Тёмный

Akurara Nemukadzi we munhu-Chief makoni's traditional court 

Manass chibanda
Подписаться 56 тыс.
Просмотров 4 тыс.
50% 1

Akurara Nemukadzi we munhu-Chief makoni's traditional court

Опубликовано:

 

7 мар 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 38   
@user-uf1vn5cq7b
@user-uf1vn5cq7b 4 месяца назад
Mambo iwewe uri mhata yemunhu unokurudzira chipfapi duzvi remunhu
@brianmachoko6898
@brianmachoko6898 4 месяца назад
Mambo ndeve kupenga Ava
@gingerrhizome3303
@gingerrhizome3303 4 месяца назад
Wifes family are just thieves. Kutora mari yemunhu vachinyepedzere kunge vari kuda kuroodza mwana.
@Nenyashadzadze
@Nenyashadzadze 2 месяца назад
Mambo vagonesa avo vatoita zvakanaka mwanakomana uyo haa deserve kugara nehure rakaita seroro she deserves a good woman apa anga akaperera pabhishu zvaro. God loves you mwanakomana idai wakabhadhara rusambo uchitova naye mukadzi ane confusion asingazive zvaanoda haamboroorwi uyo ndepekungopedzera nyota plus baba vacho vanenge vachitomushandisa kuti vawane mari asi iye achingosakadzwa nembolisi dzakasiyana siyana.
@user-qq6tk6mk2x
@user-qq6tk6mk2x 4 месяца назад
Mambo vakatengwa avo
@user-uf1vn5cq7b
@user-uf1vn5cq7b 4 месяца назад
Tikuona nyaya dzako saka mukadzi akatiziswa anobvumirwa kuhura koz hauna kubvisa ukwane wanzwa mhata yamai vako
@user-uf1vn5cq7b
@user-uf1vn5cq7b 4 месяца назад
Mambo uyu imbwa yemunhu haana dhiri
@kimjongun1777
@kimjongun1777 2 месяца назад
Mambo ava is correct. He can’t demand mombe 5 dzaasina kubvisa iye. Pachivanhu ma damages is not roora. Dingaan ane right yekusvira Natasha cos Natasha hana murume
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 4 месяца назад
Welcome back mwana wekwa Chibanda. Unomboendepi pama Tare?
@profqda3464
@profqda3464 4 месяца назад
Chibanda ava vawaisa imhata havazive chivanhu ava. Mbiti dzevanhu, anaTezvara vane hudyire. Hakuna kuroora kunonzi Rusambo nedanga
@SamuelCharadza-uz8ql
@SamuelCharadza-uz8ql 3 месяца назад
Mambo imhata
@user-ls9mn7hl9n
@user-ls9mn7hl9n 2 месяца назад
Plus kahure kamusikana aka kamboko
@user-ls9mn7hl9n
@user-ls9mn7hl9n 2 месяца назад
Ava mambo vanoisa confusion muchivanhu chedu dai mwana wavo akamitiswa useless king
@primrosevimbainashematsika2990
@primrosevimbainashematsika2990 4 месяца назад
Zirume risina responsibility rinoshusha bharanzi risina kuroora roda kutoshungurudza munhu kusvika mudare 😂
@St-G2
@St-G2 4 месяца назад
Its funny how the guy said her wife is called Natalie while the wife said she is called Natasha 🤷‍♂️
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 13 дней назад
Muchatijoinawo kuno kuCapetown hakuna maheart breaks unoroora nhasi worambwa usina kana chawabvisa
@user-ls9mn7hl9n
@user-ls9mn7hl9n 2 месяца назад
Mambo makoni is a useless king rema zvaro vakatengwa avo
@panashemusumhi1847
@panashemusumhi1847 4 месяца назад
This guy should be in law school... evidence iyooo
@Nhamo3
@Nhamo3 4 месяца назад
I was impressed with the evidence.
@clicksdee9280
@clicksdee9280 4 месяца назад
Mambo is very correct. Mukadzi ihure risina murume, munin'ina wangu akangodyiwa hake nehure. Vanhu ava vakangoitisana mwana havana kumbobvira vagara vese. Mutemo unoti kana magara mese ava mkadzi wako asi ava havana kumbogarisana. Zvekubvisa rusambo mutemo wechivanhu same nekuripisa kwaanga achida kuita unongotongwawo nechivanhu chekuti mukadzi ndewako kana wakabvisa danga nerusambo. Damage yagara inongodiwa kana wabvuma kuti mwana ndewako chero usingade mkadzi. Hapana chinhu chinorwadza sekuperera paHure. Ndamurwadzirwa mfana uyu
@Mbizi1
@Mbizi1 3 месяца назад
