Тёмный

Alick Macheso Murume live in glendale, uyu moto manje 

Sir Reward Masiyiwa
Подписаться 14 тыс.
Просмотров 14 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

22 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 96   
@christcharms
@christcharms Год назад
The composition of this song is a just a work of art, what a masterpiece, nice melody, great message. We miss Lucky Mumiriki
@kennedynhire
@kennedynhire Год назад
Do you know kuti Lucky airidza masubs rhythms
@sirrewardmasiyiwa3540
@sirrewardmasiyiwa3540 Год назад
Yes
@g.mmadharikeni2460
@g.mmadharikeni2460 Год назад
@@kennedynhire muchanyepa imiii,,, ma song mazhinji lucky main zakazaka sub....
@kennedynhire
@kennedynhire Год назад
@@g.mmadharikeni2460 vakaridza vese which album kunze kwaNdezvashe chete. Lucky airidza masubs rhythms kwete kuita nharo palive shows anenge akamira paside paMacheso ndiye anenge aiine sub rythm
@g.mmadharikeni2460
@g.mmadharikeni2460 Год назад
@@kennedynhire ndezvashe mamwe masongs luck aive pa main, hands kuita nharo but ndktaura shuwa, then ziva kt luck aive pa main pa almost all zvnoda ktendwa album, pana wapupuri zakazaka aasisipo hake, then pa zvido zvenyu, luck aive main mjintu pa subs even tho wairidza zvazvaitwa na Mugede kare.... i hope wabata
@georgemufambisi3612
@georgemufambisi3612 10 месяцев назад
Good good and perfect backing vocals those 2 are excellent ❤❤❤❤❤
@nigelandrewnyabvure9450
@nigelandrewnyabvure9450 Год назад
Pane rhythm raZaka Zaka frm 12.30...that instrumental touches my soul
@stanleymakuza3770
@stanleymakuza3770 Год назад
Yaaa people listen well. Hona madhonzero aari kuita. 🔥🔥
@sirrewardmasiyiwa3540
@sirrewardmasiyiwa3540 Год назад
Hakana kana kuchipa iwee
@mcneil1079
@mcneil1079 Год назад
Rakadzikama zvonakidza
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Год назад
Haa pakadhonzwa waya ndobva ndarangarira imwe show yavakaita kwa Mutare 2008 vachiridza this song pakadhonzwa rhythm big time
@blessedmoyomabika9293
@blessedmoyomabika9293 Год назад
Hahahaha mudhara mogonesa mhani imi nxaaaa mogonesa zvotobhowa vanobhoikana kkkkkkkkkk #The Living Legend ChesoLogy Bandrevanhu 1munhu asingatsvinyiri munhu,God bless you Dhara Macheso and Mberikwazvoo team
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Год назад
Idhara iro ihwa ma rhythms aichema
@georgemufambisi3612
@georgemufambisi3612 9 месяцев назад
BABA SHARO,BARNABAS, WILSON ON THE MICS WOOOOW WHAT A MELODY❤❤❤🫶🫶🔥🔥❤️❤️❤️👑👑👑👑🌹❤️
@mosesmapipi2057
@mosesmapipi2057 Год назад
We miss Mumiriki😢😢
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Год назад
From 13.38m the instrument played took me back to Mutare show where Franco performed zvainwisa mvura yakunopera paive nekamwe kababe kakange kakapfeka top yegreen nejean trousers kakazorova kamwe kadance kaispaka
@nigelandrewnyabvure9450
@nigelandrewnyabvure9450 Год назад
I know that video
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Год назад
Kkk yaah show iyoyo ndinayo mu foni haa pakadhonzwa waya especially rhythm for long time. I think it's 11 /13 years ago. Rhythm yakadhonzwa not zvema funies
@sirlazihf9cl
@sirlazihf9cl Год назад
Wandirangaridza wire dzirikunzwika
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Год назад
Haaa ukanyatsa kutora nguva uchiterera show yekwa Mutare unobva waziva kuti OKM kune vanhu vanodhonza waya
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Год назад
One of my favorites songs from King of Sungura
@MunyaradziMuwishi-zj1sm
@MunyaradziMuwishi-zj1sm Год назад
it was so good to see The Double Kicker on the drums ... 🥁
@talkmoremutanda3837
@talkmoremutanda3837 Год назад
Thats paul jnr mpofu not obert gomba, thy look a like
@g.mmadharikeni2460
@g.mmadharikeni2460 Год назад
Yooooooo🔥🔥🔥🔥 this was the best.... Noel na ZakaZaka maihwiii
@matjhupemuroa4619
@matjhupemuroa4619 Год назад
i love Wilson Meka's backing vocals😍😍
@amhomeimprovements
@amhomeimprovements 10 месяцев назад
Twitter ngaapote achidzora voice rake ..
