Тёмный

BIBLE TRUTH PODCAST with Murambwi and Evangelist Marufu || Question and Answer 

BLUFFHILL SDA CHURCH
Подписаться 73 тыс.
Просмотров 1,5 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

22 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 22   
@JoshChikadzi
@JoshChikadzi 5 дней назад
Amen , to you a man of God , komborerwai..
@PoliteMbowa-eb4zr
@PoliteMbowa-eb4zr 4 дня назад
Chiwenga anoziva zvose. Do you really take him seriously
@PoliteMbowa-eb4zr
@PoliteMbowa-eb4zr 4 дня назад
Makanzvera magwaro mufundisi
@markkadziyanike7783
@markkadziyanike7783 11 часов назад
😂😂😂 hanzi Mwari arikufunga kusika munhu pachapter 1 vs 26.....Mwari haazi munhu hama dzangu.....Anyway kudzidza hako, Mwari vachatidzidzisa tose.
@Alice-u7q
@Alice-u7q 18 часов назад
Ko kushandira mweya , nyama inowora zvorevei kana muchiti tichamutswa nemiviri yedu. Ndarasika
@EmmanuelDera-q3v
@EmmanuelDera-q3v 2 дня назад
Tokumbirawo nyaya ye 144000
@lovemoresibanda8860
@lovemoresibanda8860 3 дня назад
Verenga Bible zvakare!
@rashidmadondo4526
@rashidmadondo4526 День назад
munhu akachenjera haapinde munhau dzaasina kufunda sekureva kwenyu muchiti vemasowe hatina kufunda imi ndimi makafunda...asi maito fanirwa kutya kuti zvatiri kuita ndizvo hr...semafundirwo andakaita zvinonzi rima rinoita sechiedza...hamufungi hr kuti n'anga dzamanga muchitaura dzinoedza kuita sezvakaita Mwari...hameno ungori mubvunzo weasina kufunda sekureva kwenyu...isu redu book rinonzi baba Johwani
@sirwhite62
@sirwhite62 11 часов назад
@@rashidmadondo4526 Ende hamuna kufunda shuwa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@markkadziyanike7783
@markkadziyanike7783 10 часов назад
Panzi kusavora kunofuka kusafuka kusavora humuna kupanzwa zvakanaka. ...read that same chapter from vrs 35 ....again vrs 50.....haaaa Marufu haanzwe mangwaro ,kutanga rinhi Ezekiel kunyora history munokanganwa seiko kuti Ezekiel was a prophet and on chapter 28 he was still prophesing zvaizovuya
@rashidmadondo4526
@rashidmadondo4526 День назад
ko manga madii kubatsirawo hama iyo inonzi Marufu...kuti imbotarisaiwo ma videos eNASA muone kukura kwakaita nyika yaksikwa naMwari...kuti munhu ati apedza kufunda zvakaita baba kudenga anenge ave kuzvitadzira...ko chinokupauwo kubata nyaya dzekumasowe chii imi musina kudzifunda
@sirwhite62
@sirwhite62 5 дней назад
So since everything was real, where is the snake that appeared to Eve, where is the tree that Eve ate of the fruits, and where is the tree of life ? The garden was symbolical. Then about Satan, God created Satan for a purpose. God is the one who made Satan rebuke God so that he could serve the purpose he was created for by God. Satan was created to punish the world when it doesn't please God. God is happy to have Satan like that, if he didn't, then he woul6have destroyed Satan in the very first minute. God's plan about this Earth had Satan in it already.
@asherjnr
@asherjnr 5 дней назад
Dp you think God created you to be struggled by satan
@uchiewedenga8315
@uchiewedenga8315 5 дней назад
The snake in Eden was a medium (svikiro raSatan) of evil spirit. Yakatukwa wani ikanzi ichadya guruva uye kuvamba nedumbu. We have its offsprings today in various sizes and shapes. The tree of knowing good and evil was either removed by God or was destroyed ne flood paka destroyiwa garden of eden. But the tree of life we shall have it in the new heaven and new earth. God did not create satan. Satan is the name which given to a rebellious angel called Lucifer. Saka chinonzi satan is character yapfekwa nemupanduki waMwari.
@uchiewedenga8315
@uchiewedenga8315 5 дней назад
Thank you Elder Marufu for this follow up discussion. Truly mabuditsa zvese pachena.
@tendaimupotaringa6447
@tendaimupotaringa6447 5 дней назад
Thank you for your feedback. I believe Mr. Murambwi may not be offering a balanced perspective in his approach. There have been multiple complaints regarding his failure to provide a fair and unbiased platform, yet he has not addressed these concerns. Instead, his focus seems to be solely on highlighting negative comments about the invited participants. It has become increasingly apparent that the PAL platform is predominantly aligned with the Seventh-day Adventist (SDA) doctrine, as they appear to be preserving their specific beliefs. On the other hand, Evangelist Marufu still seems open to further discussion and appears flexible in considering different viewpoints and accepting the truth.
@PoliteMbowa-eb4zr
@PoliteMbowa-eb4zr 4 дня назад
Do you expect to be alive after thousands of years no. Are there no trees in extinction in this age
Далее
|| STANDING IN THE GAP  - EPISODE 459 ||
1:25:39
|| STANDING IN THE GAP  - EPISODE 458 ||
1:18:59
|| STANDING IN THE GAP  - EPISODE 463 ||
1:01:00