It has proven that the guy has connections and its my first time seeing mambo Ava vari calm apa manhu ane evidence iri clear yekuhurirwa but haana help yaawana infact atorwadziswa worse. That’s POLITICAL power in ZIM and clear corruption
@WordingtonTafadzwaSavady-mn9mq
@WordingtonTafadzwaSavady-mn9mq 3 месяца назад
But zviri clear wani zvataurwa namambo at first ndichitanga kunzwa nyaya iyi I was on the side of bamnin vemaV11 but later on ndazonzwisisa chinonz kuroora but Ivo bamnin varikungozviona kut munhu wavo haasi mustraight ngavangotsvaga mumwe tym ichipo otherwise kamuyellow borne kavo aka kabishu
@mukanya
@mukanya 4 месяца назад
Language yaMambo can only add pain to that guy. Ma1.
@user-zh8yw2fm3e
@user-zh8yw2fm3e 4 месяца назад
Mambo vatadza kutonga apps Saka mukadzi akatizira anobvumirwa kuhura mmm mutemo wechivanhu haudaro vakadzi vese vakatizira kwamakoni vabvumirwa kuhura namambo kkk zvakaoma
@babava2263
@babava2263 4 месяца назад
Mambo ma1. Hanzi "..kusvira uri kusvira.. Dingani.."😅😅 Tsaga wekusvirirwa mukadzi uyo anoda shamhu. Asi haagone kunyenga kani? Vakadzi hobho vari kutsvaga varume muZimbabwe and across the world.
@johnguwera9866
@johnguwera9866 4 месяца назад
Akabvisa badza ndiro rusambo
@Nenyashadzadze
@Nenyashadzadze 2 месяца назад
Mwanakomana enda nemwana kuma DNA tests pamwe haasitori wako mwana iyeye nokuti mskana ihure iro
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 4 месяца назад
Mambo manyadzisa iwo mutemo uchiti kugara nemwana wewanhu 3 weeks awa wako
@Nhamo3
@Nhamo3 4 месяца назад
Sisi vemukadzi imboko
@MemoryMamimine
@MemoryMamimine 4 месяца назад
Sorry my guy ,next time kana wafunga kuroora enda wagadzirira nhasi ungadai wawinner nyaya, kumukadzi waifana kuramba munhu ogara aziva kwete kuita fake love uchida kuti munhu auye nemari kumba kwenyu iwe usisamude hama dzako dzaifana kungotaura kuti tikuda damage pasina zvekumutengesa magrocery was not necessary vachiziva kuti wausisade murume
@Nenyashadzadze
@Nenyashadzadze 2 месяца назад
Taura hako uuuum it's bad
@meronmudonhi5430
@meronmudonhi5430 4 месяца назад
Zvamunoti kutizisa mukumbo inzira yekuwana nayo pachivanhu vanenge vabvisa Rusambo nedanga here? Muchakurudzira chipfambi vakadzi vachitemba kuti zvinonzi haana kubvisa rusambo saka haana kuroora
@primrosevimbainashematsika2990
@primrosevimbainashematsika2990 4 месяца назад
Ko kumitisa kuroora here
@meronmudonhi5430
@meronmudonhi5430 4 месяца назад
​@@primrosevimbainashematsika2990haana kungomitisa akagumira ipapo they agreed kuti aende anoroora akabvisa pashoma paanga ainapo kuroora hakupere ne 1 day
@user-uf1vn5cq7b
@user-uf1vn5cq7b 4 месяца назад
Chii munhu che zanu pf toiwanepi mari yekurora nyika yakaoma kudai dhodhi rako mambo ukuda kuita hutongi hwe zanu pf
@Nenyashadzadze
@Nenyashadzadze 2 месяца назад
Ari kutaura zviri pamutemo yechivanhu muno muZimbabwe izvozvo hazvinei nebato plus vatobatsira mukomana uyu kuti asiyane nebhishu iro. pakutongodiwa Tinashe Mugabe mwanakomana azive dzinza remwana
@FunTownHQ
@FunTownHQ 4 месяца назад
rotten judgement
@Nenyashadzadze
@Nenyashadzadze 2 месяца назад
It's fair .ngatizivei mitemo.ininiwo ndatozvizivawo nhasi ndaisingonzwa zvichitaurwa izvo chaiva chokwadi kuti kana usati wabvisa rusambo kana danga hausati waroora. Mazvita henyu mambo kudzidza hakuperi.
Далее
Meninas na academia
00:11
Просмотров 1,6 млн
Викторина от МАМЫ 🆘 | WICSUR #shorts
00:58
Murume akanzi anoita anorara nedhodh********
25:52
Просмотров 2,2 тыс.
Lifestyle & Motivation chief seke
25:14
Просмотров 4,4 тыс.
Headman Chigodora.Doro raBaba vaikanga matombo muhari
35:42
Meninas na academia
00:11
Просмотров 1,6 млн