@tendaichimbarara5824
@tendaichimbarara5824 Год назад
Lucky Mumiriki he was so creative when it comes to rhythm guitarist,
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Год назад
Taura hko my best pa rythym
@brianbee2588
@brianbee2588 Год назад
Everyone who was involved in this song did his best Alick cheso power Noel nyazanda Zaka zaka Lucky mayor mumiriki Obert Gomba
@alfordchavirima4824
@alfordchavirima4824 Год назад
Nyazanda is very dangerous anoimba lead master rhythm. Ne bass
@LuckmoreNyangani
@LuckmoreNyangani Год назад
Yaa wilson voice rake rine kakubuda muochestra mberikwazvo.pliz mheno zvingaitwa but barna uyo anogonesa or this guy majuice atori nane
@RadoLima-sw8cl
@RadoLima-sw8cl 10 месяцев назад
Top music composition
@chrispenmajoni8671
@chrispenmajoni8671 Год назад
Bana is talented 🔥🔥🔥
@ephesomadzima2267
@ephesomadzima2267 Год назад
Zaka zaka the unsung hero
@libertymugwira9214
@libertymugwira9214 Год назад
Wilson meka voice rake rinombobhowesa music zvake
@knowlzveriesmoe7034
@knowlzveriesmoe7034 Год назад
taura hako anonyangadza music,chipengaudzoke chiri maari eish ini anondimara mmm
@simonmatjeke1722
@simonmatjeke1722 Год назад
@@knowlzveriesmoe7034 saka muchaita sei naye
@pmuringa1
@pmuringa1 Год назад
Macheso ndiye anorira kkkkkkk😅
@stephenmhike5428
@stephenmhike5428 Год назад
My favorite song
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 Год назад
I miss luck mumiriki pa rhythm apo
@simonchoruwa6841
@simonchoruwa6841 Год назад
Barnaaaaaa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@primrosemusarurwa
@primrosemusarurwa Год назад
My favourite ❤❤
@EunancyMavasa
@EunancyMavasa Год назад
Gyz imbotererai muchinda aripa madrumms anogona kudarika Give
@TainaMaregedze-ej5iq
@TainaMaregedze-ej5iq Год назад
Paul Mpofu ndozita rake mwana wa the Late Paul Mpofu
@AgentMazvanya291
@AgentMazvanya291 Год назад
Anorovesa uyo Paul Mpofu
@forgivenyamakosi6764
@forgivenyamakosi6764 Год назад
Noel kuburitsa bass zvariri paoriginal song
@deemansouljahofficial2192
@deemansouljahofficial2192 Год назад
Haaà kamuchinda kanoimba turner akoo kanombobhaiza akoo haiwawo
@AgentMazvanya291
@AgentMazvanya291 Год назад
Mdhra Wilson Meka muitei henyu mumwe wema security guys bcz Haa voice rake ndereku Pengaudzoke not Orchestra Mberikwazvo
@mcneil1079
@mcneil1079 Год назад
Guitars flowing ❤
@LeviSithole
@LeviSithole Год назад
Nice guys
@EunancyMavasa
@EunancyMavasa Год назад
🥁 drummer ma1
@lovemoredungwa6323
@lovemoredungwa6323 Год назад
PanaWilson Meka pamavocals apo pari kuda kugadziriswa coz idisaster
@michaelmaguvu9547
@michaelmaguvu9547 Год назад
Who is on drums....Obert Gomba?
