Тёмный

ALICK MACHESO FT LEONARD ZHAKATA MUGOVE LIVE IN KADOMA 

MHOFU PWR TECH NGIROZI YEHONDO
Подписаться 3,9 тыс.
Просмотров 36 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

31 май 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 202   
@JohnKapoya
@JohnKapoya 28 дней назад
Haaaaaaa Alick Macheso I surrender shame what a talented man. Those who agree with me let's gather here.
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
Zidhara rondigonera iri. He is so talented imagine kurova Bass ra Mugove as if aivepo ichi recodwa. Chesology he is my best Bass guitarist
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Месяц назад
Haaa Macheso munhu we vanhu mudhara uyu. Ndikuhwei futi muchimuenzanisa ne zvisina basa ndikusungusai
@terencedangwa2257
@terencedangwa2257 27 дней назад
nhai nhai
@terencemanonga9712
@terencemanonga9712 26 дней назад
Kubva ndaita kunge ndanga ndirimo nekungoona video iyi. Well done Legends.
@lloydfifteen
@lloydfifteen Месяц назад
Mugove remains the best ever song from Zimbabwe. Since 1994, 30 years down the line and still fresh.
@user-sr1pe3qy9g
@user-sr1pe3qy9g Месяц назад
Still relevant up to this day. Infact,aitoona zviri mberi
@EmelyZvimbi
@EmelyZvimbi Месяц назад
mugove hausati wawanika na nhasi since 1994
@admirekrmukwada7880
@admirekrmukwada7880 23 дня назад
​@@EmelyZvimbikkkkkkkkkkkkkkk ndaseka
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
I love them both Zhakata and Macheso these are my best Sungura musicians including vamwe vakati siya Dembo, Chimbetu, Dhewa etc
@wycliffesamwanda9261
@wycliffesamwanda9261 8 дней назад
akaporofita zvaizoda kuita 20 years after the song​@@user-sr1pe3qy9g
@bvumawaranda
@bvumawaranda Месяц назад
Not to take away anything from Zhakata, I hope Zimbabwe recognizes Macheso while he’s still among us. Words cannot describe his artistry!
@tauraizizhou6132
@tauraizizhou6132 7 дней назад
The 2 on stage have shaped the trajectory of music in Zimbabwe. The influence, contribution amd proweses have remained strong; better still right in front of eyes
@justinmathambo9493
@justinmathambo9493 Месяц назад
What a beauty of our musicians uniting on stage and what I like about them is that they are not jealous to each other
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 Месяц назад
That's what we need to do as a nation and together we can build our beloved nation
@Gono88
@Gono88 Месяц назад
Technology and modernity taught them to embrace each other. Yesteryear, these sungura musicians used to be rivals
@lukemanyenya6593
@lukemanyenya6593 13 дней назад
This guy *Alick Macheso* is a best legendary performer. Mamunzwa achiimba ne guiter (Hanzi kana paine pamakandichengetera baba ndokumbirawo mugove wangu ndichiri kurarama nekuti tinongodzvanyirirwa). Uuuuuummmm l salute him guys and ❤❤❤❤
@linnoschiwara4761
@linnoschiwara4761 23 дня назад
To our grandkids who are here in 2060 this guy was a legend
@dredwardgombae3303
@dredwardgombae3303 29 дней назад
Haa pana Mugove mukoma Zhakata makarova , makanyora song❤
@tafarapaul
@tafarapaul 24 дня назад
Macheso akarovera Silent Killer ma one drop akaifadza vanhu akapenga mdara uyu😂
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 6 дней назад
Song Mugove makanyora mafungei baba Chamu😢. Kune dzimwe nziyo dzine mashoko ekuti ukadzamisisa fungwa unobatikana
@noel.bmunyaka1245
@noel.bmunyaka1245 Месяц назад
We are so blessed to witness this in the days of our lives.
