Тёмный

Chapungu episode 6 

magtom media
Подписаться 176 тыс.
Просмотров 20 тыс.
50% 1

Kudzoka kwa Sekuru vaChapungu kubva ku America
Written and directed by Thompson Muzondiwa

Приколы

Опубликовано:

 

11 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 135   
@mushipetv8184
@mushipetv8184 Месяц назад
Mambozvionawo here kuty ukabaya like now apa panobuda ma colours hobho baya yangu uone
@user-vg7nt3xi8k
@user-vg7nt3xi8k Месяц назад
Mbora mberi team rangu makapenga kwete zvekunyeba moziva basa renyu mwari akomborere nekuwedzera Simba murambe muchiti fadza madzibaba wisemen from Mozambique maputo 🎉❤
@norleenround1938
@norleenround1938 Месяц назад
Ka hat ako kanoisa mvura mu brain chete 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chapungu haukooo iwe
@user-ij9rp7yu2g
@user-ij9rp7yu2g Месяц назад
Haurevi nhema
@PinBoost
@PinBoost Месяц назад
I continue to support this channel guyz Love for these united people is unconditional love ndoida magtom
@tafarapaul
@tafarapaul Месяц назад
Tsvabada, vanoziva shona ndochiiko chikutaurwa na Chapungu nhai vanhu😂😂😂
@munyaradzirukahla8159
@munyaradzirukahla8159 Месяц назад
❤❤ kkk atanga Slimie mastatement echapungu😂😂😂
@Trendingnews02290
@Trendingnews02290 Месяц назад
I'm the first nhasi yhoo isaiwo like❤
@gracematsika7304
@gracematsika7304 Месяц назад
Hondo yatotanga mhayiweee anhuwoyeee Aaaayaas ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@TensonRimayi
@TensonRimayi Месяц назад
❤❤❤❤ chapungu ne chabheva chake azviperi mushe 😂😂😂😂 apa mari yacho yasara ku wallet fty
@rodrecktavaziva1485
@rodrecktavaziva1485 Месяц назад
Ring iyo could be worth hundreds of thousands of dollars.......Chapungu chapinda
@gracematsika7304
@gracematsika7304 Месяц назад
Bhora mberi hehehe hehehe ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@toddygafa6014
@toddygafa6014 Месяц назад
Gaiso home and gardens is so nice 😊
@Ever-Rue
@Ever-Rue Месяц назад
Ukanzwa zvichinzi property haaaa unovhunduka kuti pane zvirongwa zvikukutu😂😂
@mildredmuteerwa
@mildredmuteerwa Месяц назад
Asi baba Juju, property yamunogaro taura icharger nememory card 😂😂😂😂 zvakaoma
@patrickmauvhanga4677
@patrickmauvhanga4677 Месяц назад
❤.. Really nice wena. Magtom shamhu yeStress.
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 Месяц назад
It’s Chapungu’s shoes for me 🤣🤣🤣🤣🤣
@kudahndoro2169
@kudahndoro2169 Месяц назад
I like yur dressing chapungu ..... 😅😅😅Socks
@user-qx4ld2gg4b
@user-qx4ld2gg4b Месяц назад
Kikikikikikiki ndacna kuiona
@YollandaRwabeta
@YollandaRwabeta Месяц назад
😂😂😂😂😂😂saka charge nememory card ndoproperty yaiudzwa bby ndaseka zvangu
@aminahtapfuma1756
@aminahtapfuma1756 Месяц назад
Chapungu marara chaiwo. 😂😂
@user-pm7ni9ex4s
@user-pm7ni9ex4s Месяц назад
Memory card necharger ndoproperty yacho kkkk slimme soo apa wabelievisa babe kkkk
@Undersun25
@Undersun25 Месяц назад
I really love how u act especially pamuno aplier PGS haa ndonakwa zvekudaro❤😂,, ndotodawo kumbobuda pa1 movie chero ndr Wardrobe zvangu😂😂😂
@striveruwuke235
@striveruwuke235 Месяц назад
😂😂😂😂 iih veduweee
@joemanyenyeni1501
@joemanyenyeni1501 Месяц назад
Ndabva ndafunga neighbor makaisiireiko😊
@mylesletang8811
@mylesletang8811 Месяц назад
😂😂😂😂😂chapungu nyaya yako yechikwamwa inoiziwa chaiko
@mariandapasowa2450
@mariandapasowa2450 Месяц назад
Asi chapungu chii newe unogara wakasiya wallet paden😂
@cheridafungayi6202
@cheridafungayi6202 Месяц назад
😂😂😂I was really stressed but mandibvisa stress thanx guys❤❤
