Тёмный

Akandinwisa Doro kokundiuraya Dare raChief MutasaKaranganda TV 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 201 тыс.
Просмотров 47 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

22 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 308   
@emmanuelusupu8913
@emmanuelusupu8913 2 месяца назад
Mutasa to the fullest he deserves kana ka trophy zvako kekugona basa
@Tatenda684
@Tatenda684 2 месяца назад
Big Up to monyori WaChief he is always minding his own Hokoso 😂
@sophymatsika1719
@sophymatsika1719 2 месяца назад
Ini ndafarira outfit designer manyama😅
@liniencelazarus812
@liniencelazarus812 2 месяца назад
Alongside afro
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Huso hatimbouzive
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 2 месяца назад
​@@nomsanyika151😂😂taura hako tinongoona afro
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂adzina dzungu
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 2 месяца назад
Chief Mutasa to the pple..Wise and wisdom zvose zviri tiiiii🎉🎉🎉🎉🎉
@bsanzira
@bsanzira 2 месяца назад
Mhuri yekwaMuranganwa yabudikira zvakare pamabhinya 🙌🙌🙌
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 2 месяца назад
Ngozi nedzimu zviri apa zvinodura nekutsetsenura well done ndafara. Mukotsanjera arikubata basa tazviona ma results-oriented chete
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 2 месяца назад
And haubvunzi ukatarisa mwana uyu angazoziva zvekwa995
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 2 месяца назад
Mhuri yekwa Murangamwa pose paurayiwa munhu kwa Mutasa hadzishaikwe,haaa mabhinya zveshuwa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Haaa ndiwo mabhinya anerecord yekugaririra vanhu village rese
@CodialiceMarowa
@CodialiceMarowa 2 месяца назад
Taura hako muranganwa ine family ma1
@NollencharienyarumbuNollenchar
@NollencharienyarumbuNollenchar 2 месяца назад
Vanototyisa
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 2 месяца назад
🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️🙌🙌
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 2 месяца назад
Muranganwa 😢😢 haaaaaa yatora mukombi gore rino
@charlesmudzingwa
@charlesmudzingwa 2 месяца назад
Saka ngozi inotya minister .God come down n set us free
@AbigailSabora
@AbigailSabora 2 месяца назад
Mambo munotonga zvinonwisa mvura mwari ngavakuwedzerei makore zvakaipa mugadzirise
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 2 месяца назад
Gogogoi chie Mutasa pamberi nebasa mukusunungura mhuri 🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 месяца назад
Nyaya dzengozi nehuroyi kuManicaland is big time!
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 2 месяца назад
Kana mazogara imbwa yegorongoza handina mate naye Sekuru Mkotsnjera vakachibvondora, kupfutsa moto chaiko Long live Chief Mutasa naSekuru Mkotsanjera mukuchenesa nyikaland yedu
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 месяца назад
Famba mdara Kupemba, famba zvako zvinyoro nyoro usacheuke😂, nawo mabhinya
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 2 месяца назад
Hayaaaa ngozi hainei nekuti muurayi akafa Lamarck Chirinda Nyaya ya Kupemba zvakaoma
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
Kupemba adzoka futi zvakaoma ndoiziva nyaya iyi
@marychigumira6419
@marychigumira6419 2 месяца назад
Pamberi naKupemba mati maonei muchamama chete
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
Vanotomuziva kuramba zvavo but vanoziva kuti pakabatwa panopisa apo
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 2 месяца назад
Well done Mambo Mutasa
@ShondaOz86
@ShondaOz86 2 месяца назад
Mambo Mtasa is very bold,🎉.it's tru hanzi trust yourself🎉
@MuchineripiChitera
@MuchineripiChitera Месяц назад
Kosei nyakufa uyu asirikubuda chaipo pairi kushandiswa paakapondwa chaipo .will be happy one day achisvika nekutungmirira vanhu pane ma parts ake paakaiswa chaipo
@lovemoretakaedza4233
@lovemoretakaedza4233 2 месяца назад
Gore rino kwamutasa ticharadza mbeu tichitevedzana nematare Aya kozoti uncle Mukotsanjera varipo zvavooo
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 2 месяца назад
Munhu haasi huku hamawee madzisekuru nemadzibaba vanoparira dzinza shuwa 😢😢😢
@lint8705
@lint8705 2 месяца назад
Mamboonawo here pa 30:34 apo mdara arikuseri kwa Chief uko aisa ruoko mukati chaimo kukwenya ma tools ake ☠️👺
@maslinemumbamarwo4190
@maslinemumbamarwo4190 2 месяца назад
😂😂😂😂
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 2 месяца назад
😂😂😂 wazvionawo
@ivychakonza877
@ivychakonza877 2 месяца назад
😂😂😂
@melissamegan1587
@melissamegan1587 Месяц назад
😂😂😂
@StellaBanda-u8v
@StellaBanda-u8v 2 месяца назад
Blaz awo vanoda kuita logic nechipoko? Chipoko chati yangu ndoida kuipedza ndega , saka ndavaende kumba kwavo vopedzerana nelogic ndchipoko chaKupemba ikoko.
