukama woripira chihure cheumwe.
@foremarko2040
@foremarko2040 6 месяцев назад
Hapana anofanira kuripa nekuti suspect akafa.
@alanmshengu4746
@alanmshengu4746 6 месяцев назад
Chief uyu must learn from chief Mutasa sense of reasoning. He agrees to the fine of infidelity but denies the fact that the wife had an intimacy with the late.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 месяцев назад
Ini mutundo we mukadzi wangu handikupe 💦
@davidbvunzawabaya4794
@davidbvunzawabaya4794 2 месяца назад
Mambo ziwai kutonga ko moripisa sei iye mkadzi akanyengwa arikuramba kuti haana kunyengwa ummmmmm musadaro munhu akaisa runyoka munhu akabatwa anoripirwa owombonora munhu opona even akatadza iyo ingozi chaiyo
@davidbvunzawabaya4794
@davidbvunzawabaya4794 2 месяца назад
Mazopedza nyaya zvakanaka Changamire ndochaizvo
@davidbvunzawabaya4794
@davidbvunzawabaya4794 2 месяца назад
Hamuripise 3 mombe kumunhu akafa iye akabuda pachena mukamurambira asi makuda kuripwa kana akafa makatotonga musaite udyire ingozi wakatambira mombe idzo
@alfrednyatsambo5385
@alfrednyatsambo5385 6 месяцев назад
There is no tangible evidence but "but" the behavioural face of the accused woman speaks volume and the element which was raised in the discussion and the accused women saying she needed $300 because they might cheat me.
@user-ij8mc2xz3n
@user-ij8mc2xz3n 3 месяца назад
Garden kana rakasoswa harichafairwe kupindika mombe dzese dzinopera mumusha mukadzi uyo ngaambomira kuhura newarume mumusha uya kusosera mukadzi humeral kutadza kusvira mukadzi kuti asabude hutsinye
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 месяцев назад
Makauraya pfambi imi nemurume wenyu makapara ngozi ichazobuda zvayo kumberi uko
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 месяцев назад
But ngozi iripo zvayo hongu mushakabvu akatadza zvake but avo vakatadzawo nekuramba kusunungura kuti munhu asafe,but ngozi yekuuraya iripo iripachena
@stnsml1
@stnsml1 6 месяцев назад
The husband of the infidelity woman, was heartless he,should have,accepted the guilty plea and allow the guilty man to pay and get healed. Rather than allowing a man to die and come later to claim compensation, he refused to help the guilty person
@bankerhill9790
@bankerhill9790 6 месяцев назад
Ko ukafa mukadzi achapedza varume saka hutsinye kanaMukadzi arihure murambe
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 4 месяца назад
Pls volume yenyu ishoma
@foremarko2040
@foremarko2040 6 месяцев назад
Ummmm mambo ngozi iripo apamuchaona zvenyu pakaipa apa munhu ahafe zvekudaro akatadza hake asi muchanzwa kwakunzi makandiuraya makadii kundiripisa ndanyarara hangu vaka uraya fambai musati mazorora amai maidanana nemunhu uyu hupenyu hwenyu hwamangwana ahuna ku.ira mushe fambai kana muchiziva kuti maidanana muchamuona amuka murume uyu nyarararai henyu munhu ahafe zve nhando mirai muone acharipa kunyengwa vachazoripiswa kuuraya zvangu ziiiii semunhu anoziva chivanhu.
Далее
CHIEF BUSHU: Vanonetserana Zita Remwana
36:07
Просмотров 6 тыс.
Headman Chigodora.Doro raBaba vaikanga matombo muhari
35:42
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26
Akabata mukadzi wangu ndikuda mombe two
16:08
Просмотров 1,5 тыс.
DNA Mwana Vainaye Hasivake Ndeva Ishe Chirikupisa
32:49