@RanganaiMakozho-vj4bm
@RanganaiMakozho-vj4bm Месяц назад
Ko panzi 50 dollars chapungu kuvhundukei😂😂😂😂😂😂
@patiencezimuto5970
@patiencezimuto5970 Месяц назад
Dressing yachapungu bhoo here 😂😂😂😂😂😂😂
@yeukaimahurevana6284
@yeukaimahurevana6284 Месяц назад
Tapindira Chapungu vasiya Wallet paden😂😂😂😂
@user-xw5rc8rk7q
@user-xw5rc8rk7q Месяц назад
Nditag wo ndaita first to view
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 Месяц назад
😂😂😂😂😂Chapungu property yako so ma 1
@user-xz1wo4bw3r
@user-xz1wo4bw3r Месяц назад
Bba vangu Zhou for me❤😂😂😂😂
@TatendaRufu-vi5sz
@TatendaRufu-vi5sz Месяц назад
Chapungu ma1 nyaya dzekukanganwa chikwama umm
@ndiwanga9532
@ndiwanga9532 Месяц назад
😂😂😂😂😂😂
@NewlifeTukazi-py8br
@NewlifeTukazi-py8br Месяц назад
🤣🤣🤣🤣 property ycho haa uri chapungu zvesure
@victorshumba4029
@victorshumba4029 Месяц назад
Baba juju woye
@SydneyMutekede
@SydneyMutekede Месяц назад
Magtom,ndimi vanhu vacho tokudai.
@patiencezimuto5970
@patiencezimuto5970 Месяц назад
😂😂😂😂😂 Chapungu mahwani zveshuwa haapererwi
@TinasheChigowo
@TinasheChigowo Месяц назад
Kkkkk wallet yasara paden
@sandramadzinga1543
@sandramadzinga1543 Месяц назад
Magtom shamhu yestress ❤❤
@itaichisero1037
@itaichisero1037 Месяц назад
Slimie ungabvunze chager sure 😂😂😂
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 Месяц назад
Property kkkkkkk charger ne 1gig memory card 🤣🤣🤣🤣🤣
@cynthia2570
@cynthia2570 Месяц назад
Imajeni …😂😂😂
@rosemaseva4464
@rosemaseva4464 Месяц назад
@@cynthia2570 hazviko izvi 🤣🤣🤣🤣
@simbarashekandari9483
@simbarashekandari9483 Месяц назад
❤❤😂
@SuccessMabvira-tq8fk
@SuccessMabvira-tq8fk Месяц назад
Kkkkkkkkkkk sekuru Havana kna mari kkkkkkkkkkkkk property ye charge ne memory card kkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂chapungu unondidzingisa basa iwe😂😂😂😂😂
@maxdarrell9308
@maxdarrell9308 Месяц назад
@SheunesuMutinha
@SheunesuMutinha Месяц назад
❤❤❤
@tomsonshava6992
@tomsonshava6992 Месяц назад
Chapungu anopedza power 😂😂😂
@takurashumba3285
@takurashumba3285 Месяц назад
Honestly I am still on 39 seconds But pandaona hat yepurple ndaziva kuti hapana chakanaka
@mtmmediaproductionsofficial
@mtmmediaproductionsofficial Месяц назад
Baba vangu... Pedzisa ne like
@Dr.1st_Lady
@Dr.1st_Lady Месяц назад
Everyone is first 😂😂😂
@patriciamadende5869
@patriciamadende5869 Месяц назад
Hanzi chero uchida decade 😂😂😂😂😂
@MunasheKapungu-pz4nl
@MunasheKapungu-pz4nl Месяц назад
Haa zvakaoma property yachoo
@user-ge1bz2dq6n
@user-ge1bz2dq6n Месяц назад
Chapungu 1g here kkkkk
@aminahtapfuma1756
@aminahtapfuma1756 Месяц назад
Ko kurongera mari yakhule nhai chapungu😂😂
@mariamasambatapiwa9342
@mariamasambatapiwa9342 Месяц назад
masiiirira kuti Zhou pana baba vangu
@NicurityCarlosHwande
@NicurityCarlosHwande Месяц назад
Makunzi chapungu ft 😅😅😅😅😅😅 musadaro
@shadreckmagura6626
@shadreckmagura6626 Месяц назад
It's Affordable for me
@HenryNgalombi
@HenryNgalombi Месяц назад
First 1
@gideonchiunda6577
@gideonchiunda6577 Месяц назад
Itaiwo 10 mins chapungu
@kudzanainyamaidengakudzana8107
@kudzanainyamaidengakudzana8107 Месяц назад
😂😂1st
@tichaedzatchipedza6384
@tichaedzatchipedza6384 Месяц назад
Thank you so much magtom 😅😅😅property 😂😂
@blesssdybenjamin1340
@blesssdybenjamin1340 Месяц назад
Baya ne ring xaa😂😂😂
@KudzaiMukangara-lx9zk
@KudzaiMukangara-lx9zk Месяц назад
💥💥💥💥
@patrickmapatse
@patrickmapatse Месяц назад
Takutoita zvemuno 😂😂😂😂
@clemencefombe7542
@clemencefombe7542 Месяц назад