@rinahcathrine4759
@rinahcathrine4759 Месяц назад
Anonzi Macheso uyo haana kukwana kkkk,ane problem Anoda kuvhenekwa kuti zviri zvega here. Arikurova manotes sezvazviri apa asina kutarisa gitare,achitamba futi 😂😂😂
@user-uv9ln8vs2y
@user-uv9ln8vs2y Месяц назад
CHESO power boy musakanganwe kuti chipo chakagara pamunhu wacho so they do thega kkkkkk macheso is like a water it takes all shapes
@kundaimuvungani828
@kundaimuvungani828 27 дней назад
Naughty by nature😂
@TinosNhamo
@TinosNhamo 21 день назад
These guys understand that they are in the entertaining business. They live to make the fans happy that's wonderful
@TakawiraChikaponya
@TakawiraChikaponya 12 дней назад
Noone in Zimbabwe achasvika pasvika Macheso in terms of music
@justinmathambo9493
@justinmathambo9493 Месяц назад
The happiness of Zimbabwean people is in the hands of Zimbabwean musicians
@NyashaMugarisanwa
@NyashaMugarisanwa 29 дней назад
Ndafarira combination ya baChamu na baShero,this is a good advert for sungura music in Zim,I remember years back in Zaire kwaive ne a small nbr of instrumentalists who would back many many musicians,and thats why Rhumba and Ndombolo music is such a strong brand
@JuniorZambukira
@JuniorZambukira 23 дня назад
Shout out to LKZee ,you are a legend in Zim music, long live ZORA KING
@justinmathambo9493
@justinmathambo9493 Месяц назад
When cheso sings with the guitar on this song he destroyed everything and proved himself
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
He is so talented, imagine Bass ra Mugove kurova sezvariri
@FortunateManyoni
@FortunateManyoni 3 дня назад
Va macheso mwari akukomborerei nekusingaperi hamuna godo muri mumnhu wavanhu
@georgemufambisi3612
@georgemufambisi3612 Месяц назад
HAAA WHEN IT COMES TO BASS GUITAR ZVAKATOVHARANA HAKUNA ANOKWANA NABA SHARO ,AM SO HAPPY KUTI THIS MY FAVORITES SHARING STAGE ❤❤❤❤🫶🫶🫶🫶👑👑👑👑
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
Chipo kubva kuna Mwari he is very talented. And he is so humble anozvininipisa murume uyu. Ndohwa kubatikana kuhwa vanhu vachifananudza Macheso ne vana vadiki
@russelhwema6433
@russelhwema6433 19 дней назад
The best performance ever for me this one😊😊😊😊 tht young man was too young to end this show mdhara achiri akabata wire... Haaaa apa mdhara Aida apa
@tashiietash4543
@tashiietash4543 26 дней назад
Hmm baba vanonzi Macheso ava🙌🏽🔥 Handidi hangu navo. A blessed man . May God protect him
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
Zidhara rondigonera iri rinoita kuzhaka music harinei ne zvakawanda
@WashingtonKesi-ik6sy
@WashingtonKesi-ik6sy Месяц назад
This is good this is wonderful, why don't our political batana seizvizvi
@ardeneruhode4567
@ardeneruhode4567 Месяц назад
In africa we exalt political leaders and assume they are the greatest example of civilisation and the politicians know that and have used it to their advantage. A politician is should be just a normal person they represent the majority.They are not special.
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 Месяц назад
Taura zvako ,zvinodadisa no kuchemedza at the same time .Unity is power
@greenzonemultimediastudios3306
@greenzonemultimediastudios3306 Месяц назад
All stars 🎉🎉🎉🎉 still solid in more than 30years industry 🙏🙏
@AliceAloizio
@AliceAloizio 25 дней назад
Baba shero he is the legend of our days im happy to be a witness to it❤
@nomoresevera7822
@nomoresevera7822 10 часов назад
such a talent indeed . he is an entertainer himself
@cmaringire
@cmaringire 27 дней назад
Macheso needs to be honoured we need to call him Doctor now please universities you are letting us down
@fortunechifana6114
@fortunechifana6114 Месяц назад
Macheso idhara guys chero mozogara
@jimharaboys8537
@jimharaboys8537 22 дня назад
Macheso is a talented man guys ndachema zvangu
@oxid5065
@oxid5065 Месяц назад
