Mwana arikubatirirwa uyu. That voice is priceless. It has incredible range and depth..kwete kungodzvova kunge chipembere zvinoita vamwe. Well done Andy!
Mwari neVadzimu havadhakwe, your recognition will come in a big way. The way yaunoZuwidza Tupare, regai muone henyu 🤞 Musadzore tsvimbo changamire, zviende Kure munhu Mukuru 👏👏👏👏
In love with your songs Andy ...pose pandodziterera ndotomboita kakuzuzuma....This guy is under rated but he is the best pakuimba .....apa neniwo l am Varaidzo...
Armed with such a great voice if you remain focused you have the potential to reach the level rana Tuku or even surpass it. Have faith and keep on working hard. Unogona mhani
Pavachazoziva kuti panoti Andy ndipo panoti Talent vacharwadza... I never thought ndine song yachiridxa kudarika SANGO... TANDE... TUPARE... HAUNGANDIKOROMOTSE.. JAIROS uhmm dzakawandisa but aka sooka na MHERE ma1... Famba kwakachena ndikuita yekuswerera... Rambai muchifamba nendima
Symplex to the fullest... Mukomana anobata mushini... Listen to all the tracks that he produced in this album.... Keeep it up... 🔥 I rate u the best producer in Zim so... far