Saka kureva kuti makatadza kuudza murume arikuvamba this song kuti ayina kubatana here ko producer yacho akatadza akatadza kunzwa here kuti song ayina kuvambwa zvakanaka pese parikuimba baba avo hapazi kubatana zvachose chimwe chinhu vanhu chamunofanira kuziva kunyora song azvirevi kuti uyava muyimbi plus kana tisina kukuudzai pari wrong you won't correct your mistakes please listen to this song ayina kuitwa zvakanaka honestly