Тёмный

Chief Mutasa - Babamukuru Vowanikwa Vaine Kamba yeMubobobo Mubhurugwa, Vaiuraya Vanhu Nguva yeHondo 

Nhimbe TV
Подписаться 12 тыс.
Просмотров 24 тыс.
50% 1

Nhau yengozi yapedza vanhu mumusha yonetsa. Babamukuru vowanikwa vaine kamba mubhurugwa.

Опубликовано:

 

13 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 318   
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 День назад
Mambo put these kids on the top of the list of any government donation please 🙏🏾. Your donation shows you are the father of the land 👏🏾👏🏾👏🏾
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏🙏. Amen
@collensabunu1449
@collensabunu1449 День назад
Mambo Mutasa ndayi zvayibvira madzidzisa mamwe madzimambo zvamurikuita izvi. Dayi tiine Madzimambo 5 anenge imi uuu tsika nemagariro zvinoita zvakanaka Ndinoisa maoko kwamuri Mambo vangu 👏👏👏👏 From Murehwa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏 chokwadi
@joyceredpath5117
@joyceredpath5117 День назад
This is heartbreaking.💔💔💔. Taking advantage of the vulnerable. Very sad. Thank you so much Mambo Mutasa. May the good Lord replenish your pocket a trillion folds🙏🏿👏🏿. You are the BEST!
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza
@albertmupotsa8756
@albertmupotsa8756 2 дня назад
Ma TV awandira kwaMutasa uko, mukugona basa chief👍👍
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👍
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 День назад
True
@ishmaelchihota5655
@ishmaelchihota5655 День назад
Secretary waSabhuku to the world ndatiwatengerei bhuku rakati kure, ma likes ake, comment section ndokutembai. 👍👍👍👍
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🫡👏👏👏
@RangaChapi
@RangaChapi 18 часов назад
Chief Mutasa Mwari vakuchengetei nekukukomborerai. You are leading and helping mhuri and doing well mukutonga.
@lydiatanyanyiw9679
@lydiatanyanyiw9679 17 часов назад
Chief Mutasa ngawaitwe mukuru e maChief ese muZimbabwe.
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 День назад
Ipaiwo sabhuku vane red hat 🎩 malikes for reading the minutes 👏🏾👏🏾👏🏾. So baba ava vane maglass is a true war vet
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏 ngativapei sure
@CharlesMagura
@CharlesMagura 20 часов назад
Mambo Mutasa mune Basa, Nyaya dzamurikuita idzi ndimi mega munodzigona, Hopefully vana avo vachabatsirika nekukurumidza zvinorwadza
@NabothChimz
@NabothChimz День назад
Mdara secretary wa Mambo uyo haaaa kkk Afro plus serous nekunyora plus smarts 😊😊
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
❤️
@danielmupfudze9305
@danielmupfudze9305 15 часов назад
Mambo Mutasa Mwari wedenga ngavakuchengeteyi. Zvinorwadza izvi.
@ricardogaricai-nl6im
@ricardogaricai-nl6im День назад
Mambo wedu...mwaita henyu....kune vanhu wakaoma moyo pasipano ndazopa kutenda..komborerwai Mambo Mutasa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Chokwadi
@memorymanditsvanga3885
@memorymanditsvanga3885 18 часов назад
Mambo Mutasa Mwari vakuchengetei
@faithtarima1353
@faithtarima1353 День назад
Hunherera hwakaoma thanks Chief Mutasa Mwari ngaarambe achikuchengetai
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@zondaimwapawona8491
@zondaimwapawona8491 День назад
Great Lion of the Valley,the Lord is watching and will never leave you alone,instead he will increase your intellectual capacity,thank you Wise Chief
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏👏👏👏
@BettyMuwori
@BettyMuwori Час назад
Mwari vakuropafadzei Cheif Mutasa
@firstlady2671
@firstlady2671 2 часа назад
Mental health issues are hereditary, its very common for people in the same blood line to have mental issues, its chemical imbalance. Kamba yakazotanga kuroya riin some people have them as pets and i don't see anything wrong with that. Kungot ma beliefs and society zvinosiyana. Varivamwe dai vaenda kuchipatara and get treatment for their mental health, its a lifelong condition hazviperi izvo but just need to be managed so they can live the best possible life.
