Inobva yatonzwika kt haisi show yamacheso hameno zvinoita tumagitare twevamwe vaimbi kuita kunge turi mumvura kakuzhozha kamwe kanobowa so kuita kunge pari kurira matwitter chete I don know why though it's a legendary combination bt hey madzibaba vari kunyanya kuzosara sure maningi ningi