Havasati vabeater this skit, yes vamwe vari kurova maheavy for real but this one is still my number 1. Malines akanyatsorohwa pachi professional and were well executed. Well done guys. Asiwo macondom aripi nhai DRC...
Are you shouting at me in public haaa vakomana ka 🤣🤣🤣🤣🤣 condom kwete candles pakaipa 😂😂😂😂 Belgravia yaramba kubuda😅😅 the guy is a natural actor.he makes it look real.use him often
asi blaZ havana mhosva avo 1 hadzipute 2 hadzinwe ma ciders 3 munhu waati ndiye anenge akatenga zvinhu mu fon make mne msg irikutaura yega zvakaitika manheru Chete hadzingodi kubvunzwa in public pakazara vanhu lol