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 2 месяца назад
Haa Manicaland maone pangozi
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
Nhasi takandirwa 3 ma videos ekudare vese varikuda kuona bae Tsoka 💃💃💃mangwana ndoswera pano ❤❤
@monnietaah9583
@monnietaah9583 2 месяца назад
Bae tsoka here kazeni 😂😂😂😂😂😂 😂😂😂😂😂 yuwiiiii ndafa
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
@@monnietaah9583 aizve asi hamumo mu qué here mainini ,Bae Tsoka vanotori nebarika ravo repa Yhuchubhu 😂😂😂😂😂😂ini ndiri number 2 kumashure kwangu kune 7 bataiwo nzvimbo kana muchida 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Kufara zvangu
@RufaroZiki
@RufaroZiki 2 месяца назад
​@@A_JM585Morning maiguru mamukasey 😂😂😂😂😂😂😂
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
@@RufaroZiki gegegegegegeeee aaaah guys mondiuraya nekuseka 🤣 ndamuka zvangu mainini mamukaseiwo ,ndapotsa ndadonha pa chair nekuseka
@RufaroZiki
@RufaroZiki 2 месяца назад
Kufara zvedu pano tichitandara 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@TalentMupome
@TalentMupome 2 месяца назад
Gonoriyo usatembe naKupemba 😢
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 2 месяца назад
Tiri vangani varikuziva kuti Mukotsazviyo akati dzese dziri maMtasa dzaakubuda and dzave kubuda+? Kune wari MaMtasa ngozi yaKupemba neaseka arikubhadhara team sorobhoni zivai
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
Adzoka zvakare Kupemba part 2
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 2 месяца назад
Kkkkkkk vari kuuya vese
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
@@tinashesauriri6834 vaudze kkkkk Kupemba akaripisa nevanhu vakanzwa mhere vasina kubuda mudzimba ava vakambomutsipika asi adzoka hot anovapedzera vese ndaiva mudiki hangu mazuva akanetsa asi nyaya ndonatsoiziva yakatenderera humba vanoipedza vega
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
@@tinashesauriri6834 But mapostori ekwaMarange ndoaicheka vanhu hatichatauri hedu ngemazitaba kubvirobva paWatsomba zvidzika kwakuti Penhalonga imiwoye varume vaicheka havo ivavo
@EdsonMarufu-ho8tj
@EdsonMarufu-ho8tj 2 месяца назад
Chief you are full wisdom
@tichaonakamungoma
@tichaonakamungoma 2 месяца назад
Isu tine inonzi "unlocking logic"😂😂😂😂😂
@PaloSant
@PaloSant 2 месяца назад
Kkkk😂😂😂mambo Mutasa mazvinzwa ka. Kwahi gore rino muchaneta nemutete. Muchapfumiswa ndiwo mabhinya gore rino Mambo.