@vimbimack8136
@vimbimack8136 День назад
How can we financial help this girl?
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
We can get her number for you. Inbox us 0713839751 kana tave nayo tomupai movabata direct nerubatsiro rwamunenge mada kuvabatsira narwo. Tinokutendai
@SavaChinyowa-k2u
@SavaChinyowa-k2u День назад
Thanks very much Mambo wevanhu,only left is to make sure maipedza nyaya iyi vana vagarewo murumurunyararo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏🙏
@simbaroynwork9556
@simbaroynwork9556 День назад
Ndomhuri dzinofanirwa kuitirwa go fund me…..thank you Chief Mutasa Mwari akuvedzerei makore ekurarama
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Chokwadi ichocho, kana paine vanokwanisa kuronga ngavavabatsire
@MosesMasinga-qx1id
@MosesMasinga-qx1id 17 часов назад
Zvimwe zvese zviri right Kuna baba murenje awo but kamba ndewavo wakazoenda nekamba kudakupangidza mambo zvinhu zvabatwa pamusha pemunhu zvinhu zvingani zvino batwa munyika
@simcard-n3w
@simcard-n3w 8 часов назад
Taura hko
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 3 часа назад
Nhai zvekuti vakazoipisa kumba kwavo ndiani anga aripo .
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 День назад
We love you Mambo Mutasa ❤🙏🙏
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@helloworld6859
@helloworld6859 19 часов назад
Thank you Chief Mutasa
@VenenciaMatambura
@VenenciaMatambura 4 часа назад
Thanks chief mutasa chengetwai
@pamelagezi1515
@pamelagezi1515 23 часа назад
Ndarwadziva kusvika pakuchema.
@SholneGarande
@SholneGarande 16 часов назад
Kana ini wena
@Christinetapfumaneyi
@Christinetapfumaneyi День назад
thank you so much chief mtasa❤
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🧡❤️ zvinodadisa sure
@youngerjacha6376
@youngerjacha6376 День назад
Yaaaa nyaya iyi yakaoma DAI Mwari abatsira vana ava
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix День назад
Ndarwadziwa hunherera hwakaoma hawo. Varikusundira mweya kuvana ava.will pray for u takapfuurawo nemo.Mwari vanonzwa vanhu
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Chokwadi inyaya inorwadza
@MillisentSimango-ho6bu
@MillisentSimango-ho6bu День назад
God bless you Chief
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@SirSamanga
@SirSamanga День назад
Shumba magona matambanudza ruoko pavana avo🙏
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Vagonesa changamire
@masciemudumo
@masciemudumo 21 час назад
Mhuri iyi yakaoma moyo yoweee kana kutarisa vana ava shuwa varikusairira mhepo dzose kunherera idzi mwari pindirai muri mwari wenherera ne chirikadzi zvino mukasanzwao vana vakadai shuwa munozonzwao vakaita sei 😢 oooh shame oita seiko mwana uyu nhai mwari kuti mumunzweo
@TalentChepa
@TalentChepa День назад
Maita zvenyu mambo nekuyeuka nherera😢😢😢
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏
@chrispise
@chrispise День назад
Chief Mutasa you are truly the best ..long live chief Mutasa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@ColumbusChivasa
@ColumbusChivasa День назад
Gud minutes , gud secretary , vry brief n spoton , sando dzake mukadzi .
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@shephardmasona6226
@shephardmasona6226 День назад
Tinotenda zvikuru kwazvo Chief Mutasa nedare ,mashoko mashoma asi mweya yedu inofara kwazvo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@NetsaiMusendo
@NetsaiMusendo День назад
Mwari varopafadze pamatapudza Mambo 🙏👏👏
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🧡
@tindotings7892
@tindotings7892 День назад
Well done Mambo Mutasa, ndachema kuona muchiita moyo murefu nekudyara mhodzi yerudo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏🙏
@frasciamachinjike8272
@frasciamachinjike8272 День назад
Maita basa Mambo mwari vawedzere pamatapudza
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Amen
@walterkagura133
@walterkagura133 День назад
Maita basa Shumba, Mwari vawedzere zvakazadzwa,zvakazunzwa,zvakatsindirwa.