Property yanetsa iyi 😂😂😂
@TinasheChigowo
@TinasheChigowo Месяц назад
3:44
@bosssimblo2413
@bosssimblo2413 Месяц назад
Thank u guys
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 Месяц назад
🎉❤
@royalentertainments2
@royalentertainments2 Месяц назад
Property yanetsa kkkk😂😂😂
@ElvisThiago-kf3pr
@ElvisThiago-kf3pr Месяц назад
Ko bhutsu neSocks iro kkkk
@sibongilemoyo963
@sibongilemoyo963 Месяц назад
Shwada idzo chapungu kkkķk
@KidsonMakoni
@KidsonMakoni Месяц назад
Kkkk akangamwa wallet uyu
@NgonidzasheKanyemba-qr4hj
@NgonidzasheKanyemba-qr4hj Месяц назад
Haaa vanhu vanenge vakamirira
@Chagwesha_media
@Chagwesha_media Месяц назад
Chapungu kumberi
@percygara4753
@percygara4753 Месяц назад
Keep it up 🎉
@mickymsaririjubwai4605
@mickymsaririjubwai4605 Месяц назад
Chapungu vane statement chamvari
@ElvisThiago-kf3pr
@ElvisThiago-kf3pr Месяц назад
🎉🎉🎉
@mazvitamutsago5279
@mazvitamutsago5279 Месяц назад
Chaps apihwa gold ring
@bettysamhutsa1662
@bettysamhutsa1662 Месяц назад
Chapungu anogara achingo kakanwa wallet kumba🤣🤣🤣🤣🤣
@user-re7di6ft8w
@user-re7di6ft8w Месяц назад
Hondo yatanka
@user-bx3ds9sj6h
@user-bx3ds9sj6h Месяц назад
Ukanzwa chapungu achitaura nezve property kkkk unoti haikonaaa 😂
@NgonidzasheKanyemba-qr4hj
@NgonidzasheKanyemba-qr4hj Месяц назад
First
@gracegoba656
@gracegoba656 Месяц назад
Bhutsu socks slimy
@NyagosyChizhande-pg2py
@NyagosyChizhande-pg2py Месяц назад
The drug dealer pliz❤❤❤❤
@user-qx4ld2gg4b
@user-qx4ld2gg4b Месяц назад
Maiwe zvanku chapungu kana otaura maproperty unozorora
@user-zn6sk1gq7y
@user-zn6sk1gq7y Месяц назад
Vhoyoooo1😂
@MablesserMabee-wf6ts
@MablesserMabee-wf6ts Месяц назад
Hoyoo
@tseletshuma8451
@tseletshuma8451 Месяц назад
Tavopo zete zvedu
@mushipetv8184
@mushipetv8184 Месяц назад
Nhasi ndaita 4005 Pano Comment yako yechi 71 Like yangu 429
@kudzanainyamaidengakudzana8107
@kudzanainyamaidengakudzana8107 Месяц назад
Vanhu plz musaomerao nema likes musadaro guys ma likes nema views hazvisi kufambirana
@FrankChikonzo
@FrankChikonzo Месяц назад
Chapungu to the world kkkk
@tawandamapfumo8846
@tawandamapfumo8846 Месяц назад
😂😂😂😂😂ko kuzoti charger iproperty nhy veduwe kkkkkk
@KudzaisheMunhenga
@KudzaisheMunhenga Месяц назад
Ndakanganwa wallet kkkk
@AlexiaDenhere
@AlexiaDenhere Месяц назад
Masocks kunge ukunodhambisa mabhiza😂
@DelanMashaire-z1n
@DelanMashaire-z1n 25 дней назад
Saka😂
@rodricknzima462
@rodricknzima462 Месяц назад
Chapungu wallet yako inongogara ichisara
@user-mo7vx7nv9m
@user-mo7vx7nv9m Месяц назад
😂😂😂 memory card
@CarolineNzvugwa-pk3ed
@CarolineNzvugwa-pk3ed Месяц назад
😂😂😂😂50 what???
@user-lx7vh7co1k
@user-lx7vh7co1k Месяц назад
Thank you team magtom ❤❤❤
@user-wm1if6of2e
@user-wm1if6of2e Месяц назад
Property manhama 😂😂😂😂
@RovaiNyamhunga-nc6yg
@RovaiNyamhunga-nc6yg Месяц назад
Hanzi memory card yangu 1GB Slimie kaa 😂😂😂😂😂
@VosterManga
@VosterManga Месяц назад
Kkkkaaaa jjjjjj🎉😂😂❤❤😊
@user-zr7vn6ng2t
@user-zr7vn6ng2t Месяц назад
😂😂😂😂😂😂😂😂isai má likes
Далее
Chapungu episode 7
5:04
Просмотров 15 тыс.
would you eat this? #shorts
00:23
Просмотров 1,1 млн
Maths dzeBoys paTown
9:09
Просмотров 58 тыс.
Disaster on roora day (episode 1)
18:54
Просмотров 38 тыс.
Kufinhura mface anoshamisira pavasikana
5:13
Просмотров 74 тыс.
MORE ABOUT FRETS DONZVO .
32:35
Просмотров 33 тыс.
VaMandebvu S2 Ep 03
8:27
Просмотров 62 тыс.
Ma teacher emuZimbabwe owomesera vabereki
6:24
Просмотров 62 тыс.
Высокий Питер😂😄
0:52
Просмотров 991 тыс.
Что тут происходит #шоузвезды
0:43