If you live in the Diaspora, get your Funeral Cash Plan on www.diasporainsurance.com/destinytv Chisionekwi chitunha chakarara mumba mazuva maviri chakatorwa bhokisi rikasara mumba risina chinhu
Taura zvako hama, haana dzungu + ane respect, as compared to people like Tilder. Stella anonyatsopa munhu nguva yekutsanangura. Tilder ari rough + haape munhu enough time to explain. Chaanongogona kurambidza vanhu kutaura mazita.
Very Good loving mother well guarded mouth " Mai munhu mukuru" vanoziva mashoko anovaka asina zvipomera Mwari vaku komboreeyi. Journalist you are "Awesome" on your job.
Stella Muusha you are a Star 🌟 keep pushing 🫸 dear Sky is the limit you are so calm and compsed....hauna kuvhengedzera and you put yourself into your interviewees' shoes 👞 as well...Keep moving dear 🎉🎉🎉🎉🎉 maruva ako nesando 🔨 🛠 ⚒️ 🔨 🛠 ⚒️ 🔨 🛠 ⚒️ 🔨 🛠 ⚒️ 🔨 idzo!!!!!
Stellar Muusha, ua 1 in a million panyaya dzeJournalism. Wakaridzidza basa iri sisi vangu. Unenge muvhitori iwe koz ONLY MASVINGO PROVINCE can produce such talents
@@CheerfulTreeSwing-lq5es vanonyepa James at 4 years old first born yavo vanga vayita nguvayi ivo later on vakasirwa vana vakati huyayi mutore makonzo ako vanehutsinye mai ava mvunzayi isu to vaziva murayini . Vanorwadziwa chii ivo vaida kupisa mai vake neparaffin . Vabvunzeyi kuti kinoforerwa imba vanokuziva here or Varikuda kupedza vana pachimba chavo ichocho ngavagare hapana anotombochida chimbachavo ngavaite shabin vakanyarara James akaita ten year asingasvikepo vaida chitunha chakr kuzochiidi pasina Hama dzake
Haaa iri ndiro drama manje munhu oita simba rekutenga rimwe coffin Ko pair wars munhu aidiii kutenga medication and paying for hospital bills. Vanhu vanogona kutenga ma coffin uye ku controller funeral but pairwara munhu those people were not doing anything
@@tambudzainechiwowe4968 nyaya iripo ndeyekuti vaida kuviga munhu fast fast why akafira mumba and the audios are Ther for the police to take action Ther is nothing wrong kuti munhu mutore postmortem families want clauser munhu ovigwa we are living in the world yekuti vanhu hakuchisina zvekufamba semhuri muchivhunza kumapostori or traditional healers muchinyeperwa
Mukuru wemapurisa uyo ngaatiudze nyaya yake. Kana uyo wemhiri asina kuroorwa, anofana kunge ari njapisi yemukuru wemapurisa. Saka mukuru vari kuda kufadza bhebhi, bcoz bhebhi ndiro rinenge rareva kumuchinda waro
Zvakaoma weduwee ndosaka mvura isisanaye zvakanaka chokwadi vana vadiki vari kushora tsika dzedu sevanhu ndatya nazvo body kana yabuda for burial haidzoserwi kwayabva!
Ko iwo ma purist akatora body awa Makaonao here ma ID avo as well as force number ikodzero dzenyu kurakidzwa all those things how will u know if they where legit?
So the bro was sick for long and the sister never contributed or visited. Now that he is dead, she can send money with mukuru within the hour for a coffin? Balance me, is this real?
That’s such a black people mentality. We fear death more than life. Munhu akafa achitambura unotozoshamisika kuti they have relatives with money pakudyiwa rice and chicken and drinks everyday paNhamo. But that dead person struggled to buy a painkiller
Hazviite zvakaitwa kuri kuma rural areas such matters are reported to the chief and who ever akapa directive yekutora body leaving coffin anoripiswa. Hakuna body one inotengerwa ma coffin 2 pachivanhu chedu