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🫡
@InnocentMhedziso-zl7te
@InnocentMhedziso-zl7te День назад
God bless chief Mutasa ❤❤❤❤
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏
@EnockMpofu-f1y
@EnockMpofu-f1y 3 часа назад
Good chief mutasa
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 День назад
Very painful its so sad. May God remember this family.
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥺 zvinorwadza
@simcard-n3w
@simcard-n3w 7 часов назад
Hapana musha usina zvavo ,kana dzinza risina ngozi but munu anopenga anopenga anotaura ega kuti ndopenga hre kana kuti imi vanu ndimi moona ,kufurirwa ,mhuri yatoparadzaniswa nekabenzi .vachashaya vanovamiririra.
@nikkiebrown4649
@nikkiebrown4649 3 часа назад
Ehe munhu anopenga akaita nani anotoudzwa kuti waipenga so anotadza nei kutaura when is is better kuti ndinombopenga. Listen to the details sabhuku gave. Vese vari 3 vanombopenga even the guy uyo aratidza mambo scars on his hands dzekusungwa kwaanoitwa kana zvatanga. Nyatsotererai munzwisise
@erinanyamunokora6365
@erinanyamunokora6365 2 дня назад
Maita Basa chief mwari akuwedzerei makomborero vemhuri vari kusiya Vana vachitambura
@nhimbetv
@nhimbetv 2 дня назад
Varatidza kuve baba vane hanya nemhuri yavo chokwadi mambo.
@GraceMoyo-yy6ec
@GraceMoyo-yy6ec День назад
Thank you so much mambo Mutasa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes День назад
Zvinorwadza weduwe😢Thats a true Chief.He should others..
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥺👏👏👏
@freddychimuka
@freddychimuka День назад
Leading by example.thanks chief
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏
@JimmySithole-es5jg
@JimmySithole-es5jg День назад
Yandarwadziwa nenyaya iyji mambo mutasa batsirai mhuri iyi mwari vachamukomborerai
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@KevinButelezi
@KevinButelezi 22 часа назад
Hmmm Ko Ng'anga yakamboti ikuenda nezvinhu seumbowo kwaMambo, pedzezvo zvonzi yakadzoka yoti kamba ndakapisa, akapisa sei ega, uye ayimboendepi nayo to start with. Ng'anga is not clear
@SirSamanga
@SirSamanga День назад
Haaa nherera dzinoitiswa yese yese,tisadaro mukurarama.mwanasikana andirwadza uyu
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvakaoma uye zvinorwadza
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza mufunge
@selomiacochrane8342
@selomiacochrane8342 День назад
Chief you the best you are really a father to the fatheless
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏
@conistancemasanzu8561
@conistancemasanzu8561 День назад
Mudhara anechekuita nekurwara kwevana vakagadzira vana ava vari kushandiswa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Regai tione svondo rinouya kuti inofamba sei
@abim8747
@abim8747 День назад
Ndabatikana zvisingaite 😢😢😢 vanhu vatema tine hutsinye husina muganhu. Mwana ariku tambudzika uyu... Nhai Mwari muripi weduwoye. Please can we have an update on these kids later on
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Will surely give an update, kana muchida kuvabatsira zvekare tinokwanisa kukutsvakirai number dzavanobatika zvekare.
