Тёмный

BACK TO SENDER,MUROI AUYA AKA STROKA KWA SEKURU KANENGO SEKURU VAKUDA MARI KUTII VAMUSUNUNGURE 

Sekuru Kanengo TV
Подписаться 31 тыс.
Просмотров 25 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 181   
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 месяцев назад
Kwete kwete kwete musade kutyityidzira mwana mhani, muroyi abatwa nechikirimbani zvabuda pachena
@JDGeneralServices
@JDGeneralServices 4 месяца назад
True
@user-cf9bu3di1t
@user-cf9bu3di1t 7 месяцев назад
Batsirai mwana kana mwana ari nherera hapana anomira naye zvese zvomuwana
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 7 месяцев назад
Riiiiiiiiiight back to sender yarova muridzi muroyi ngamame kuskwatura nyika ana tete bamunini kuna kudzvanyirira mwana paitambura maisasimudza musoro demet
@helenmwale1987
@helenmwale1987 7 месяцев назад
Varwadziwa nokuti maivavo vabatwa asi vachaona kuti zvichatobatsira vamwe mu family . Thanks sekuru matakanure
@AdmiringHouses-zf7jn
@AdmiringHouses-zf7jn 7 месяцев назад
Makadii kumutsvagira mari kana murimi baba wacho
@helenmwale1987
@helenmwale1987 7 месяцев назад
@@AdmiringHouses-zf7jn Taura hako
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 7 месяцев назад
Family iyi yange ichibebenefitor mukutambura mukutambura kwemwana uyu.
@moyopamela5865
@moyopamela5865 6 месяцев назад
Ndosvikuitika kwandiri kana ndichichema kana kutambura vanenge vachifara
@user-zj1yy9df3f
@user-zj1yy9df3f 7 месяцев назад
Well done sekuru kanengo Makabatsira nherera
@gibsonmadziro5035
@gibsonmadziro5035 7 месяцев назад
Well done Sekuru Kanengo rambayi makadaro muchibata varoyi Sekuru
@takesure9579
@takesure9579 7 месяцев назад
That's excellent sekuru Kanengo pfidzisai vanobatabata ndiSatan mbuya avo vasiyei vakadero for 10 yrs
@user-gj5lw2jc5v
@user-gj5lw2jc5v 7 месяцев назад
family iyi yabatwa vakurwadziwawokaaa ko pairwadziwa mwana maiona kunge zvirinyoreeee vanhu awaaaa ngawakwane mhaiii vanobhowaaaaa
@newtonmurima9181
@newtonmurima9181 7 месяцев назад
Mwana i 1 akaitwa zvekuuchikwa ,vabereki vese vakafa . Saka mhuri iyo irikumukandirana . Manje vanyura because muroyi ndimai vavo kkkk hazvichatizike
@rambochauke710
@rambochauke710 8 месяцев назад
Waaaaaaaaaa sekuru akaneeeeeeeeeeengooooooo joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe tinotenda takaimirira
@GwynnethMutsata
@GwynnethMutsata 7 месяцев назад
Akafamba navo hapana change so trust papasisina ,ngavasamupe pressure
@user-zh7rc5hh6s
@user-zh7rc5hh6s 7 месяцев назад
Well done kule Kanengo...ndokuti varoyi vaite vashoma...Chiribhani chabata kuti dzviiiii
@JuniorDouglasDube
@JuniorDouglasDube 7 месяцев назад
Tateguru Matakanure simbii yebasa , bviiiriiiiii shamhu yevaroi .
