Recorded at Aisha Tsimba Nyamweda's funeral. RIP Mrs Nyamweda
5 April 1978- 4 December 2020
Baba Munoyera
1. Ngatisimudzei moyo yedu namazwi edu tichikudza Mwari mukuru.
Chorus Baba munoera_ Munoyera munoyera, Munoyera Mwari Baba, Denga napasi zvizere nembiri yenyu, Munoyera munoyera.
2. Mwari mukuru, Mwari samasimba, Mwari musina magumo.
3. Simba raMwari ririko kudenga napasi.
4. Ngaakudzwe iye arikumusoro, ngaakudzwe iye anouya muzita raMambo.
16 сен 2024