Guys I think we need to pray for God's protection for the unknown, cz the evilness in the world is just too much. How can your own blood be so cruel like tht.
Kupupurq kumhuri yeZimbabwe hauna uchadzoka hako usina kuhider waakuchema ko isu tiri hama dzako here enda kumusha kwenyu unopupura umm uri bhinya chairo enda kujeri
Mmmm imi sis regai kuisa Mwari panyaya dzenyu dzerima....makaita zvakashata stereki. Very bad. Hapana Mwari vavakunhurirai mukana apa.....diyabhorosi chaiye ndiye ayiva nemi all the way. Zvino saka what did you gain? Tete ehe vayiroya asi iwe ndiwe big muroyi
Mmmmmmm moyo wangu warwadza she didn't know kuti wakamuvenga aitokuda semwana wamai vake and you killed her deno Mwari ango kuranga dai ukashaya mbereko zimuroyi 😢😢😢
Chimbotarisa pagoogle age inoguma mkadzi kuzvara these days. U'll find kuti gogo vachiri mudiki enough kutokuitira mwana but havadi. She's taking you for a ride.
Hanzi zvangu zviri nane when at 45 hatitokwanisi kunyepa Munyepere wako uye kufunga kuuraya munhu I can't tete vako vaitoroya zviri nane panewe, only the truth shall set you free uri kangozi kemwana shame on you, uchati wotaura zvako kwete hide me yauri kuita iyi