@user-xx5be9zv7g
@user-xx5be9zv7g 7 месяцев назад
Wakagona sipiwe ndarwadziwa kuti vakakushungurudza
@user-vz9pg7vb5r
@user-vz9pg7vb5r 7 месяцев назад
Saka dai Mai venyu vasinga royi dai vasina kubatwa nemishonga wa sekuru Kanengo
@Grimayi267
@Grimayi267 7 месяцев назад
Bvaipo dai anga asina kudaro maiva makangoti zii big opp kule kanengo
@omegamutsvedu1050
@omegamutsvedu1050 7 месяцев назад
Izvi ndozvidawo sekuru izvi
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 3 месяца назад
Mwamama Mai Venyu Muroyi ndavamame
@portiachifamba2560
@portiachifamba2560 7 месяцев назад
Varoora dont worry mozoona kwaRobert varikukudzingireyi
@nyashavizharona3930
@nyashavizharona3930 7 месяцев назад
Furustop kkkk
@crispenrakafa6255
@crispenrakafa6255 4 месяца назад
Ana dako itai musunungure chembere iyo kwete zvekunongedza zvigunwe kusiriko chembere ikugwadziwa iyo siyai spiwe
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 7 месяцев назад
Hunherera hwakaoma shuwa hapana anomira newe shuwa. Family iyi yairegererq mwana zvorwadza nhasi nekuti mai vavo zvavawanawo
@salomsalo1346
@salomsalo1346 7 месяцев назад
😂😂😂😂 andisi kuseka nhamo Yasmine but team iri rakangwara pavakaona video vakabva vatoronga zvekutaura but pachokwadi team iri Vaisala zvekun'anga but kutumasowe kwavanoudzwa nhema nxaaa,,, team iri raitosaidziria mamhepo kumwana nxaaa we know w you ana bmuninj fokoro,,, hezvo mai vabatwa😊
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 7 месяцев назад
This family is so toxic and there should be Part 2. No one should control how or where the suffering should seek help. How on earth can they even have the audacity to blame this girl in front of the camera? Just imagine when they are alone as a family. This is just the tip of an iceberg. Ndiani aikonzeresa kuti vabereki vemwana uyu vashupike kuita mbereko? Panenyaya.
@lazieharsh
@lazieharsh 7 месяцев назад
Arimumoto mwana uyu, only because inherera nhai amana. Zvarwadza nekuti zvabata pana mai vavo, ngavachigadzirisa kwete kutongesa mwana zvisina musoro
@user-bn1nj4nt7e
@user-bn1nj4nt7e 7 месяцев назад
Mamama varoyi ipai sekuru Mari yavo
@lindytv3075
@lindytv3075 7 месяцев назад
Saa bata muroyi muchati eke tamirira kunzwa kuti chii chaimwa mukaka pamwana uyu for 11 yrs
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 месяцев назад
Dzokerai navo vakadaro vairoyerei mwana
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 7 месяцев назад
Vana varikuziva nyaya yavo kunaya mukuru ndiye aka Shanda namai Ari kuziva huroyi huri pachena vanozo baba vane shirt ye blue ndiye akashandisa Mwana wemufi arikuziva uyo baba avo
@ngonidzashedizha6468
@ngonidzashedizha6468 7 месяцев назад
Siyai zimuroi rakadaro iron sekuru
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 7 месяцев назад
Imi wanambwa ,with or without zvitupa tichadzifambira nyaya dzamuri kutiisa , family iyi iri kubenefita nehurombwa hwayakaisa pamsikana uyu ,sekuru musabvisa back to sender yenyu kusvika mapihwa Mari yenyu
@unity9896
@unity9896 7 месяцев назад
Kkkkkkk sekuru makagona kuita go back to sender mbuya yairoya nevana vayo,zvarwadza nhasi vanya vana vemuroyi
@edmoretsede3988
@edmoretsede3988 7 месяцев назад
Well done sekuru Matakanure
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy 7 месяцев назад
Musatipedzera data imi maitadza kurapisa mwana neiko ini ndirikutouyako ndisina vabereki ikoko kune vachakhaura chete gore rino
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 7 месяцев назад
Isusu Nherera sekuru tatambura tibatsirei hapana anomira nesu
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 7 месяцев назад
Munhu arijukonzeresa munaye ipapo. Akabatwa Na Sekuru. Saka Nhoroondo dzese ndedzei . Murikutotsvaga mhosva pamwana anedambudziko . Saka maizviziva mese.
