Тёмный

Baba Harare Shows Off New Wife 😍He’s Finally Married Congratulations 🎉 YellowBone Ndere Mbinga SUKAI 

Panonzi Pano
Подписаться 111 тыс.
Просмотров 38 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

8 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 64   
@PanonziPano
@PanonziPano Месяц назад
Chokwadi ndechekuti Baba Harare vakainfluwenswa nemudiwa wavo uyu Rebecca kuti vasiye musambo wavo we Jiti kuti vagare naye. Vakaroorana pachivande uye vakachata nguva pfupi yadarika uko vakakoka shamwari shoma nenhengo dzepedyo dzemhuri. Zvese zvanga zvakavanzwa uye mumwe muchatisi wemuHarare ane mukurumbira ndiye akatungamira chiitiko ichi. Takesure Zamar ndiye aive best man pamuchato uyu. Baba Harare vakasarudza kurasa zvinhu zvose ndokudimburirwa ma dreadlocks avo. Akasiya zvakare chikwata chake che band rake ndokuvaudza kuti vatange their own projects. There is no turning back for Baba Harare, he says that he received Jesus as his personal saviour and is now leading a new life with his partner, who is also of a Christian background Vakagamuchira Jesu somuponesi wavo uye iye zvino vari kurarama upenyu hutsva nomudiwa wavo,
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi Месяц назад
@@PanonziPano haiwavo hatizviyemuri isusu daikwainginzi munhuakaroora anosiya zvese zvaanoita munyika maizonakidza here hapana kwazvinozvika zvechi muchatochavo chenhema vakazvadzisa vanhu vakawanda pakusiya jiti vanhuvarikunyunyuta zvingaiti vaingoenda kunonamata kwacho asi jiti yavovachingoimba zvazvinebasa rei
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
​@@NazarethNjangivanhu vapi
@mchinaita2594
@mchinaita2594 Месяц назад
@@NazarethNjangi kkkk
@TheresaMaps
@TheresaMaps Месяц назад
​@Nazareth😂😂😂😂Njangi
@peace6296
@peace6296 Месяц назад
This is sooooo beautiful!!!, good girl, kuramba zvenyika hona vamwe varikkuroorwa vachideedzera kuti" vamurmur" zvemunyika zvetsvina, nxa
@MelodyHokonya-gq7ne
@MelodyHokonya-gq7ne Месяц назад
Ko baba harare vakanga vasina mudzimai here muupenyu hwavo hwese
@shyletmuyambo9485
@shyletmuyambo9485 Месяц назад
Very beautiful wife congrats baba harare🎉
@user-xf1ol2sf4f
@user-xf1ol2sf4f Месяц назад
But ane simba mkadzi uyo Aaaaa
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 Месяц назад
Black people let's embrace our beautiful skin and complexion. Ummm nothing wrong with jiti .
@ruthpartridge6314
@ruthpartridge6314 Месяц назад
Exactly
@THEBOLDWITNESSTV
@THEBOLDWITNESSTV Месяц назад
Koiling yacho mmmm inonyadzisa
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 Месяц назад
Thanks mai Harare makaisawo mkomana kuchurch
@mrwoods9410
@mrwoods9410 Месяц назад
Baba Harare,congratulations.Mai Harare makagona kutendeutsa mkoma uyu.Woman power!
@user-qg5qc4cc1z
@user-qg5qc4cc1z Месяц назад
Ndiyoyo baba Harare,welcome to the Christian faith.hp God will guide and protect you as you navigate your way through this journey you've embarked on.stay blessed.
@MercyChamboko-h3y
@MercyChamboko-h3y Месяц назад
He found a wife material
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Месяц назад
You reckon ?
@virginiamaposa6579
@virginiamaposa6579 Месяц назад
Anozipigwa uyo nekukoirwa nababa harare😂😂
@carolinegahadzikwa6669
@carolinegahadzikwa6669 Месяц назад
Beautiful wife , ❤❤
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 Месяц назад
Mai Nandi.. hoyo Mother City vapindira... Original yellow bone family...💛⭐✨💫🌟
@goodhopeisheanesu3223
@goodhopeisheanesu3223 Месяц назад
Congratulations Father City
@wyneiris9537
@wyneiris9537 26 дней назад
Haa vakaratidza krema
@macianodog1329
@macianodog1329 Месяц назад
Well people in life are free to choose whay they want as long as their happy . We are ment to be free in this life congratulations 🎊
@KudzieSnr
@KudzieSnr Месяц назад
Akafita kunaka mukadzi wa baba harare
@MunyaradziMadiwandicho
@MunyaradziMadiwandicho Месяц назад
kkkkkk boe here
@valentinebillyruzayi4508
@valentinebillyruzayi4508 Месяц назад
She is beautiful😊
