Ally D bho and Kudzikama, vakarova paMagaba riddim bho manje, even pa Yala nation riddim. Mumwe uyo Culture ngaaite comedy, he is good at making nice comedy
Culture love udza vanhu shuwa kuti waigara kwamurambinda kwete zvekut kwamutare tune rakakuitisa mbiri was recorded in murambinda by Flex...be humble 😂😂