Kikikiiiiii wanogona chaizvo ku actor semurume wacho haaa ano gonesa serious yacho haaa surrender eishh pakaipa nzara iyi tichaona zvikuru mu Zimbabwe 🇿🇼
My question is nyuchi idzi dzadii kupinda muburukwa chaimo haaa .makuzvinyanya 2 ko amai ava vakaitira chipfambi mumba umu here ndimo mumba mavo? Then bhudhi ummmm kucooler kwamakaita it show us kuti this was planned issue ko hama dzemukadzi dziripi ko dzionewo ka mashura akadai chandoziva hanzi mukanzi anorambirwa chupfambi not huroi but blaz watoti ndomuda zvakadaro Dai ukazoona wo iwe wane nyuchi😂😂😂