@siphathisiwemswela1549
@siphathisiwemswela1549 Месяц назад
Makorokoto to you both. May God be the centre of it all
@jeremiahmakumire
@jeremiahmakumire Месяц назад
Congratulations baba harare wish you good life
@user-us2kx3nl8c
@user-us2kx3nl8c Месяц назад
❤❤❤❤❤❤
@RumbidzaiButau
@RumbidzaiButau Месяц назад
Wish you a happy marriage
@graciouschademana486
@graciouschademana486 Месяц назад
Congratulations baba Harare. New lifestyle, new wife, new music genre. Everything is just new about him.🎉
@pamidzaichari6330
@pamidzaichari6330 Месяц назад
Congratulations baba Ha 🎉🎉
@isaacmapondo5861
@isaacmapondo5861 Месяц назад
So cute amai Harare Thank you amai
@VimbaiChisora
@VimbaiChisora Месяц назад
Makanaka Mai Harare
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 Месяц назад
Lovely
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 Месяц назад
Rega itendeuke but kwete kunaMwari haisati but kumudiwa wako yes
@TalentManyanga
@TalentManyanga Месяц назад
Hoyoo
@mamaAdvocate
@mamaAdvocate Месяц назад
Congratulations 🎉
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 Месяц назад
Apa mr java wambovanyarardza getsi mutosvora
@Foodwithal
@Foodwithal Месяц назад
Iiiiii hada kuita mari kwakanaka shuwa
@castonmachemedze1546
@castonmachemedze1546 Месяц назад
Mukadzi vekutanga ndiye mkadzi vako izvi vakuita ndezveku mheya izvi Baba Harare, mkadzi ano rambirwa chipfambi kana mu Bible zvirimo
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 Месяц назад
Varamba jiti😂😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Wakanaka amai vako
@EverniceHapanyengwi-em2ht
@EverniceHapanyengwi-em2ht Месяц назад
Apa wapedza kutambisa vakadzi vedu magaro vasina mabrugwa ..waakunotora slender... vamwe taanesick nekuda kwejiti yako pedzezvo waakutisiya Baba Hararekaaaaaa
@Adie0307
@Adie0307 Месяц назад
Ndosaka vakagererwa rasta🤣🤣
@user-rl4wl3rv5u
@user-rl4wl3rv5u 24 дня назад
Ummmm guyu kutsvuka ask mukati rizere masvosve.varume munovaraidzwa nekutsvuka asi vazhinji munochema mberi.kwacho.lets hope your love will last baba Harare.
@user-oe3kh9iu8g
@user-oe3kh9iu8g Месяц назад
Munhu mutema hr imi
@TinotendaMazorodze
@TinotendaMazorodze Месяц назад
Kkkkkk😅😅😅
@vividbluesea1
@vividbluesea1 Месяц назад
Please stop saying yellowbone blacks come in different beautiful shades. I wish the government can ban such words
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Hazvidi kupinda nemoyo
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k Месяц назад
Makorokoto
@elijahmangwende8182
@elijahmangwende8182 Месяц назад
He will be broke soon
@NokhuthulaNyathi-k2w
@NokhuthulaNyathi-k2w Месяц назад
Titende
@FungaiChitaka-qd5cw
@FungaiChitaka-qd5cw Месяц назад
Jealous
@tblo9107
@tblo9107 Месяц назад
Now i know why he left jit😂😂😂😂😂😂.Ndanga ndaramba kuti Baba Harare vakangochinja genre from nowhere.Asi a leorpard will never change its spots.Vachadzokera zvavo kuJit Baba Harare.Rinonyenga rinohwarara😜😜😜😜😜
@Olcool
@Olcool Месяц назад
True. my thoughts as well.
@user-oh4xx8dc2b
@user-oh4xx8dc2b Месяц назад
Makorokoto tinotenda mwari jeso pamberi maroora gaga
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi Месяц назад
Ndozvakava tadzisa kuroora kusvika vachembera chaivatadzisa kugara nemukadzi pese apachii ehe akanaka mwana uyo hatirambi but zvingabva zvisiisa munhu jiti apa kamwana kadiki futi
@MishieTallent-hf8lv
@MishieTallent-hf8lv Месяц назад
Imagine 😂😂
@annamayyy9771
@annamayyy9771 Месяц назад
Marriage is a stress. Good luck to varozvigona. 😂
@peaches4052
@peaches4052 Месяц назад
😂😂😂
@KupakwasheKumbula-jb4dv
@KupakwasheKumbula-jb4dv Месяц назад
❤❤❤❤
Далее
Chikonzero chakaita kuti Baba Harare vatendeuke
45:03
Просмотров 107 тыс.
Modus males sekolah
00:14
Просмотров 11 млн
The Most Elite Chefs Ever!
00:35
Просмотров 3,4 млн
Men Vs Women Survive The Wilderness For $500,000
31:48
Baba Harare - Makanaka
3:41
Просмотров 287 тыс.
PASADZA EPISODE 1
10:39
Просмотров 156 тыс.
BABA HARARE -JESU IDOMBO REKARE
3:27
Просмотров 234 тыс.