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 2 месяца назад
Karanganda woooo waivepo
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 2 месяца назад
CHIEF SAMUTASA LONG LIVE, RARAMAYI NEKUSINGAPERI KOMBORERWAYI MUNODZIDZISA MAMWE MADZISHE KUTI NYAYA INOBUDA SEI
@zendafelicity408
@zendafelicity408 2 месяца назад
secretary kuchikoro vaisa copesa vamwe😂😂😂, mavhariro avarikuita mapepa so
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 месяца назад
Apa vachikonewa kuchikoro kkkkkk
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 2 месяца назад
Chikoro chiripo mambo so educated
@Monica-z3t
@Monica-z3t 2 месяца назад
Nhasi ndini ndatangawo kucomment ndimhoreseiwo ba taps
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 2 месяца назад
Uuuuuuum nyaya yasekuru kupemba iyi yanetsa vanhu vekwachirinda chiii nemi imi ripai ngozi iyi ipere aaaaaah asi mune hutsinye kushandisa murume mukuru kudaro kumuuraya motora zvombo zvake fti hino nyaya yacho muchaona kana musina kuripa
@erinleejames
@erinleejames 2 месяца назад
Wise chief wangu
@legitconnections6828
@legitconnections6828 2 месяца назад
Konoriyo waimboramba wani asi Konoriyo kah😅😅😅
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 2 месяца назад
Ngozi inosvika pakuudza mambo kuti ndakatorwa machende nemboro yoh😮
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
Vangu ngozi iyi hakuna asingaizive kwaMutare ane paakambonetsa Kupemba iyi yatova part b
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 2 месяца назад
@@sashaseith7759 yoh inga zvakaoma shame munhu aurawi sehuku shuwa
@sashaseith7759
@sashaseith7759 2 месяца назад
​@@tawandamubhuyi3622yakupemba l still remember kunana 2004 ndopaakanetsa zvisingaite tichitonzwa so am surprised adzoka zvine power futi
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 2 месяца назад
@@sashaseith7759 yoh yeah yanemakore sure long years ago and still ikunetsa means ingozi iri very powerful
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Ehe haizonyare inotaura Nemo nemo
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 2 месяца назад
Ko maingeyi nhai mudhara kudare musina chamunoziva takamirira hedu ma Minister kuuya mudare famba hako Kupemba
@sqrd3536
@sqrd3536 2 месяца назад
Mambo🎓💯👏. Logistics failed to see the obvious. Baba ava vamboti Lameck ndiSekuru asi vakuti munhu wemunaraunda🧐💯.They butchered and harvested Homba ALIVE😢😢! Aiwa pedzai nyaya yamdara. Dzosai maturuzu kani va Homba vazorore.
@maimunya_Zim
@maimunya_Zim 2 месяца назад
VANHU VAMWARI PUMUSOROI NDIRI MUKOMANA ANE MAKORE 16 NDINO ACTOR MACOMEDY NDIRI MUKADZI NDOKUMBIRAWO MUNDISAPOTEWO channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy please Ndokumbirawo anhuwee Ndatouyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee Musandisiyawoba please Ndokumbirawo anhuwee
@Tatenda684
@Tatenda684 2 месяца назад
❤😂🎉 Taiya kuzoti Dheshe sofarrese😅
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. Месяц назад
Wayiwepo here
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 2 месяца назад
Madhara aya very dangerous. Dzinza rinopera wachingo kaka nharo.
@brendamutasa
@brendamutasa 2 месяца назад
Shumba motidadisa 17:17 nemutongero wenyu ❤
@shamiememory2653
@shamiememory2653 2 месяца назад
Mwana uyo ngaadzikame
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore 2 месяца назад
Kokupesana kwemakore kunyepa apana rameke apa anongoziya nyaya dzongotaurwa
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Месяц назад
Uchazonyara kumberi iwe
@noahchishanu917
@noahchishanu917 2 месяца назад
Mambo Mutasa Rambayi makadaro .murikugona mashoko enyu mashoko mapenyu..