Macheso muhombe amana , unrehearsed ere
@brightonzimba7862
@brightonzimba7862 Месяц назад
The way i like Macheso hangue soookaaa haaaa handina remuromo
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
Me too mudhara uyu ndomufarira anoziva kusimudza ma fans
@njabulonyandoro8010
@njabulonyandoro8010 Месяц назад
Baba Shero Gule Wankule Chinyau ichi🔥🔥🔥🔥💥💥
@justinmathambo9493
@justinmathambo9493 Месяц назад
If this combination happen to hit just one album together our country will die nemufaro vachiba some of the lyrics from their old songs
@greenzonemultimediastudios3306
@greenzonemultimediastudios3306 Месяц назад
Sweet spirit in Musicianship in Zimbabwe ❤❤❤❤🎉🎉🎉 keep it up brothers
@BernardMutatu
@BernardMutatu 23 дня назад
Father Zimbabwe is Alex Macheso.Anoziva yose tune yeva imbi
@olapenchikoore7686
@olapenchikoore7686 8 дней назад
Chibaba ichoooo 🔥🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼
@FabishSabasaba
@FabishSabasaba 14 дней назад
Aleck macheso she is your talented
@moremurove-6553
@moremurove-6553 2 дня назад
I salute this legend
@princetafarabhebhe5781
@princetafarabhebhe5781 18 дней назад
Amazing stuff this💯♥️
@piyazhehadzizi5111
@piyazhehadzizi5111 Месяц назад
zvinofadza izvi!! we need more shows like tthis one
@user-hm4ok1by9o
@user-hm4ok1by9o 19 дней назад
Zhakata goat.macheso zvazvinhu
@takuramazvombe4345
@takuramazvombe4345 Месяц назад
Macheso idhara chibaba chenyuchi. Anokwana pese otoita kuti zvitapire. Thumbs up you Cheso power
@tinachejoje7258
@tinachejoje7258 Месяц назад
Mface uyu anonzi macheso yaaa I give up... Spicing up everything
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
That man he is so talented when it comes to music especially on Bass Guitar, ndaterera Bass ra Mugove richitangwa nemu face wekwa Zhakata then richitogwa na mudhara hapana change kuridza sezviri pa Album 🙆
@dzingaimurinye4876
@dzingaimurinye4876 Месяц назад
Goosebumps all my body OMG I really enjoyed this one uhhhhh
@summermazmhofela1942
@summermazmhofela1942 28 дней назад
Good old days pangoshota Dewa
@Chittsman
@Chittsman 18 дней назад
What a great combination of our legends of our time🔥
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 Месяц назад
This is pure love, ba shero❤
@takundanhetekwa7297
@takundanhetekwa7297 20 дней назад
The two G.O.A.T.S.
@user-ls8hn3sn9p
@user-ls8hn3sn9p 16 дней назад
Ndivo ma legends Aya not ana Mark Ngwazi
@tauraizezai9033
@tauraizezai9033 Месяц назад
Dendaakaigona kudarika Sulu na Allan Chimbetu akanyatsoburitsa zvairi.
@moyowity
@moyowity Месяц назад
The WIZARD GRANDMASTER HANDS DOWN
@user-cw8kx5jm3u
@user-cw8kx5jm3u 2 дня назад
Macheso akatumwa haaa akanyanyisa
@nataliemamutse9028
@nataliemamutse9028 26 дней назад
No one realized him first until he took his hood off 😂 style
@jeremiahjulius2566
@jeremiahjulius2566 Месяц назад
Unity is power, this is lovely, our very own masters of sound
@tatendazoromera5930
@tatendazoromera5930 27 дней назад
What a live performance. Well done elders
@wamambochirasha2794
@wamambochirasha2794 28 дней назад
Weeeellll this is LegendarY!
@rivalaninzamankuna5886
@rivalaninzamankuna5886 Месяц назад
What a talented man love baba sharo
@tafarapaul
@tafarapaul 24 дня назад
Extra Basso muhombe hake😮😮😮😮😮😮
@user-go2vu6xx1d
@user-go2vu6xx1d Месяц назад
Haaaa siyanai Naye mudhara uyo haana anezera naye muvaimbi kuzim
@romeogasa
@romeogasa 24 дня назад
Mukuru uyu siyanai naye Chipo chacho ummm🙌
@VincentGomba-gl1zm
@VincentGomba-gl1zm 2 дня назад
Baba Shero ndi Ronaldo wemagitare havana league (gitare) raanotadza
@JudithMakonye-it8jv
@JudithMakonye-it8jv 17 дней назад
Macheso is a talented artist
@TakuraMhungu
@TakuraMhungu 29 дней назад
Macheso is talented n not jealous
@MarvelousChadla
@MarvelousChadla 24 дня назад
🎉l love macheso muhombe
@MutintaMunene
@MutintaMunene Месяц назад