@sirrewardmasiyiwa3540
@sirrewardmasiyiwa3540 Год назад
Paul Mpofu Junior
@MutenhaFam3
@MutenhaFam3 Год назад
Obert Gomba haaridze zvakadhakwa kudaro
@TainaMaregedze-ej5iq
@TainaMaregedze-ej5iq Год назад
Paul Mpofu
@taonashemazire7721
@taonashemazire7721 Год назад
​@@MutenhaFam3 usadaro
@AgentMazvanya291
@AgentMazvanya291 Год назад
Jnr Paul Mpofu a Son to the late Paul Mpofu the Ndakabva naye kure kure kwaMurambinda hit maker
@venusndexxy8987
@venusndexxy8987 Год назад
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
@tafadzwamangezi3603
@tafadzwamangezi3603 Год назад
Cameraman mukudzidza basa here kutora muri one side kudero hayaaaa
@sirrewardmasiyiwa3540
@sirrewardmasiyiwa3540 Год назад
Ndine hurombo mufunge ,next time l will try to do better
@carlosrobertchitauro3636
@carlosrobertchitauro3636 Год назад
BARNABAS NGAATSVAGIRWE MUMWE WE VOCAL UYO MUMWE VAKE ANE DISCODE HOMBE .PAMADRUMS APO PAIDA PANA DOUBLE KIKA OBERT.
@MunyaradziMuwishi-zj1sm
@MunyaradziMuwishi-zj1sm Год назад
ndiye aripo wani... Hausi kumuona here? akangonzwa kuti mudhara varikuuya kumaraini kwako akabva ajoiner
@brianbee2588
@brianbee2588 Год назад
​@@MunyaradziMuwishi-zj1sm that's not Gomba boss
@stalintakawira897
@stalintakawira897 Год назад
Kungoona rasta makutoti gomba
@passmoretadios4314
@passmoretadios4314 Год назад
Uuuu meka ngaambomira gyz
@alfordchavirima4824
@alfordchavirima4824 Год назад
Meka anongona mustudio but zve live shows anenziyo dzaanogona nedzaanokonewa thats true
@joelmurire6468
@joelmurire6468 Год назад
Siyanai naWilson
@allansikula4553
@allansikula4553 Год назад
Taura hako
@simbisomugo4378
@simbisomugo4378 Год назад
Madramus moto uyo
@stanleymakuza3770
@stanleymakuza3770 Год назад
Paul Mpofu jnr
@towdahgoodnews334
@towdahgoodnews334 Год назад
Chibaba ichoo
@couragerukanda7477
@couragerukanda7477 Год назад
Uyo anonzi Twitter svi voice svake svinondisembura
@waltermanyama4011
@waltermanyama4011 Год назад
🔥🔥
@knowlzveriesmoe7034
@knowlzveriesmoe7034 Год назад
macheso kumwe kwese uku kuri bhoo the only problem yaasiri kuita get rid off ndi,wilson meka pamavocals,munhu ane voice riri kunyangadza music yamacheso mumalive shows iyeu,ngasiye banabas naelton vaite basa iri
@profqda3464
@profqda3464 Год назад
Meka havasi Tsano vakatsvqgirwa zvekuita here? Vadii kumuisa pagate achichekq matickets
@knowledgengwazi1106
@knowledgengwazi1106 Год назад
​@@profqda3464 😂😂😂😂
@stevenruzvidzo5570
@stevenruzvidzo5570 Год назад
Wilson anogona but pane ma songs aasingafane kupinda
@knowlzveriesmoe7034
@knowlzveriesmoe7034 Год назад
😂charamba tichipa baba shero pressure,vanomudzura chete,amana munhu anoimba kunge kajongwe kaye kasina mambava muhuro kari kudzidzira kukukuridza,kakadhakwa nekachasu
@deemansouljahofficial2192
@deemansouljahofficial2192 Год назад
Anoita kunge akuchema kunge akumhanyiswaa hre aaaah unozvishaya
Далее
Alick Macheso live in glendale nzendo dzirefu
25:45
Просмотров 3,6 тыс.
Murume
12:48
Просмотров 116 тыс.
These Are Too Smooth 😮‍💨
00:57
Просмотров 6 млн
She Couldn’t Believe I Did This! 😭 #shorts
00:12
Alick Macheso Live Makazvinzwepiko Glendale Club 007
23:05
Kupa Kuturika munoti kudii naro ,inini ndinoti imboma
11:58
alick macheso murume live in kwekwe
21:30
Просмотров 298
Alick Macheso latest gungwa ... all solos lives
36:08
Alick Macheso Murume live In Warren park
27:17
Просмотров 2,5 тыс.