@user-st9jr1jc8r
@user-st9jr1jc8r 7 месяцев назад
Spiwe akaroiwa na mbuya wake. Zvekuti akafamba ega izvi iye achisafa hazvina basa. Saka moda aripe munhu akamuroya here. Why can't you blame the old woman for making her suffer for so long. Masari kudii kwacho. People should live a clean live period.
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 месяцев назад
Nhy zvako vari kupopotei APA Ipai sekuru Mari APA mazorwadziwa manje nekuti muroyi abatwa 😅
@KudzanaiChitsaru
@KudzanaiChitsaru 7 месяцев назад
Good work sekuru
@samkanyimbi5869
@samkanyimbi5869 7 месяцев назад
Family yakaoma iyi kurwira muroyi kupfuura munhu mupenyu.
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 7 месяцев назад
Team rine nharo vaisangouta pasina bipi vagonekwa
@AsAw-ou5te
@AsAw-ou5te 5 месяцев назад
Batai basa sekuru
@patriciachinembiri9434
@patriciachinembiri9434 7 месяцев назад
23:02 ipapo baba vakagona kuti mwana aflame nemukwasha
@evelynekamutasa-mq6em
@evelynekamutasa-mq6em 7 месяцев назад
Vakagonesa ndosaka mwana aenda kwaKanengo ega vakurwadziwa futi
@carolinemuyambo8705
@carolinemuyambo8705 7 месяцев назад
Hunherera huno rwadza Vanhu Vano kushandisa uno gadzikwa mhepo
@aaronmakopa2053
@aaronmakopa2053 7 месяцев назад
Spiwe is 100% correct vose vanhu ava they are against her,Muroyi Abatwa simple
@bettinamavhiringe9028
@bettinamavhiringe9028 7 месяцев назад
Muchazvirega zveuroi izvo
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 7 месяцев назад
Basa mberi sekuru ,zvova baya nhasi waro.
@ChenjeraiMashingaidze
@ChenjeraiMashingaidze 2 месяца назад
🎉
@kelvinmuchopa5938
@kelvinmuchopa5938 7 месяцев назад
varoyi vachinyanya..vakuda kunzwisisa manje hakuna reverse.nhoroondo yese haina basa . Back2sender
@crispenrakafa6255
@crispenrakafa6255 4 месяца назад
Example yamapa iyo sekuru yepolice haibude ndava hapana pavaizoziva kuti muroyi ndeuyu after several attempts Zve rap munhu anenge achitozivikanwa but huroi vakahutadza kuhubata kare Hanz of spiwe
@deavermusic4145
@deavermusic4145 7 месяцев назад
Ibvaipa musatyisidzire mwana imi haihwaa musatinyangangadza chambere yenyu yabatwa cht
@user-gz8hu1kh2v
@user-gz8hu1kh2v 7 месяцев назад
Sekuru kanengo hamurove imbwa makaviga mupini. Nherera ndodzinosara dzichiturikwa zvikwambo for the benefit ye mhuri, pamberi ne sipiwe hauna mhosva iwe zvako zvaita
@lovenessphiri5285
@lovenessphiri5285 7 месяцев назад
Imi musasapota huroyi,mai venyu ngavangobviswa furustop
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 2 месяца назад
Makamama maide adii kuita basa rekuroya muchafa mese
@ShellonChiota
@ShellonChiota 7 месяцев назад
Mwana haana kana mhosva uyu chaida kuziva muroyi wake muroyi abatwa makutaurisa
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 8 месяцев назад
Waiting ✋
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 7 месяцев назад
Sekuru murikuita zvakanaka chaizvo,tatambudzwa nevaroyi vehama
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Месяц назад
T❤❤
@politenkomo6626
@politenkomo6626 7 месяцев назад
Family iyi. Kaa. Isadaro mwana uyu
@tendaimavhudzi8736
@tendaimavhudzi8736 7 месяцев назад
mavapedzera kana panevaishanda nambuya avo during the night hokoyoo🔥ma Tyre anenge aponjaa
@ganyaz
@ganyaz 7 месяцев назад
mazuwaano vana tirikuzvionera tega pama social media tozvitsvagira help saka zviya zvekuti vakuru vanoda kusunga play zvawe kushaya basa ,Sphiwe akagona nhasi mhuri yese yaisa msoro pamwe zvayaifanira kuita pa problem yaSphiwe
