Thank you for watching & and Supporting us, on behalf Zimquik tv tave kuisa watermark panyaya dzedu logo yepacorner irikuvharwa content iri kubiwa zvinorwadza tine expense kuzoona nyaya yabuda ndinokutendai nekunzwisisa
Shame l feel sorry for this man haatorina mbudzi apa mdzimai maybe atove HIV positive maChief anabasa aya munhu ane vakadzi 2 bt still hz nt satisfied ruchiva rwacho munodirei vakadzi muri vana wanga
Hapana police case apa vanhu ava vadanana sezvataura murume.But mukadzi akunyepa kuti araramewo mumba make.Vaviri ava bamukuru namainini varikunyepera dare.Hakuna vanhu vanorara vese for more than 2 times vasingadanane.