Тёмный

Chisununu ngecheyi? 

chihwa cheguhune comics
Подписаться 17 тыс.
Просмотров 22 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

2 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 76   
@lydiamazengwa703
@lydiamazengwa703 Год назад
Mai vacho vanoda zvinhu ava 😂😂😂
@memoryashleyhwata7614
@memoryashleyhwata7614 Год назад
Combination dzenyu idzi michativhuna mbabvu😂😂
@propheticchannel8168
@propheticchannel8168 Год назад
Teera mkomana uyu umutaurire kuti unomuda gegegege Mai Chihwaka
@leahmalunga6958
@leahmalunga6958 Год назад
Bwashurai munhu mhai aite mushe 😂😂😂😂😂😂
@carlenchesa7042
@carlenchesa7042 Год назад
Haaa 😂😂😂😂 Mai chihwa makangwarisa
@violet3356
@violet3356 Год назад
Brijeti usahwa zvezvimbudzi meemee siya
@FaithPencil
@FaithPencil 9 месяцев назад
Hayas mai chihwa panebasa
@Fassiha
@Fassiha Год назад
Zvipokwe nezvidhoma teeara mukomana uyu umude
@mskeak6956
@mskeak6956 Год назад
😂😂😂hakuna mai unodai 😂
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 Год назад
Mzukuru aziriye mai chihwa for real brijeti
@TafadzwaNyamazha-xk9hx
@TafadzwaNyamazha-xk9hx Год назад
Mai Chihwa to the nyika 😂😂😂 musafose mwana baaa
@Alice-q9p1n
@Alice-q9p1n Год назад
Teera mkomna uyo Mai vakuda mkwasha chete
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 месяцев назад
Pakayipa 😂
@SamuelMabanja
@SamuelMabanja 8 месяцев назад
Mai chihwa u a well talented
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 Год назад
Ari kumanikidzwa kupfimbwa namai
@felistasmakoni555
@felistasmakoni555 Год назад
😂😂😂 first pano💃🏽💃🏽
@nhamomauwa9585
@nhamomauwa9585 Год назад
😂😂😂😂😂😂😂hakuna maii vakadaii
@Alice-q9p1n
@Alice-q9p1n Год назад
Kubudisa ndokwavazoda asi Havana kuvapa stool kti vagare .kkkkk bachi rinevent sesiskirt.arume kuuya ega
@kellygands1682
@kellygands1682 Год назад
Mukoma saka
@EdgarDayz
@EdgarDayz 8 месяцев назад
Brijie.....😂
@MoleenSibanda-q2k
@MoleenSibanda-q2k Год назад
Kkkkk apa ndofarira language yacho kwedu kwamutare
@TinasheTarukwasha
@TinasheTarukwasha Год назад
Mai vapenga kanhi 😂😂
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 11 месяцев назад
Zvoda kutsvagira izvi
@rudonota5788
@rudonota5788 2 месяца назад
Ndinokubashura kukudhinda
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec Год назад
Mkoma saka kkkk isaka ritori mkana 😂😂😂😂
@EsnathGono
@EsnathGono 6 месяцев назад
Chisununu ngechei 😂😂😂😂
@tafadzwamakaure1412
@tafadzwamakaure1412 Год назад
Vakomana vanodrawer hope nezvigero😂😂😂😂😂
@BlessingMuranda-ys6ut
@BlessingMuranda-ys6ut 6 месяцев назад
😂😂 mai vakangwarisa ava
@EverniceMukuyaya
@EverniceMukuyaya Год назад
😂
@maikutloramadi5781
@maikutloramadi5781 10 месяцев назад
Chihwa kaaaa unobasa
@t.m1222
@t.m1222 Год назад
Uyu ungokona uyu kkkkk asipakuzoudza mwana zvisinamaturo apo.
@MaggieMombe
@MaggieMombe Год назад
Amai munoda zvinhukkkkl❤❤
@wha-ajr92
@wha-ajr92 Год назад
Kkkkkkkk Chihwa chihwa ramba wakadaro
@florencenyarango6165
@florencenyarango6165 Год назад
Mai chihwa kkkk manga mafarira mukwambo hre
@DerVer-d7e
@DerVer-d7e 12 дней назад
😂😂😂😂 Mai chihwa kaa
@sharonshezz1474
@sharonshezz1474 Год назад
Briji😂
@RealDhliwayo
@RealDhliwayo Год назад
Ma shinyero 😂
@fionahncube8244
@fionahncube8244 Год назад
😂😂
@vimbaimutazo8267
@vimbaimutazo8267 Год назад
