Тёмный

Chisaradhi tsvetayi Part 1 

chihwa cheguhune comics
Подписаться 15 тыс.
Просмотров 11 тыс.
50% 1

Приколы

Опубликовано:

 

4 дек 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 43   
@Fassiha
@Fassiha 7 месяцев назад
Congratulations on our 7k subscribers 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 7 месяцев назад
Chihwa chokwadi ichocho ngatitarisei panoswera vana wedu uye kuti varikuitei nani
@carlenchesa7042
@carlenchesa7042 7 месяцев назад
Mabatire aiita mimba yekare nezvanhasi zvasiyana here kkk Mai chihwaka
@user-ne2mg6iw8t
@user-ne2mg6iw8t 7 месяцев назад
😂😂😂😂 Mai Chihwa mabatire anoita mimba akasiyana😂😂😂😂😂 makaita wani
@nokhuthulancube7425
@nokhuthulancube7425 7 месяцев назад
Mwana ngaaitiswe ngano nambuya
@Fassiha
@Fassiha 7 месяцев назад
Inini ndinokudzemura gara pasi😂😂😂😂
@user-vf3ih1mf5q
@user-vf3ih1mf5q 7 месяцев назад
😂😂😂asi Ruka ka
@nokhuthulancube7425
@nokhuthulancube7425 7 месяцев назад
😂😂😂😂kusumudza makumbo kunge kabhotoro
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 7 месяцев назад
Hana yangu yang aichirovq kuti Mai Sarah vanogona kuchema😂😂😂😂😂😂😂
@VioletMagutakurima-sw4xc
@VioletMagutakurima-sw4xc 7 месяцев назад
😂😂😂
@harrietgracedhliwayo5606
@harrietgracedhliwayo5606 7 месяцев назад
Bvudzai shuwa mai Chihwa kuti mabatire emimba dzekare nedzanhasi uno zvakasiyana here?
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂unonhuwe chikotokoto haugezi
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 7 месяцев назад
Mabatire akuita mimba akusiyana here😂😂
@user-yd8ui5zl4y
@user-yd8ui5zl4y 7 месяцев назад
Chihwa makanyanya to the fullest
@tindolindy6138
@tindolindy6138 7 месяцев назад
aaaa iye aisa tamba zvee aingokoira hake
@TichaevaGombe-dk1ce
@TichaevaGombe-dk1ce 7 месяцев назад
Straight to the point
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 7 месяцев назад
Ruka hanzi namai Sarah une face ye mhombwe
@user-lm3uc4vs4t
@user-lm3uc4vs4t 7 месяцев назад
😂😂😂 Mai Sara makuziva face yemhombwe
@user-hp6ec6rh2v
@user-hp6ec6rh2v 7 месяцев назад
Ndiwe reference yangu😅
@pgambizah4962
@pgambizah4962 7 месяцев назад
Chihwa kude chirungu ere?# ndokudzemura😅😅
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 7 месяцев назад
Mai chihwa motamba yere😊
@maikutloramadi5781
@maikutloramadi5781 7 месяцев назад
Kkkkkkk mai chihwa ma1
@lindiweportia1237
@lindiweportia1237 7 месяцев назад
fst to comment 😊😊😊
@freemanshereen5277
@freemanshereen5277 7 месяцев назад
Ruka anga akudenga rechina
@DubeLuke-tv2rx
@DubeLuke-tv2rx 7 месяцев назад
Kkkkķk hanziii usangonhuhwa kunge chigoto goto hahaha 😆 😂 🤣
@progressgwenzi1083
@progressgwenzi1083 7 месяцев назад
Munenge kagotora kkkkkk
@progressgwenzi1083
@progressgwenzi1083 7 месяцев назад
Ndinokudzemura kkkkkkk
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 7 месяцев назад
Mai Sarah I reference mangwana
@chidondhlovu4250
@chidondhlovu4250 4 месяца назад
Kucheka loan ngemanhede
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y 7 месяцев назад
Kkkkkkkkk maiwee
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 7 месяцев назад
Mai Sarah ndiwe reference yangu mangwana kkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@nitafraphael2362
@nitafraphael2362 7 месяцев назад
😎
@renimapfumo7761
@renimapfumo7761 7 месяцев назад
Kkkkkkkk hanzi kurenzva kkkkkkk
@user-eu2ur6mw4g
@user-eu2ur6mw4g 7 месяцев назад
KKK Mai chihwa
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti 7 месяцев назад
Kkkkkkkkk kunhuhwa chikotokoto mai chihwaka
@user-yz5hx2fq2p
@user-yz5hx2fq2p 7 месяцев назад
Kkkk
@memoryd5233
@memoryd5233 7 месяцев назад
Loved the question 😂😂 mabatiro emimba?
@sydneytivakudze5222
@sydneytivakudze5222 7 месяцев назад
Mai Kim havasati vajaira kutorwa video..
@user-fy4er5he3j
@user-fy4er5he3j 7 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 7 месяцев назад
Ane face yemhombwee
@peecha9696
@peecha9696 7 месяцев назад
Pamusoro penyiko imi
@mhopi9744
@mhopi9744 7 месяцев назад
😂😂😂😂
Далее
Chisaradhi tsvetayi Part 2
3:25
Просмотров 15 тыс.
Mukadzi wandihurira
6:46
Просмотров 4,3 тыс.
Happy Birthday Maiguru Mai Jeremaya
4:46
Просмотров 14 тыс.
Pfuma YeNhaka Inoparadza Hukama Drama Episode 2
23:36
@HeadmanChigodora Mukadzi wemunhu haabatwi Pt1
48:21
Просмотров 35 тыс.
Two rooms
3:46
Просмотров 11 тыс.
mukadzi ikeke
8:19
Просмотров 19 тыс.
Высокий Питер😂😄
0:52
Просмотров 926 тыс.
Тут точно до конца😂
0:34
Просмотров 1,1 млн