@joaoconstancio3120
@joaoconstancio3120 7 месяцев назад
Musakwatisa mwana , neku supporter huroi , muroy muroy wamama
@tariromafirakurewa9498
@tariromafirakurewa9498 7 месяцев назад
Ako kagosha kanozviti baba asi kana Mwana aita dambudziko Moti tsvaga Mari uuye tiende newe but wenyu wekumbura munomuramira nekutengesa pfuma Kuti zviite
@PersuadeMuskwe-r2u
@PersuadeMuskwe-r2u 7 месяцев назад
Vanhu a ava vasatyisidzira mwana uyo .nekuti inherera hakuna munhu angamira nenherera zviriko totozviziva. Muroyi ngafe
@user-zw3ed9tx5l
@user-zw3ed9tx5l 7 месяцев назад
Icho chimbuya ichi chaka zadza imba nevana but hachidi muzukuru chisoro chinenge chekiti
@mandy1067
@mandy1067 7 месяцев назад
Iwe sly sega kubvunzurudza zvisinei nenyaya yestroke tinenge tichida kuona nyaya unotipedzera data
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 7 месяцев назад
Sphiwe akapora zvinotendwa,zijembere iro rinonzwawo chii uye zvakatanga sei regai rizvitaurire rega ndoda kuzvinzwira ndega🤔.
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 7 месяцев назад
❤ VAMATAKANURE ❤ VANOTAKANURA 💯👏💪🔥❤
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 месяцев назад
Imi maiti enda unotsvaga mari yekusimudza vanhu mese imi achiitsvaga wega sei maidii kumubatsira kuitsvaga
@helenmwale1987
@helenmwale1987 8 месяцев назад
Waiting
@user-uw8jk1ps2s
@user-uw8jk1ps2s 5 месяцев назад
Hezvo zvavari vanhu vekumba chaizvo kkkk zvakawoma
@greenpeace7380
@greenpeace7380 7 месяцев назад
Too much emphasis on side issues: procedure, instead of go back to sender and stroke. There is hatred and dishonest in all this. Now the victim, Sphiwe, is to blame for her suffering.
@LiniaRivete
@LiniaRivete 2 дня назад
Ibvaipo musapupurira muriyi uyo
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Месяц назад
HAkuna anofarira n'anga inobata mai maihenyu haaa haaa haaa
@comfortsadieq
@comfortsadieq 8 месяцев назад
ndamirira hangu
@rambochauke710
@rambochauke710 7 месяцев назад
Pakapakapakapaka rikiti bvuuuuuuuuuuuuu joni rapindira rapidirapapi kwasekuru Kanengoooooooooooooooo batai basaaaaaaaa
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 6 месяцев назад
Zvorwadza nekuti zvamumba menu bvisai mari maenda mune mugara n, anga hapan chaonekwa nhasi svatu kwane zvikwapuro zvanya gidobori mukore uno uno nyika yakuenda kuma gumo kanengo ita basa rako
@TirurameMapfumo
@TirurameMapfumo 7 месяцев назад
Varoyi ngavabatwe
@charitynduwa
@charitynduwa 7 месяцев назад
Regai kutonga mwana gadzirisai dambudziko mapenzo
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 4 месяца назад
Magona sekuru pakuti ININI NDINI NDAKAITA BASA IRI
@user-lp9ug8rj7s
@user-lp9ug8rj7s 7 месяцев назад
Ngavafe mhani zichembere risina tsitsi nenherera😮
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 7 месяцев назад
mukoma Robert T muri cei panyaya yamai wekwamarange varoya musha wese yakazodii ko chief Gushugo wekurohwa mbama nemwana hw far
@InnocentCap-iw7vv
@InnocentCap-iw7vv 7 месяцев назад
Munogona sekuru maitabasa
@user-mz4og1zd7x
@user-mz4og1zd7x 7 месяцев назад
They are defending mbuya iyi inoroya
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 7 месяцев назад
Go back to sender inumber 1 bhora mberi sekuru
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 7 месяцев назад
Sekuru kanengo #1 chete chete
@mandy1067
@mandy1067 7 месяцев назад
Vaiwa atidi nhoroondo zvopedza data ..
