Тёмный

Alick Macheso is thankful to businessman Sir Wicknell Chivayo for the gift of a Mercedes Benz 

HMetro Zimpapers
Подписаться 16 тыс.
Просмотров 45 тыс.
50% 1

Sungura ace Alick Macheso is thankful of @sir_wicknell for the gift of a US$140 000, 2022 Mercedes Benz GLE400d👏
#HMetro #Macheso

Развлечения

Опубликовано:

 

7 мар 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 119   
@claramanyeruke6662
@claramanyeruke6662 4 месяца назад
Wicknell this time mapa munhu anogona to appr appreciata thank you sir
@lloydchakanyuka
@lloydchakanyuka 4 месяца назад
VaMacheso magitare ndiwo zvawo but kuekita madrama chipo chiripo chihombe ❤❤❤😂
@mukomalavhu
@mukomalavhu 4 месяца назад
Management ya Macheso inoziva zvekuita. Tenda chete wakanyarara uchingoti varidzi ve Band. Bhoo zvekut! Zvekuzoti pamberi na nhingi ndopanotangira kupera
@mthaxtv3637
@mthaxtv3637 4 месяца назад
well deserved this man has done alot in zimbabwean music
@BJay11
@BJay11 4 месяца назад
Papiko achitadza kubatsira vanhu varikutambura,
@edmoregwanzura
@edmoregwanzura 4 месяца назад
Congratulations mukoma wangu, you deserve this gesture
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 4 месяца назад
i respected macheso till the day i saw him dancing to a gift of a car.u are a hard worker baba shero u dont deserve handouts.
@bamudiwa7159
@bamudiwa7159 4 месяца назад
Saka uriwe wairamba?😅
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 4 месяца назад
Thank you blaa sir chivhayo rambaivne moyo wamuinao muchatendwa nashe
@mavismatondo6194
@mavismatondo6194 4 месяца назад
Congrats Baba aShero. Thank you sir Wicknell stay blessed
@OwenMapuranga-we9vq
@OwenMapuranga-we9vq 4 месяца назад
Haasi ma talents ari kutorerwa varidzi vawo here awo kkkkk pamwe pacho
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 4 месяца назад
Congratulations king of sungura the man himself and fellows legend
@vincent1556
@vincent1556 4 месяца назад
this guy deserves it big time..... ndiudzei heroes or independence inenge isina macheso pa stage... a true icon
@conmukombero8627
@conmukombero8627 4 месяца назад
Thank you Sir Wicknell.kupa kune mufaro kuno kunda kugamuchira stay blessed kwete zva Java anongo taura achizviti mbinga apana maratidza kuti muri mbinga shuwa
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 4 месяца назад
This is good❤
@user-rp9yv1rf4c
@user-rp9yv1rf4c 4 месяца назад
Hamufungi vanaguju chenjerai kumagumo kune nyaya uko Mwari varikuona
@tblo9107
@tblo9107 4 месяца назад
They are too blind to see the grand scheme of things😢😢😢😢
@tinotendamanhanga
@tinotendamanhanga 4 месяца назад
Zvinovengwa nemuroi makorokoto vamacheso❤
@londonbofi-ms7yx
@londonbofi-ms7yx 4 месяца назад
Congratulations baba Shero u a superstar u really deserve this gesture. Thank you very Sir Wicknell wadzerwai pamabvisa nekusingapere
@josiahnyanda5326
@josiahnyanda5326 4 месяца назад
Makorokoto baba Sharo. You have been entertaining Zimbabwe for a long time. Rambai muchibata basa. Pama National events munenge muripo muchifadza vanhu. Well done Wicknell.
