Obedience saves, especially when the holy spirit talks, give it chance and follow its instructions, you won't lose anything. Prayers to all. PEACE🕊✝️🙏🏻
@@DaviraChibi5012 handina kuti iproblem kuva svikiro asi ndirikuti hakuna svikiro murofita saka ndati isvikiro than kuva muporofita maonero angu ndega Abvunzwa murisvikiro or muporofita ini ndaona arisvikiro
He had watched the weather forecast 🤣😅🤣 ayas. People already knew kuti cyclone Idai was going to hit manicaland because yanga yatorova Mozambique already, it was traveling. Hanzi akaporofita the day before kkkkkkkk international news had already forecasted kuti Chimanimani was in the path ye cyclone. Hapana prophecy apa, I am afraid.
Taura hako shaa. Cyclone idai was predicted paweather forecast 5 months before and was closely monitored before it even it. Vanhu vakasopihwa mawarnings ne CPU and it was all over the internet. Saka chii chaakaprofita guys ngatisanyepere mbuya nehanda
#DEEP PSYCHIC TRAUMA. Reconciliation Of The AFRICANS SPIRITS. Must Heal Harms For Spiritual Blessings Of The Creation Of The Creator. Each 1 Teach 1. Know Thy Self
@@Karanganda St Luke's Apostolic Ejiwel Jekenishen Church founder is St Luke Mataruka Leader Archbishop St Phillip Pferedzai Mataruka Headquarters Maunganidze Birchenough. Uyo itsotsi haasi muJekenishen.
kkk chero ngirozi dza satan dzinotoziva zvakawanda abt this earth zvakaitika,zvirikuitika nezvichaitika chero nemademon anotomuzuvawo as long as pangoita zvesviro yooo!,svikiro zvinongoreva panosvikira mweya yakaipa,otherwz tikaita gundamusaira achatirezva satan nengirozi dzake tikaperera kwaari,nyika ino yaipa yakuda kuchenjera sezvinotaurwa kuna Matt 24:1-24 dai Mwari vatibatsira
Iri ndiro rinonzi dhimoni chaiyo. Mapostori ese in’anga I feel sorry for people who go to them thinking they are seeking Jesus. Wolves in sheep skin. I am ashamed of my nation and the whole continent. When you allow those vaporofita to pray for you they will be imparting demons on you. People should learn to seek Jesus for themselves and stop going to these witches for any help because you are just making your situation worse by trying to put out fire with petrol.