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 День назад
Mukotsanjere is the best for ngozi
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 День назад
Ndokutendai Shumba munogonesa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 День назад
God bless Chief Mutasa ❤❤
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥰🤩
@masciemudumo
@masciemudumo 21 час назад
Na’nga yekutanga iyo murenje uyo fake dzaaita torai mari united pakamba apo raitove drama zvaro
@simcard-n3w
@simcard-n3w 21 час назад
Taura hko
@simcard-n3w
@simcard-n3w 2 часа назад
Zvese izvo ndezvekunyepa ,nyaya itoripo hombe ,panyaya zvimwe izvo idrama zvoda varidzi vemusha votaurirana ,tsvagai history,munozviona vakatombobatirana matemo ,so izvo kutambisa nguva
@simcard-n3w
@simcard-n3w 2 часа назад
Mwana uyo aita mutete panyaya yaasimudza ndomunzwira tsitsi ,Pana vakatomboifira nyaya idzi vakuru vatanga nenyaya .zii zvedu kumaterrece
@simcard-n3w
@simcard-n3w 2 часа назад
Ngaabvunze vedzinza anomuudza ,baba akatanga kurwara munguva yehondo,nesu tisati tabarwa ,so izvi idrama ratiri kuona nekunzwa
@simbaroynwork9556
@simbaroynwork9556 День назад
Ndabatikana
@WellingtonMuzvimbiri
@WellingtonMuzvimbiri День назад
Hunherera hwakaoma
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Hamurevi nhema
@FabbieRatohwa-p2k
@FabbieRatohwa-p2k 4 часа назад
Ndarwadziwa zvekusvika pakuridza mhere chaiyo
@simcard-n3w
@simcard-n3w 4 часа назад
Uchiridzira Ani mhere😂
@giftvavi5815
@giftvavi5815 3 часа назад
i dont know why i am crying so touching
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 День назад
Mambo mutasa hamudyi zvevanhu ndimi munotoita kuti vanhu vadye komborerwai hamutongi asi munotungamirira vanhu
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏
@PriscaRazerera-tb9tt
@PriscaRazerera-tb9tt День назад
Ndimbe tv I love you so much
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
WE love you too mufunge 🥰
@CathrineMhlanga-h7o
@CathrineMhlanga-h7o День назад
Chief Mutasa komborerwai. Ndachema ndiri kungochema .
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 День назад
Nhimbe munodadisa picture quality yenyu yakanaka
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Thank you very much...
@reginaphiri3487
@reginaphiri3487 2 дня назад
God bless you mambo Mutasa
@nhimbetv
@nhimbetv 2 дня назад
👏👏👏👏 chokwadi
@JessicaMukora
@JessicaMukora День назад
Ndarwadziwa mune nhamo varoyi why musina moyo vana vadiki soo anorwara pfungwa asi ariku chengetawo hanzvadzi dzake dzinorwarawo pfungwa it's so sad and painful 😢
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvakaoma
@JessicaMukora
@JessicaMukora День назад
Changamire wevanhu mutungamiri wevanhu vechokwadi
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@angelanyamayawo9913
@angelanyamayawo9913 День назад
Very painful story mwari pindirai 😢😢😢
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvakaoma
@graceMutsago
@graceMutsago 19 часов назад
mambo mutasa munotonga chaizvo rambai makadero ishe
@JessicaMukora
@JessicaMukora День назад
Zisekuru iri muroyi 😊
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥺
@AdmireChakauya
@AdmireChakauya День назад
Number 1 chief in the world
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvokwadi
@DavisonNyambo-g7c
@DavisonNyambo-g7c День назад
Mai vakakodzera kuita secretary wamambo vanogonesa basa ravo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@ishmaelchihota5655
@ishmaelchihota5655 День назад
Ndatouyawo ne comment kuna secretary ivavo I tsigira your comment
@TalentChipika
@TalentChipika День назад
Mwari komborerai vanotambudzika
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
❤️🥰
@ElizabethManyarara
@ElizabethManyarara День назад
Ndatya hangu weduwe mwanasikana uyu ka murume chaiye akashinga hake Nherera nherera dzenyu mwari nhadzichengetedzwe
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Akashinga sure
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 День назад
Chief mungwarire kuti mwana sikana uyu asungisa vana baba ava anogona. Kuuraiwa kunzi wangwarisa kasikai kubatsira mhuri iyi please
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥺🥺🥺
@simcard-n3w
@simcard-n3w День назад
Kane dzungu ,
@tabithanenzou3443
@tabithanenzou3443 День назад
Uuum ndasiriswa veduwe ne mskana uyu hunherera wakaoma Mwana wamai.
