FOUR SEASONS MEDIA RAMBAI MAKADARO NEKUTIPA EPISODE AMWENE NE MUROORA TINO KUMBIRAVO EPISODE ASVIKE 30 TIRIPO MAFADZI ENYU SUBSCRIBE LIKE SHARE KANA UCHI FARA SIYA Like ❤❤
Taurai zvenyu amai nemwana magona kuronga...haa muroora aita seacha putika usabvume kutongerwa zvekuita pana mai vako. Wagona kana aita mwana nekuziva hama dzemurume munhu wepi asingabikire amwene na bamunini amwene vanoitiswa huranda pamba pemwana wavo vachigariswa pasi kunzi muri kubhovhora ma sofa angu kunge iye akauya akatakura macheya vanoswedzwa nenzara vanonwa sei mapiritsi acho bamunini havabvumirwe kupinda mukitchen or kubata mapoto haa kana muroora marara chaiwo ngaambodzokera kumusha kwake anorairwa nd anokoshesa brother yake ndiyo yaanokoshesa kuendeswa kuchikoro anopiwa $100 yekunodya one day achidya zvaanoda chero nguva haa kana....Jatiwero mira nehama dzako mukadzi uyo haachengeteke she is very wicked...thank you so much guys muri kugonesa we are learning from you its happening in real life..keep it up ❤ may God continue giving you wisdom nd more grace...be blessed guys
Ndizvozvo Jati mai ngavagare patown. Muroora kana asingadi mai ngabaye kumusha kwake nin months haina kumira mushe uye push push unobubata vasadharara munhu ozofuma akuti handi mai vako.