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 4 месяца назад
Aikaka. Ko muri pano mkoma? Kkkk
@LoveOfSouthernAfrica
@LoveOfSouthernAfrica 4 месяца назад
That guy or that so called Victor person is obviously a mnangagwa look at his eyes .this whole thing is pathetic even on zanupf’s level.in a country with that kind of problem health system you distribute cars kukusha mbeu kudaro kudini ikoko? None of all those people deserve a dime from the government. Something has to give chete one of these days and sooner rather than later!!! That country is crying 24/7 kuti come rescue me please. Kana kusanyarawo vana vacheche vari kuzvarirwa on cold concrete floors And young mothers dying in child birth every single day. Ko kuzvoti all those young people of Zimbabwe that are doing drugs and God knows what else
@tblo9107
@tblo9107 4 месяца назад
Panogona kuitika kaRestore legacy lite then all cars will be repossessed😂😂😂😂😂😂
@evelynmposha3901
@evelynmposha3901 4 месяца назад
Congratulations baba shero❤❤❤ u deserve this dear... u are a legend legend
@zulualpha4603
@zulualpha4603 4 месяца назад
The money meant to pay for teachers salaries, pensions, hospital medications is now been squandered alsewhere
@symlexbrn5396
@symlexbrn5396 4 месяца назад
The worship of cars in Zimbabwe is tremendously staggering, thank you sir Wicknel
@simbarashechimushamu6551
@simbarashechimushamu6551 4 месяца назад
Congratulations King of Sungura
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 4 месяца назад
❤❤❤❤this is awesome, macheso igamba iri, thank u Sir
@mathewruzvidzo6834
@mathewruzvidzo6834 4 месяца назад
Tiri kyzviziva kuti ndezve znpf asi chenjerai kuzopera pamberi apo ne humbinga ihwowu hwemutoo wakadai ngaanyanyire varombo vanoshaya zvikoro ma opharns development in rural districts as well as urbanisation its god for macheso in a tactical way i will sale it akangwara 😂
@TheZuluman7
@TheZuluman7 4 месяца назад
Congratulations achimwene ! Well deserved gesture 👏🏿👏🏿
@mehlom8656
@mehlom8656 4 месяца назад
We gotta see this for what it is, which is all about making stolen wealth look legitimate and making a rogue regime more likeable. We should demand all stolen wealth to be returned to the national treasury and not to be content with picking up bread crumbs from a robber's stolen meal.
@tatendamarisa6630
@tatendamarisa6630 4 месяца назад
Respect n salute baSharo 🎉🎉🎉 ...misodzi manje kkkkkk
@vimbayi1974
@vimbayi1974 4 месяца назад
Well deserved to recognize such artists who had a big impact in a lot of people's lives, just another word of advice can Sir Wiicknell try to better off our hospitals by equipping them with necessary humanity that would touch a lot of people's life thank you coming from a better place with good intentions. ❤
@user-yi3rc4zh9y
@user-yi3rc4zh9y 4 месяца назад
Kkkkkk Amana munhu akakupa birthday present yebhutsu wobva wamuti ndokumbirawo mundipe rent koz handisati ndabhadhara rent 😂😂😂
@perkinsmarwisa5533
@perkinsmarwisa5533 4 месяца назад
Congrats Sir Alick
@user-cw7po9un7p
@user-cw7po9un7p 4 месяца назад
Sir wicknell apo makagona as you can see now cheso power munhu wevanhu tinokutendai baba wicknell may God bless you ❤❤❤❤❤❤❤❤
@user-wi7ot1fh9l
@user-wi7ot1fh9l 4 месяца назад
Ndipo pamunofanira kuchema apo extra basso mny thanks cz gulez wari tiii mhamha sharo congratulations mhuri yese
@davidmazanga4446
@davidmazanga4446 4 месяца назад
This is great Sir Wicknell to give the birthday gift to the Sungura Maestro Alick Macheso bravo
@benjaminmangena9437
@benjaminmangena9437 4 месяца назад
Wasted money supposed to save poverty, diseases and corruption in Zimbabwe. God is watching.
@mannext7287
@mannext7287 4 месяца назад
Why can't you save, poverty, diseases and corruption in Zimbabwe your self. Kana bhaibheri rako rinoti varombo muchagara muinavo. Warwadziwa nekuti Macheso apihwa mota. Imari yako here yatenga mota iyo nxaaaaaaaa
@aotent7759
@aotent7759 4 месяца назад
You are not supposed to believe in such nonsense on someone's personal money,
@Tomu..zim991
@Tomu..zim991 4 месяца назад
Thank you sir wiknell wedzerwerwai pamapa ipapo
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 4 месяца назад
My only question is: What kind of business is this much talked Sir Chivhayo into? Is it car dealership?