@Royalioness
@Royalioness 2 месяца назад
Seat #5 ndeyanguwo nhasi ❤ ndayepo dhesheerr
@MercyTakaidza
@MercyTakaidza 2 месяца назад
Nhasi ndiriparinaniwo muricy karanganda family
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo 2 месяца назад
Chief munotonga nyaya sezvairi mwana uyu akapusa
@BELINDAKetra
@BELINDAKetra 2 месяца назад
Nhasi ndapinda top 20 but hapana kule mukotsanjere seyi toda dzengozi 😂 . Daidzai bvondo tizwe rizere😅
@ChipoMponde
@ChipoMponde 2 месяца назад
Bvondo inobva nekudare irori first
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 2 месяца назад
Vana valarmeky avasiwo here varikuramba kubatana nevanhu pakuripa kupemba
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 2 месяца назад
Chirinda , muranganwa duri. Ndofunga ndiwo mabhinya mahombe kwa honde. Pese pane nyaya dzekuuraiwa varipo. Sakupemba arikutevera mune wese ane chekuita nekuuraiwa kwake yoooo.
@PaloSant
@PaloSant 2 месяца назад
MaHitman ekwa Honde.
@talentsakupwanya2796
@talentsakupwanya2796 2 месяца назад
Mmmm apa unenge wanyima munhu pekurara Mwari we
@Eva3rt
@Eva3rt 2 месяца назад
Yeah Zimbabwe yakatakura kurema ndabvuma hangu saka vanhu vese vakauraiwa nguva yehondo vachanetsawo
@Ezekelndlovu
@Ezekelndlovu 2 месяца назад
Mambo mukomani uyo ngaripe asa derera mambo
@MateuSithole-f9o
@MateuSithole-f9o 2 месяца назад
Pa top 10 pfeeee igweeee from joza
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 2 месяца назад
Nhasi ndapindawo pachirinani mukatakuriswa saga rembanje mese munomama kumapurisa kupemba munokaura ndiye Konoriyo duri vanetsa ndive vakatora matools
@NormanNetsakamano
@NormanNetsakamano 2 месяца назад
Kupemba, Duri and Muranganwa misha yemabhinya.
@EdieBlue-sh2ed
@EdieBlue-sh2ed 2 месяца назад
Haa kumakomoyo bhinya anetsa
@Miriam-zw9bi
@Miriam-zw9bi 27 дней назад
Kuramba hake dai ari umwe abuda pachena aripa zviruudiwa zvacho coz naKupemba haana kwaanosvika
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 2 месяца назад
Mboro nemachende zvakaenda kkkk
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r 2 месяца назад
Aaaaa mhuri yekwaduri futi nhai veduwee 😢yoh yoh yoh
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Mukanzwa ndichiti ndakuroorwa kwaMutasa haaa batai murove cz mabhinya akawandisa aiwa
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 2 месяца назад
😂😂😂😂
@mineatdjk
@mineatdjk 2 месяца назад
Ha usadaro sha...hauna kunzwa mambo kuti kune vanhu vakadzidza vakazara up 😂😂😂 its only those few families. Huyai mainini you will love it
@Sikhule04
@Sikhule04 2 месяца назад
17 apa kumusasa kune 3 kkkkkk Konoriyo konoriyo pane basa
@TeeBeliv
@TeeBeliv 2 месяца назад
Chief material 😊
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 2 месяца назад
Chief Mutasa vanoita basa ravo nemazvo varikuchenesa dunhu ravo havadi tsvina, dai maChief ese aishanda zvakadai varoyi nemhondi vaiita vashoma.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Kunotongwa dzirimudariro ka
@mineatdjk
@mineatdjk 2 месяца назад
Define logic 😂
@kissmorem756
@kissmorem756 2 месяца назад
I hope they will be a follow up on this one
@memomacheka7593
@memomacheka7593 2 месяца назад
Pakazobuda yachiremba here
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 2 месяца назад
Famba mudhara zvanetsa isa jeko , muromo ngaufire vanhu 😂😂😂😊
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa 2 месяца назад
👏👏👏
@Hungwe
@Hungwe 2 месяца назад
Kusutswa nhema uku nxaa
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 2 месяца назад
Mazvionawo
@Hungwe
@Hungwe 2 месяца назад
@@NelsonDaily337 vanhu vofa vasina zivo 😂
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 2 месяца назад
@@Hungwe I don't believe all that 🤣🤣🤣 but it's good entertainment though. They can join Nollywood
@Hungwe
@Hungwe 2 месяца назад
@@NelsonDaily337 Me too. It's a physiological game .
