Тёмный

Dakureurura Kupihwa 700Us PamwedziNa Boss Vangu Kuti Ndiite B0ndeNe Chipoko Che Mwa..na Wavo Akafa 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 36 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

24 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 95   
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 дней назад
Nxaa iwe musikana webasa wakapusa uchazvidemba zvose wakurwara mari hachisi chinhu wangu tiza zvekuti vane machira emudzimu zvinebasa rei vakaromba ma boss vako
@TalianaMujubi
@TalianaMujubi 6 дней назад
Wakaudzwa nasekuru vako kudhara unoda tikwane papi
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 5 дней назад
@@TalianaMujubi nhai kuda Mari kwacho ndatya
@chidzombapearl6641
@chidzombapearl6641 5 дней назад
#1 as now, watova half dead, wakatotengesa soul Yako, mazuva ako atova mashoma wakatapudza wega nekukara Mari, chipoko ichocho chichakutevera chero ukatiza... sekuru vako vakakuyambira asi wakaratidza kuti iwe unoziva kudarika vakuru...if you don't get delivered from the spirit of death put your house in order...ko akaromba anotaura here...ndiwe munhu wekutanga akapusa wandanzwa gore rino rese...hameno ukakwanisa kutiza😢
@roselynmirimi3771
@roselynmirimi3771 5 дней назад
Nxcaaa. ndaita hasha newe first confension ncxaaaa.Kupusa to that level here vakomana.Pekupedzesera uchafara unouraiwa chete
@magaretmapupa
@magaretmapupa 5 дней назад
Nhamo yakaipa veduwee, saka munoti sekuru venyu havadi kuti mupfume here nhai askana. Dzokera kumba, nhamo haiuraye uye basa unowana rimwe baby girl.
@vimbaimasiyambiri5821
@vimbaimasiyambiri5821 6 дней назад
First confession ibvapo ukushandiswa iwe
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 5 дней назад
Ndivo vakauraya mwana nokuromba.havadi kukuudza zvese.uchafa nokuda mari.you are next
@isabelleisabelle7182
@isabelleisabelle7182 6 дней назад
First confession Usanyepere kudzingaira mwana sikana Waka chivanhu mari ukasakoshesa hope dzako Hope chiporofita , you are being used nezvikwambo zvavo $700 they offer you haisi mari mapepa uchaona kuti mari iyoyo haina chainokushandira because imari yakasviba Soo you will be sick Unofira mafufu segonzo Run with your life Nhamo chaiyo haidye munhu Zvekushandiswa muurombwa nekuda kwenhamo kwete
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 5 дней назад
Vanhu vanoda Mari veduwee kusada kushanda ukaona wave kupiwa Mari isingaindirani nebasa rako better kusiya
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 2 дня назад
Well said
@SandraShamisoDerah
@SandraShamisoDerah 6 дней назад
Last confession munogona kuhwandisa hurumbwa hwenyu a to all people but truth is u can't hide Kuna Mwari also muri. Kurtamba nezita ra Mwari hanzi tsvagai Jehova achawanikwa akaipa ngaasiye naira drake gehena is real value whatever a man sows u shall reap
@AbimasiaZhou
@AbimasiaZhou 5 дней назад
Iwe mkoma wekuramba mukadzi wekumba...Haaa uchaona kuti vakadzi vemuno vakaipa sei ,but kana wazosangana ne bad situation haaa uchaona kuti wakairasa...Kuno makauya kuzotsvaka mari ,zvimwe izvo kutofarisa ,ndinevakawanda varikuchema,Vemuno vanokuda kana unemari kuti vakudye, but paichapera anotsvaka umwe anayo ,Iwe anokutsvakira matsotsi or kutongokuuraya straight why musinga dzidzi vana vekumusha kwedu nhai?????