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza
@cathrinenyandoro4861
@cathrinenyandoro4861 День назад
Ndachema jehova Mwari tisunungureiwo. Hutera hwakaoma
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvakaoma
@MarvisMukwiri
@MarvisMukwiri 3 часа назад
This is so sad
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 День назад
Uuuiummm Mwari batsirai vana ava
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Amen
@patrickmachekera4396
@patrickmachekera4396 23 часа назад
Pana camera person ari kutinyangadza mupeyi maTissue mhani. Anenge mukadzi
@specialseven342
@specialseven342 День назад
Matendwa Shumba Mambo Mutasa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@EdwardSamakomva
@EdwardSamakomva День назад
Welldone chief
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@emelykapita4181
@emelykapita4181 День назад
Mwari huyai kani vanhu vezimbabwe vaparara nehurombwa izvi zvanynya izvi mwari huyai nekukasika
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvakaoma
@OliviaMatevere
@OliviaMatevere День назад
Varume ava Imhondi dzevanhu chaidzo kurasirira zvinhu zvavo kunherera utsinye chaiwo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥺
@finemakamure63
@finemakamure63 6 часов назад
Chief mutasa manyama
@AgnesNemaunga
@AgnesNemaunga День назад
Ndarwadziwa chokwadi vana wari kutambura awa Mwari weee pindiraiwo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza
@ChristopherJavangwe-qp1nq
@ChristopherJavangwe-qp1nq День назад
Uuum mambo apo panoda mukutsanjera vabatsireyi nemari mambo pls
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏
@Tifah2121
@Tifah2121 16 часов назад
Sir Tsvarai 😀🔥🔥
@simcard-n3w
@simcard-n3w 2 часа назад
Adiii
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 День назад
😭😭😭😭😭 Mwari pindirai🙏🙏
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥺
@EnockNyamandi
@EnockNyamandi День назад
Chikara chezvikara gutsa ruzhinji chitubu chemvura tose tomwa kwamuri rambai makadaro
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@firstlady2671
@firstlady2671 2 часа назад
Chief Mutasa and crew never attended biology classes 😂
@MercyTakaidza
@MercyTakaidza День назад
Mwari vakuchengetei mambo mutasa ndinoshuvira dai maitonga kwedu kuShurugwi kwaNhema uko pamwe matambudziko atinawo aiperawo.
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🙏
@slauschannel
@slauschannel День назад
maita basa Shumba , mwari vawedzere makore panyika nehuchenjeri
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏👏👏
@tapiwamupapa8496
@tapiwamupapa8496 День назад
Building iyo ndeye dare renyu hr vaMutasa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Hongu iDare😋
@anniekurewa878
@anniekurewa878 День назад
Yeee​@@nhimbetv
@PaulmuromboChitsike
@PaulmuromboChitsike День назад
Ndaitodawo kubvunza 😂😂😂😂😂l 🎉🎉🎉🎉🎉❤
@simcard-n3w
@simcard-n3w День назад
Kuzoti ndoda kugara zvakanaka,vamwe vaiverenga mabook,vakapasa zvisinei nekuti inherera ,isu takatofirwa TRI vadiki.upenyu kugadzira URI kuchikoro.toziva zvakavanda,kne dzungu kaHaxvinei
@RumbidzaiDekesa
@RumbidzaiDekesa День назад
Mutasa muri suga magona nemari
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🧡❤️
@TariroNyakabau
@TariroNyakabau День назад
Ndarwadziwa sure hapana munhu ano applier kufirwa 😢
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvakaoma
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 День назад
Mukotsanjere anovabatsira daidzai shumba yengozi
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
👏👏
@FrankChihutah
@FrankChihutah День назад
This madhala look alike our late president Robert Gabriel Mugabe
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤭🤣🤣🤣
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 День назад
I think mudhara akacheka maCdes anga akuvara aine bag nejewellery - vairaider mabhunhu/shops/etc nekutora zvakakosha kumabhunhu avanenge vauraya ka maCdes; tinozvizviva izvozvo
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🥲 zvakaoma
@solomonuyai4846
@solomonuyai4846 День назад
😭😭😭😭😭 ndarwadziwa
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
Zvinorwadza sure
Далее
НЮША РОЖАЕТ?
00:17
Просмотров 664 тыс.
Day 2 | IEM Rio 2024 | Playoffs | КРNВОЙ ЭФИР
6:11:51
А я с первого раза прошла (2024)
01:00
Akadya Bota ra Sabhuku
1:05:47
Просмотров 39 тыс.
Paita Mutauro Nyaya Yanetsa Iyi Dare Rachief Mutasa
1:19:15
НЮША РОЖАЕТ?
00:17
Просмотров 664 тыс.