@gertrudemasuka3449
@gertrudemasuka3449 2 месяца назад
Haaaa mudhara uyu hamusi kumuziyq
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 2 месяца назад
Unlocking logic
@Kudziemaria
@Kudziemaria 2 месяца назад
Mambo imi mnositaura chirungu hatitsamwi ,nhasi chataurwa neumwe maakutsamwa kkkkk
@Khuddun
@Khuddun 2 месяца назад
Haaa this is the true of definition stubborness or rather arrogance... 😂😂😂
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 месяца назад
KuPemba riga hombarume iyo ngaitenderere njere kuzvimamira chaiko
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 2 месяца назад
😮vari kuuya 1by 1 kusvika vese 17 vapera kuzoripa ngozi ya Kupemba
@KudakwasheKwambana
@KudakwasheKwambana 2 месяца назад
Vazhinji vcho vakafa
@MApurisaannh45
@MApurisaannh45 2 месяца назад
Maboreke
@faithbungu9136
@faithbungu9136 Месяц назад
Vanhu wekwaMutare makaita cy nenyaya yekuurayani muchitora maparts
@holywaterzentertainments238
@holywaterzentertainments238 2 месяца назад
Sei sei BaTaps haaa kerry-on nebasa ikoko tinomboseka nhamo serugare
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 2 месяца назад
Sekuru Humba ridzai vese varuti papara papara papara iwavo tinhai sterek kusvika vati eke
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore 2 месяца назад
Imika namba maiwona anoziya 1995 but asikuziya namba ndawona 18.12.15.then 17
@TalentMupome
@TalentMupome 2 месяца назад
Gonoriyo usatembe naKupemba
@Kudziemaria
@Kudziemaria 2 месяца назад
Ba taps Isa hearding kwayo ,wadii KT Ngozi yakupemba ,ndaandavakudarikirwa
@oscarskydokagona9316
@oscarskydokagona9316 2 месяца назад
Uyo akusvikirwa zveshuwa here Ndikamupa mbama uyo anonyarara
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 2 месяца назад
Kupemba hausi kumuziva bvunza Konorio
@rojamillerover
@rojamillerover 2 месяца назад
@@beautyzimbabwe1001 ataura kuti anga akaromba saka acharamba achirwisa chete
@truthhurts4100
@truthhurts4100 2 месяца назад
Pachanakidza hanzi vamwe vane ropa rangu maminister
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
😅😅😅😅
@monnietaah9583
@monnietaah9583 2 месяца назад
😂😂😂😂😂 gara nge papo
@isabelmurungweni9689
@isabelmurungweni9689 2 месяца назад
But ngozi inotya here kutaura zita hantyinongoti bvoo
@truthhurts4100
@truthhurts4100 2 месяца назад
@@isabelmurungweni9689 homwe inopafa. Pakaipa apa kana iye Mukotsa anofanira kutosimba
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 2 месяца назад
@@isabelmurungweni9689 haityi kutaura but vanhu vanoenda kuN'anga kundoitsimbika kty isataure ingobvotomoka chete
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
Zvinosiririsa hazvo weduwe asipanodaidzirwa kuti machende ndinoseka nekunyara zvese 😂😂😂😂ndikunzwei muchiti mabhora mabhora iye sakupemba achiti dyo pajekerere *machende* 🏃🏃🏃🏃
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 2 месяца назад
Pfeeeee nhasi ndagarira ndiripo mutop 20
@julietsolomon4649
@julietsolomon4649 2 месяца назад
Uku ndokunonzi kufa uchirwadziwa yoo