@bonganimatata9350
@bonganimatata9350 4 месяца назад
Vakupihwa ma papers emota dzacho here. Ngaambomira kupa vanhu mota atenge mishonga muzvipatara
@blv-db2sk
@blv-db2sk 4 месяца назад
I love Macheso but no to this rubbish in the next govt whether it comes after so many yrs
@deodattermagurira1395
@deodattermagurira1395 4 месяца назад
Senior lecture hamuvaonewo here nhai
@brightonmusindo6265
@brightonmusindo6265 4 месяца назад
Congrats to Baba Shero. Thumbs up to Sir Wicknell Chivhayo
@ShyletViola
@ShyletViola 4 месяца назад
Thank u mazadzisa moyo wedu
@politedube55
@politedube55 4 месяца назад
Khonapho khonapho ipapoyipapo iyayaaaaaaaaa big up madara
@user-ku1rv5yx2w
@user-ku1rv5yx2w 4 месяца назад
congratulations baba shero rambai muchitekenya
@user-zw1tl6uu4t
@user-zw1tl6uu4t 4 месяца назад
Ayaaaaaaaaya ayaya Nzambi!!!!!
@user-xm8ur7qd9s
@user-xm8ur7qd9s 4 месяца назад
Long live Macheso
@itayichitauro9426
@itayichitauro9426 4 месяца назад
ZANU PF CHIORORO SHUWA , IRI KUITA KUTENGA SUPPORT ZVESE NE VOTE
@TrickyDeeGil
@TrickyDeeGil 4 месяца назад
Zvinonyadzisa Africa izvi. Apa mvura haisi kubuda mupombi.
@user-cu3vp4eu4z
@user-cu3vp4eu4z 4 месяца назад
Makorokoto king of sungura but musatengwe nezanu tiridzirei titambe siyanai nemsangano purizi
@rachelgondo8127
@rachelgondo8127 4 месяца назад
Makorokoto Baba Shero ..
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 4 месяца назад
Aleck macheso maziso ako anondifambisa ropa problem ndaita mudiki pauri Dai ndamboedza
@user-ts4uw3tz5s
@user-ts4uw3tz5s 4 месяца назад
Makorokoto baba vasharo ❤❤❤❤❤
@chiedzakundishora3274
@chiedzakundishora3274 4 месяца назад
❤❤❤
@cristinacaswa3502
@cristinacaswa3502 4 месяца назад
Wicknell ngambo ndionawo ndirikowo ini ngandipewo
@collenmathebula6479
@collenmathebula6479 4 месяца назад
So this chap is blessing all famous people in Zimbabwe 😂😂😂😂... Is it a blessing or capturing.....🤔🤔🤔 Zimbabweans should be worried.... Why don't you fund small businesses in Zim sir if you have heart and brain
@Dwaynesk
@Dwaynesk 4 месяца назад
Then those businesses will be captured again 😂😂😂
@Africana399
@Africana399 4 месяца назад
Magona Sir
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 4 месяца назад
But ukango surporter zanu wauraya music
@blazionhamo9047
@blazionhamo9047 4 месяца назад
Tinemi mumufaro baba sheroo
@kelvinmuchayi6928
@kelvinmuchayi6928 4 месяца назад
maita basa Sir wedzerwai mamwe makore akawanda totenda
@clefychiko3262
@clefychiko3262 4 месяца назад
Cheso always expresses nemisodzi
@leckiasmbundire1927
@leckiasmbundire1927 4 месяца назад
Kana zvakawanda ipawo kuneavo vanoshaya uchatendwa nashe,macheso tengesa mota iyo ubatsire varikutambura sekuimba kwako.
@truthhurts4100
@truthhurts4100 4 месяца назад
Next time camera man uise camera pane mwana wamacheso apo
@franciskondo6691
@franciskondo6691 4 месяца назад
Macheso anenge akarohwa nechamba😂😂😂
@bernarddinhidza8929
@bernarddinhidza8929 4 месяца назад
Iyi imotokari zveshuwa kungotengerwa honzi o
@LuckmoreChokoto
@LuckmoreChokoto 4 месяца назад
Mangwana zvichanetsa izvi pabatei
@tblo9107
@tblo9107 4 месяца назад
Kupabatisisa netauro chairo.Mirai henyu muone😂😂😂😂
@LuckmoreChokoto
@LuckmoreChokoto 4 месяца назад
Zvichabuda pachena azvisi zvamwari izvo
@hoto31
@hoto31 4 месяца назад
atenda zvake murume kwasara baba Manyereuke vaoneiwo ndovevamwe vanofanirwa kuuya
@JeremiahMaposa-rs4re
@JeremiahMaposa-rs4re 4 месяца назад
Hayayaya
@user-kd1wd8bn8r
@user-kd1wd8bn8r 4 месяца назад
Baba Sharoooooo
@daglasmoyo1442
@daglasmoyo1442 4 месяца назад
Dzinonanzwana dzakakora dzoga 🤞🤞, ko zvirema namapofu, 🤔🤔
@gabrielchikandiwa8925
@gabrielchikandiwa8925 4 месяца назад
Macheso haunawo kukwana pese unongochema 😂😂😂
@user-ur2mn8xq2o
@user-ur2mn8xq2o 4 месяца назад
Nyatsaga
@user-mp9bn5vl6l
@user-mp9bn5vl6l 4 месяца назад
Munotenda mari yeZanhu vanhu vachitambura here
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 4 месяца назад
Bvunzawo hako.