@SandraShamisoDerah
@SandraShamisoDerah 6 дней назад
1st confession Tina neupenyu hwako PS ASAP ibva Pampa aoo can't u see kuti urine kurariswa necjikwamno but pray and fast coz u were involved with evi demonic wen u get udza vabereki ps
@SharonMhuru-Dzvurira
@SharonMhuru-Dzvurira День назад
To make it big in life iwe uchirarwa nechikwambo vamwe vanhu makapusa zvinobhowa
@edinakachigamba938
@edinakachigamba938 3 дня назад
First comment Dai wakauya kuzobvunza for advice here from the day rawakaudZa ma boss about kuti you need to think about it
@Tariegirl24
@Tariegirl24 6 дней назад
Unoshandiswa iwe haaaa zvakakuomera sure
@chalensayenda8840
@chalensayenda8840 6 дней назад
Iwe wakatopusa chaiko shuwa ungati hee chivanhu chivanhu chacho wogohoreswa mazimari akadaro kuti ndiwe svikiro racho here, wake up and run before it's too late
@chalensayenda8840
@chalensayenda8840 6 дней назад
Kumedza bhonzo kutemba kwarinozobuda nako, imi pamakaramba mudzimai wenyu muchida wemuno hanti maiziva zvamaiita, masasko hamusi kumaziva, muchasvinura zvenyu
@NaomiMadzimai
@NaomiMadzimai 5 дней назад
Haa mari inechitema ndatenda hangu,shuwa kuvata negoritoto nepamsaka pekuda mari
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 6 дней назад
1st confession unoda rubetserwo rwei wakaramba wani kuteerera zvawakaudzwa kuhope na sekuru vako, uri kurariswa ne zvikwambo zvavo hakuna chivanhu chakadaro
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 5 дней назад
First confession uri kuvatiswa nezvikwambo Mari yauri kupiwa haisi Mari imari mumaziso Ako
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 5 дней назад
Urikurara nechikwambo sis idya Mari hako zvichakuwana pamberi apo.Pepukai sis
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 дней назад
Sisi tizai nehupenyu makapihwa murume wechikwammbo .sekuru vako vanga vachida kukununura iwe tiza nehupenyu
@norahchingaira755
@norahchingaira755 5 дней назад
Sisi ve 700 avo sekuru vakakuudza tiza saka isu toti chii manje hauteereri nekukara mari money is the root of all evil last confession no mudhara chisi hachierei musi wacharimwa kurasirira hurombwa to an innocent person mwari vachakurangai henyu
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy День назад
Musikana wekurra n chipoko wakazungaura zibenzi remunhu 😂 uchazvidemba mangwana
@TaffySazunza
@TaffySazunza 5 дней назад
Mainini vekupinza chikomba hamuna matyira ndimi munoda kutumirwa nyuchi mujolo hamuna zera nawo ko kusatya zvirwere nhayi mainini i wish dai murume wenyu akubatai
@JudithSithole-mr2cn
@JudithSithole-mr2cn 3 дня назад
Wamukadzi wechikwambo iwee chero ukatiza uchfa nguva yako isati yakwana iwee and una sekuru vakakudza uka rambirapo 😢😢😢😢
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 5 дней назад
Hope chiporofita chikuru... Ukadzokera kumusha wotsvaga rimwe basa...unotorarwa nezvikwambo
@TaffySazunza
@TaffySazunza 5 дней назад
Nzira dzechivanhu hadzishandise zvipoko kusika bonde handi vese vanofemba bute vakachena hope dzawakapiwa dzakanaka asi mweya wekuda kufa ndiwo wakakugara
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 17 часов назад
Umm ini better zvangu nditambure,sisi mukushandisirwa mahara mari yavari kukupai ishoma.pane yavari kuwana vachikishamdisai
@manyamanya4178
@manyamanya4178 4 дня назад
Hausikuona kuti wakapinda muzveurombwa uchiitwa mudximai wezvinhu zvavo zveurombwa vakatochekeresa mwana wavo newe o futi uri kutovhekereswa o..sek vakatokuudza nhamo inouraya hr ...wakambokura cy ...tsvaga zrimwe basa its neva to late ..u live once ..in peace not zvauri kufunga kwemari yekuwanda ..be patience pays kukurumidza kumedza kutsenga uchada ..mari iyoyo ..haupihwi zvisina ropa mukati
@evachapeta1466
@evachapeta1466 5 дней назад
First confession.. Imi sisi imi musada kunyepera kudzungaira.. Imi muchiziva henyu kuti horombwa uyu.. Musada kunyenga vanhu mukanwa..
