This girl is very beautiful, and very calm, she just needs deliverance, she can be a good wife ane less talking, I don't judge her at all, I love ❤her, all those who judge others ndoo chidofo chacho ka , are yu perfect? Nxaaa
"....Shamwari yangu yaindishainira nemari yaanenge awana kuchihure.....Ndinoda kutanga ndabvisirwa mari..." NOTHING to add, she has said everything that shows is is and cannot be a marriage material,
Vanotengesa muviri varivanha kudai vakashaya raviro or guidance chete. Tisavatarisire pasi, ngatizive kuti it takes 2 to tangle kungoti vechirume ma clients acho hatimaone.... vanonga vatori vanhu vatinoziva mufunge. As parents its important kuti tipe vana gwara, hope for tomorrow. Tarisai kuti musikana akanaka sei, muroors wemumwe munhu ipapa. I pray she changes her ways asati abatira chirwere.
short time (1 Round): $5 night (2 Rounds): $25 Your business model does not make sense, what's stopping the person from paying for 5 short times (5 Rounds) instead of 1 night. It's the same amount but more value.
Thats y abvuma kut face yake iwonekwe nenyika nyese nekut pfungwa hadzisati dzaaku nyatso shanda . Pfungwa padzicha kura idzoo acha regret ma video ese ayaa