MaiChihwa kuda mkwasha here
@cleopatramabika987
@cleopatramabika987 Год назад
😅😅😅😅😅😅 mai Chihwa ka
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 9 месяцев назад
😂😂😂😂
@caesarzenda5748
@caesarzenda5748 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Год назад
😂😂😂
@Vibesij66
@Vibesij66 Год назад
Kkkkkkkk ndatapirirwa zvangu
@BeingNessa
@BeingNessa Год назад
Aaah youth yakura kudaro 😂😂😂
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 месяцев назад
Ndiyo youth yemu 🇿🇼 kikkkk
@enniemazonde5876
@enniemazonde5876 Год назад
Nice one
@harrietgracedhliwayo5606
@harrietgracedhliwayo5606 Год назад
KKK hazi muteyere mkomana. Aaaa akomana woye 😂😂😂😂😂
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 Год назад
Hanzi mashinyero mapurasitiki akanaka aya
@EverniceMukuyaya
@EverniceMukuyaya Год назад
😂
@Thoko-j7p
@Thoko-j7p Год назад
😂😂😂
@lydiataruwinga395
@lydiataruwinga395 Год назад
😂😂😂
@edithmambiri7089
@edithmambiri7089 Год назад
Bridgeeeeee😂😂😂
@IdahMapope
@IdahMapope Год назад
Kkkkk teera mukomana uyu kkkkkk mudeeee😂😂😂
@tendai-hq3cs
@tendai-hq3cs Год назад
kkkkkk mai vakangwarisa kuda kut mwana angoroorwa chete here😀😀😁😀😀
@agnesschatsama6628
@agnesschatsama6628 Год назад
Finish😂😂😂😂😂😂😂😂
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 Год назад
😂😂😂😂😂bhachi rine vent nemaplastic
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru Год назад
😂😂😂😂 zvipoko nezvidhoma
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 10 месяцев назад
😂😂😂😂aaaaa mukoma sakha kkkkk matopfimbana ere mazuwano kungoti gagagaga
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx Год назад
😂😂😂😂mokuzirira chibhishu
@Alfred-vk8vu
@Alfred-vk8vu Год назад
Rambayi makadaro chihwa kkkkkkkkkkkkkk language chete makanyanya taramba zvinyadzi
@MutsaChipfupa
@MutsaChipfupa 8 месяцев назад
Mai chihwa paanoti CHINYI😂😂😂😂😂
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 месяцев назад
Pakayipa 😂
@natsaizvingana8o7iswas51
@natsaizvingana8o7iswas51 Год назад
😂😂😂😂😂😂😂😂🙌
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 Год назад
Mude kkkkk in mai chihwa's voice
@gladylady1
@gladylady1 Год назад
😂😂😂😂😂😂 mashinyero
@denheredenhere7204
@denheredenhere7204 Год назад
Chikoro iwe unacho😊😊😊😊
@susandzingai
@susandzingai Год назад
Aa mai Chihwa munemukaka imwi
@Selmar701
@Selmar701 Год назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 10 месяцев назад
Bhriji😂😂
@MonalisaChari-j2v
@MonalisaChari-j2v Год назад
Zvichanetsa izvi
@BravoDingsMurireMurire
@BravoDingsMurireMurire Год назад
Kkkk😂😂
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h Год назад
Hanz matopfimbana mukapedza kkk
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 Год назад
Hanzi mazuwano mongoti gqgagq mqpedza
@spearstv9890
@spearstv9890 Год назад
Kkkkkkk mukoma saka vomiririrwa naambhuya
@Crazzyfeet
@Crazzyfeet Год назад
Hahaha gagagaga
Далее
Kuromba kwangu Muzimbambwe
16:56
Просмотров 45 тыс.
mukadzi ikeke
8:19
Просмотров 19 тыс.
Ka Exibit kangu…
6:16
Просмотров 13 тыс.
Prof ba napsa vs mama Vee
2:37
Просмотров 3,4 тыс.
Mudhuri unorwadze kumisa
5:59
Просмотров 24 тыс.
Buyatinapangana
5:32
Просмотров 8 тыс.
Mai Kwangwa wakaoma 😭
5:28
Просмотров 32 тыс.
Mubhurukwa ngamungware ngware
4:50
Просмотров 25 тыс.