@lloydtaya9259
@lloydtaya9259 4 месяца назад
Hop kuzvipatara mukuwapao smthn
@LeeMagarasadza-hv5rj
@LeeMagarasadza-hv5rj 4 месяца назад
Iwewe chipawo kuzvipatara uyu arikupa pake
@clefychiko3262
@clefychiko3262 4 месяца назад
Zvipatara zvepi zvenyika here, unoti Wicknell iNyika here love goes payada not paya nongedzwa
@user-xm8ur7qd9s
@user-xm8ur7qd9s 4 месяца назад
Magona Sir, mapa munhu chaiye
@jujun6465
@jujun6465 4 месяца назад
Muchapera nema accidents nemota dzekuromba. Amheno henyu 😂😂😂
@user-um6jh9nl1b
@user-um6jh9nl1b 4 месяца назад
Wapinda machena njestra
@njabulobhebhe7145
@njabulobhebhe7145 4 месяца назад
Chokwati tinotenda but but kunebanu batambura zwisingayite basina chinu kudla panze uko musarege kupa banu banemari zwinu mutarise kana bana banotambura abana food kani chi
@Tindom
@Tindom 4 месяца назад
Very true
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 4 месяца назад
musaudzire munhu zvekuita nemari yake
@Tindom
@Tindom 4 месяца назад
@@user-zl2rz1io6n his money ? The guy is a criminal who stole from the people of Zimbabwe. Ref: Gwanda solar project
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 4 месяца назад
Dai vaChivhayo mapawo Nicholas zakaria munhu akadzidzisa vaimbi vakawanda
@user-mh5ct1fd8j
@user-mh5ct1fd8j 4 месяца назад
Amutipiriwo tete tilda ere nasekuru choga tingafara shuwa 😢
@clefychiko3262
@clefychiko3262 4 месяца назад
Wicknell uya avakubata moyo yevanhu manje pasara Two vanhu Dorcass Moyo naMadzibaba Nicolus kkkkkkkkkkll ukapa ava watobata inini 😂😂😂😂😂
@it3788
@it3788 4 месяца назад
Ngavapewovamwe mamusicians😊 avahavachemeheis used to nice car give mai ttalso
@user-es9gb1ou7o
@user-es9gb1ou7o 4 месяца назад
Ko iwe unongopa vakafuma dzimota ko varikushaya chekudya chaicho urikuti kudii navo, ahhh chivhayo utori duzvi reZanu Pf chairo
@martindinar6336
@martindinar6336 4 месяца назад
Zimbabweans mst grow up well deserved from who pple who hv made most Zimbabweans poor ,migrate for shit jobs thy cnt be hme its a so shamefull to applaud sch the poor Clapp hands for the pple who a making them poor such lack of thnkn is a demise in knowledge better yet stupidity is nw our totem cz we dnt know wts the value of our Lives or anything else its a shame
@mujeyivic4032
@mujeyivic4032 4 месяца назад
Macheso ane Mari yake kare...ye feya feya...kushanda....how far majuice
@user-jv2hg5jf9v
@user-jv2hg5jf9v 4 месяца назад
What problems are there in Zimbabwe? Maproblems ndee kumba kwako.