Mmmmmmmm macheso muntu sana💪💪
@vengierusolkanojerera9710
@vengierusolkanojerera9710 13 дней назад
Living Legends
@raychihwai7345
@raychihwai7345 Месяц назад
The king
@nozzhihonline8384
@nozzhihonline8384 24 дня назад
He is blessed this guy
@user-cs7xi4xs7r
@user-cs7xi4xs7r 22 дня назад
This is lovely
@trysonruzvidzo5327
@trysonruzvidzo5327 19 дней назад
I wish zanu was like BaShero kubatana nema opposition
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Месяц назад
MaLegend manyama ❤❤❤❤❤
@tynash05
@tynash05 21 день назад
Kkkkk macheso mudhara featuring the the legend of Zora
@succeedmuzondo
@succeedmuzondo 24 дня назад
Great combination ❤❤❤
@emsonhovovo6129
@emsonhovovo6129 25 дней назад
Macheso is a VVIP maestro in Zimbabwe
@generalemuziq6431
@generalemuziq6431 Месяц назад
Ukaona uchivenga macheso just know kuti iri girlfriend yasatan ndatopedza so
@BlessingChireya
@BlessingChireya Месяц назад
Haunyebi umwe wanku
@cosmasmatikiti5614
@cosmasmatikiti5614 23 дня назад
Yaaa Ma1
@johnmutambanuki2082
@johnmutambanuki2082 Месяц назад
Macheso rinotove gangster remagitare hapana rinoramba n bass anozvambura
@terencedangwa2257
@terencedangwa2257 27 дней назад
kkkkkk
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 22 дня назад
Unoshaya kuti anomboiita sei. Marovera anoita Bass chipo kubva kuna Mwari not zvekudzidzira. Kuridza basa ra Mugove sezvazviri pa Album
@cleverqmachini6542
@cleverqmachini6542 Месяц назад
Born a genius
@NyashaMugarisanwa
@NyashaMugarisanwa 29 дней назад
I support @WashingtonKesi,lets have a joint approach in gvt
@savikazimbabwe116
@savikazimbabwe116 Месяц назад
living legends 🔥🔥🔥🔥
@user-rj2ni4lv5e
@user-rj2ni4lv5e 7 дней назад
Haaa bb shero ndoto shaya zvekutaura
@LeonNcube-ot4vu
@LeonNcube-ot4vu 21 день назад
Macheso his own his level
@everistomadembo9520
@everistomadembo9520 Месяц назад
Chesology master 🔥
@shammahkaturi2404
@shammahkaturi2404 Месяц назад
Best show ever🎉🎉🎉🎉
@Tinarwo1
@Tinarwo1 Месяц назад
Cheso akaipa mudhara uyo
@marimbawashenpercussion9500
@marimbawashenpercussion9500 Месяц назад
Karikoga Leonard Zhakata Zimbabwe's one and only undisputed number one prolific prophetic lyricist par excellence ever after.
@mapline7380
@mapline7380 Месяц назад
Maitabasa malegends matisiira chirangaridzo chisingazoperi narinhi wese.
@darelet
@darelet 14 дней назад
I don't know what's going on here, but the lady in red is something..
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 6 дней назад
Kkkk aita sei futi
@justicemunyoro
@justicemunyoro 11 дней назад
The brst performance
@nathanielmadzivire1092
@nathanielmadzivire1092 Месяц назад
The master is in town Sungai butsu
@BlessingChireya
@BlessingChireya Месяц назад
Zvibaba izvi ndatenda hanku
@leny2996
@leny2996 3 дня назад
BaShero ummm varumhee
@marlvenmatimanga7350
@marlvenmatimanga7350 19 дней назад
Heavy!
@tapiwamaposa2664
@tapiwamaposa2664 Месяц назад
Dai vamborova chi collaboration
@johnmutambanuki2082
@johnmutambanuki2082 Месяц назад
Taura zvako
@alexnyere-px4ks
@alexnyere-px4ks Месяц назад
this massive
@simbarashechirenje7840
@simbarashechirenje7840 Месяц назад
One of the best live show 😂
@anthonytongaichinyama3723
@anthonytongaichinyama3723 Месяц назад
These two must do one collabo song😂
@user-gv3tq9oj8m
@user-gv3tq9oj8m 4 дня назад
Uyu muhombe uyu ndopamufananidza nevana vachir kumera mavhere
@brianyotam6489
@brianyotam6489 Месяц назад
Hoyoooooooooooooo baba Shero
@michaelmasoro5374
@michaelmasoro5374 29 дней назад
Ubuntu chesology❤❤
Далее
zhakata ft macheso batai mazwi live in hicc
9:14
Просмотров 10 тыс.
Conquering fears and slippery slops on two wheels!
00:18
Macheso-Tafadzwa Nyarara Bass Guitar.3GP
10:01
Просмотров 60 тыс.
Mutadzi Ngaaregererwe
15:41
Просмотров 1,9 млн
ALICK MACHESO Live at The Kadoma Music Festival 2023
58:21
Dzimwe Hondo
11:45
Просмотров 62 тыс.