@rhodhachiumburu
@rhodhachiumburu 2 месяца назад
Uuum taura zvako
@ElizabethManyarara
@ElizabethManyarara 2 месяца назад
Mabhinya akanyanya mudunhu rekwa mutare But mwari vakatichengeta taibva ku makwasa prim kunobata sahumani Mon to fri kuchikoro mufunge ndofanira kumutenda tingadai takagovanwa mazino zviropa nzwara navo vemabizinisi tikasambooneka
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 2 месяца назад
Chief Mutasa munodiwa 😂define logic kuda kukutyisai sekunge akadzidza stereki
@Miriam-zw9bi
@Miriam-zw9bi 27 дней назад
Kupemba akanetsa kubva kare rega amuke hake Honde nemabhinya uuum ndabvuma hangu nyaya iyi ndakafunga kuti pamwe vakapera vese kuripa
@ThandiweNdlovu-fg3us
@ThandiweNdlovu-fg3us Месяц назад
Cĥief you working hard to help people and the country
@chipo6031
@chipo6031 2 месяца назад
"unlocking logic" ndopandanzwa chete😂😂😂😂, apa inyaya dzengozi manje huye futi bodoo anhu acho ere, haabatsiriki ba
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
Aizve ndeya sekuru kupemba futi ,uko kumusasa tine 3 mhuri ,zvakanzi munopamama chete 😅😅😅bhechuuu
@Sikhule04
@Sikhule04 2 месяца назад
Varikuteera kumasasa kunevamwe kkkkk
@elizabethnyabadza9318
@elizabethnyabadza9318 2 месяца назад
Haa vazokuvara ngozi yacho yodhuuka dhuuka kune vese vakabata
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
@@Sikhule04 veduwe ndakanzwa tsitsi nemadhara aye vana vakupemba vanoratidza kurwara zvavo ,apa vanombodyawo nekumwa askana zvakaoma
@A_JM585
@A_JM585 2 месяца назад
@@elizabethnyabadza9318 ndadziidza kuti ukasvika parikuitwa zvausingazive usangodairira muromo unoparira plus ndadziidza kusaperekedza vanhu mudzi N"anga nemaporofita hauzivi zvirikuenderwa nemunhu hmmmmm
@blessedhondo403
@blessedhondo403 2 месяца назад
KaMdara ako Kane zvakanoziya ,only that haana witness chete
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore 2 месяца назад
Ngozi dzenyu idzi imika vanhu vane system yekuziya zvavanotaurwa next thing vakuti vamuka
@Olcool
@Olcool 2 месяца назад
Mudhara uyu haasi kuda Mukotsanjera. Anoziya kuti Tsoka anopedza basa.
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma 2 месяца назад
Vamwe vanhu hanzi haana chaanoona mukotsanjera hanzi anoshanda be information inenge yataurwa padare
@TanakaChakupa
@TanakaChakupa 2 месяца назад
Mabhinya vanhu vekwa murangamwa
@thobelikhayandlobvu765
@thobelikhayandlobvu765 2 месяца назад
Mambo mutasa waona ndondo hey
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 2 месяца назад
Tsvagirai vana basa vasiye madrugs mahumbwe aya
@Mirandah-m2k
@Mirandah-m2k 24 дня назад
KO arikubudirwa zveshuwa hre uyu 😢
Далее
Akadzira Mbavha kubva zvabata mwana wake
46:05
Просмотров 21 тыс.
Dare ra Chief MUTASA Karanganda TV
34:08
Просмотров 17 тыс.
impossible lungs test !! 🫁
01:00
Просмотров 3,2 млн
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
Mbuya na Rasta Dare ra Chief Mutasa
59:41
Просмотров 52 тыс.
Munhu akavigwa kasingaperi Dare raChief Mutasa
54:14
Просмотров 54 тыс.