@user-yd9iy8vs6b
@user-yd9iy8vs6b 4 месяца назад
Zanu pf ingakhala kakhulu iyadabuka yimali yelizwe leyi izinja zama shona lenzi
@user-cu3vp4eu4z
@user-cu3vp4eu4z 4 месяца назад
Mubva mapuhwa mapaper ebenz yacho futi purizi ndapota
@kaisermtemba5717
@kaisermtemba5717 2 месяца назад
Vapei chikopokopo chavo mdara avo iyo haina zera navo
@EviaChakuamba
@EviaChakuamba 4 месяца назад
Vanhu vanoda zvinhu nhai
@HOUSE49064
@HOUSE49064 4 месяца назад
Ko vasina vachapiwa nani
@sixtyfivewatts65
@sixtyfivewatts65 4 месяца назад
Zimbabwean we are useless
@dephinecee8815
@dephinecee8815 4 месяца назад
Paunoita accident woenda kuchipatara kusina mubhedha nemishonga ndopaunona kuti mota haina basa
@MlauziDhliwayo
@MlauziDhliwayo 4 месяца назад
Ndezve musangano weZanu PF haisi yake
@0mesaibakayawo984
@0mesaibakayawo984 4 месяца назад
Zvakanaka zvakadaro izvi zvinoda kutendwa nekuti ndezvashe
@user-hz4iy9ko7d
@user-hz4iy9ko7d 4 месяца назад
We don't support this Aleck Macheso hupenyu hwake hunoemurika varipo vanofanigwa kubetsegwa
@martindinar6336
@martindinar6336 4 месяца назад
Shame shame its sad Macheso at his age this is wt distances himself from Mutukudzi nd Mapfumo thy wll neva except such autocracy gifts neva shame on u Macheso its a disgrace pple who listen to ur music a th poorest pple cz of the same persn who gave u tht car its a shame at ur age u shld be wise to know yyyyyy nw yyyy i hv lost respect for u to accept nd be Happy tht guy who gave u a car corrupted the ZESA h knows it h is a thief our pple hv been reduced to being beggars cz of pple like hm nw u of all pple thank a thief u hv reduced urself sies for u Macheso pathetic
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 4 месяца назад
Nekuti uri mhata une godo ruvengo siyana namacheso uri duzvi
@kingkash7891
@kingkash7891 4 месяца назад
Zimbabwe will never change, sorry but that's the truth, it's survival.. You will complain till you die with nothing.
@martindinar6336
@martindinar6336 4 месяца назад
U dnt know me i dnt know u mhata is a person who is useless i am a qualified engineer in SA at one of the biggest Irvin &johnson company u can call other pple mhata not me i dnt need Chivhayo to give me a car i dnt need anyone to do tht i hve two brothers who are jn America who are doin very well i dnt need freebies like Macheso wako waunoda kunge unopenga look at facts before u insult pple nd know who to insult Chivhayo do u know wer he did get tht money he was given more than 100 million of dollars by ZESA last year after he won a court case which was dubious cz he did get a Tender to built a solar Project tht was supposed to supply Zimbabwe grid worth of 100 000 megawatts he was given money to start th project million dollars US to start h did nthn up to nw ther is nthn he went to sue the state he won the case jst recently wt kind of a country or a Law is tht lets not proclaim hypocricy to satisfy such pathetically unscrupulous behaviour tht money is tax payer s money the Zimbabwe situation is bad no hospitals roads i was hme in Dec i know wt i saw dont cme hre singing happy for Macheso wen women a dying giving birth in rural areash vachishaya dripp chairo iye munhu akaba mari yeGoverment the poor clappin hands fort those who steal from them such a shame ​@user-zl2rz1io6n
@martindinar6336
@martindinar6336 4 месяца назад
​@@kingkash7891I wll speak nomtr wt I won't stop we time is shall cme wen all these show offs wll end the guy was given more than 100 mill last year for not fulfilling the Tender h was given he was paid for it wt is that then u hv pple clapping hands for Macheso being given a car if it was anyone else who has a legit business nthn to do wth politics w can say yess tht chivhayo stole tax payers money if h had not ok its fine bt noooo he stole from the nation
@user-ru2vh8wk3t
@user-ru2vh8wk3t 4 месяца назад
Kupemberera misodzi yeZimbabwe mari dzehumbavha shame on you Macheso wakagara uribharanzi 🚮🚮🚮🚮🚮🚮
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 4 месяца назад
mukosho wamai wakaora godo too much siyana namacheso musuri duzvi
@user-ru2vh8wk3t
@user-ru2vh8wk3t 4 месяца назад
@@user-zl2rz1io6n eheee wazvinzwa maZanu mazimbavha 🚮🤣
@user-yu5mp1vi4h
@user-yu5mp1vi4h 4 месяца назад
Saka Macheso urikutofara so shame on you I thought u care about people's lives I'm so disappointed
Далее
Вопрос Ребром - Субо
49:41
Просмотров 1,6 млн
Death and life message for Wicknell Chivayo.
15:48
Просмотров 45 тыс.
Java in Harare
2:21
Просмотров 8 тыс.
Ndakaba Danga Rese ReMombe Ndichida Kutenga Mota
35:16