@user-kp3vj1fc4y
@user-kp3vj1fc4y 7 месяцев назад
Pakuti vafare kuti muroi abatwa, zare nekupa mwana mhosva. Vanhu vakutyisa,
@emmahtendaimupondi5992
@emmahtendaimupondi5992 7 месяцев назад
Nhai sekuru vanhu vanezvikwereti vanodzosa here nda ndatambura kut vadzose vanhu
@cliff3602
@cliff3602 7 месяцев назад
Good Job
@munyasons80
@munyasons80 7 месяцев назад
But mhuri iyi haina tsitsi, kutambura kwaSpiwe kwese pane kuti vafare kuti zvaita tavakusinungurwa tese ivo voto tongesa mwama xaaa
@user-tx7rz9ms4x
@user-tx7rz9ms4x 7 месяцев назад
Munogona bsa sekuru rambai mkadro sekuru
@Blessingblessing-tv1zs
@Blessingblessing-tv1zs 7 месяцев назад
Rambai makadzvanya sekuru kanengo
@babrachakawata5992
@babrachakawata5992 7 месяцев назад
Varambidzirei varoor Kuti vapinde Vana huroi whamai vanohuziva vesekunyanya. mukuru weshirt ye Bleu anoziva madhiriese. amai Sei vasina kushamisika panzi Mai Ava vanoriya
@stanfordmusekiwamurove3316
@stanfordmusekiwamurove3316 7 месяцев назад
Hongu Nana Tete zvimwe vakapihwawo huroyi I syndication
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 7 месяцев назад
Go back ndizvo manogona sekuru rambai muchibata varoyi
@charitynduwa
@charitynduwa 7 месяцев назад
Vanopenga hama idzi
@uristancezifesho1862
@uristancezifesho1862 7 месяцев назад
Sazita neniwo ndiri munzira kugwadzirwa amai vabatwa
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 7 месяцев назад
Kuva nherera kwakaoma sekuru Kanengo hapana anobvuma mhosva Spiwe haanyepe ivo vakashandira vavo vana here.
@InnocentCap-iw7vv
@InnocentCap-iw7vv 7 месяцев назад
Ngazinde mberi
@user-vz9pg7vb5r
@user-vz9pg7vb5r 7 месяцев назад
Maida kuti mukwasha afambire huroyi hwamai venyu hr
@tblo9107
@tblo9107 7 месяцев назад
Nhai zvako iwe😂😂😂😂.Hanzi munhungaashandire mwana wake.Like duhhhh😂😂😂😂😂
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 месяцев назад
Apa nhy family mukurwadziwa nei iye apora
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 5 месяцев назад
Muchiyamwisa zvikwambo zvenyu mukaka unobuda panherera nxaa kushandisa mwana
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 7 месяцев назад
Vakaputirwa nehuroi hwamai vavo nxaa
Далее
Decompress small game, have time to play it!
00:35
Просмотров 3,9 млн
Cute
00:16
Просмотров 3,7 млн
Akadanana nemukadzi wemunhu akazvimbiswa makumbo
9:12
@HeadmanChigodora baba vane ndiro yemuti
35:52
Просмотров 61 тыс.
Decompress small game, have time to play it!
00:35
Просмотров 3,9 млн