@miriammafuruse105
@miriammafuruse105 5 дней назад
Nhai asi usiri mkadzi wechikwambo ndingatore hangu ngamo,ndinonorina matonatis asi ndichirara hope kusvika kwaedza
@ShaniMasedi
@ShaniMasedi 4 дня назад
Iwewe muskana webasa hausikuzviona here kuti urikushandiswa nezvikwambo here siyabasa mariinotsvagwa imwe shaaaa
@Kindpana
@Kindpana 5 дней назад
Firstly conf vanhu ivavo vakaromba ukurara nechikwambo uchafa nokuda mari
@ShoworaiMawarire
@ShoworaiMawarire 3 дня назад
Last confession siyanai nevakadzi vemuno kani muchauya futi mangwana motinetsa mochema
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 дней назад
South African ladies hama dai wasiya unopera kudyiwa ka mari kese ugodzingwa sembwa wadii watemha dzauno svikira plz
@janetambamafz7728
@janetambamafz7728 День назад
😂😂 musikana iwe uri mutitinini webenzi chairo kuda mari hre uchazvidemba
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 дней назад
Veduweka zvinhu zvenyu morasisrira vamwe kudenga kure
@nomorejoto6414
@nomorejoto6414 6 дней назад
Ukuda kurariswa nechikwambo nekuda mari uku
@LindaMatanda
@LindaMatanda 6 дней назад
First 🎉
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em 2 дня назад
Murikuchekereswa sis
@rachelmrewa5951
@rachelmrewa5951 3 дня назад
1st.. mukushandiswa pahurombwa hwemaBoss enyu sisi ehe 700us inoita kunge yakawanda but munotozozvitorera imwe nhamo neminyama yekuti kana 700us iyoyo haikwane kuzosolver maproblems enyu
@SusanDube-w8n
@SusanDube-w8n 5 дней назад
First confession since wakasarudza mari they were fair to you vakakuudza ukabvuma uye ukatoraramo Saka wongoshinga wonovaka kumusha kwenyu
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 5 дней назад
Mari inechitema ndaona wachema pamberi apo..so urikuitey nemariyacho???
@GertrudeNcube-t8n
@GertrudeNcube-t8n 6 дней назад
tsvaga rimwe basa iva ipaipo as soon as possible
@RumbidzaiEgnessChiremba
@RumbidzaiEgnessChiremba 5 дней назад
Unofira mahara
@MiriamChiposse
@MiriamChiposse 6 дней назад
Zvivindi tozvihodha kupi apa wakatoyambirwa kuhope chero ukati ndakutiza already wakatopinda mazviri umm mari inechitema
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 5 дней назад
Mari here hama
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 2 дня назад
Zvakaoma kani😢kuzasi kwako
@MagieMussa
@MagieMussa 5 дней назад
Vanonyepa vakaromba avo zviri pachena wani
@rosemarysekura6274
@rosemarysekura6274 5 дней назад
Dzokera kumusha iwe urikurarwa nezvikwambo kutora zvirimauri uchaenda kumusha nekubva wafa mheno zvako kuda mari.
@tarirogumiremhete2788
@tarirogumiremhete2788 5 дней назад
😂😂😂😂😂😂zvakaoma
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 3 дня назад
Iwe first confession tseeeek mhani kuda mari u will regret vadzimu vako vaka kuudza ukaramba so what kind of help do you need now nxaaa
@SaneleMtombeni
@SaneleMtombeni 6 дней назад
Mamuka sei vedare nevedare
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi 5 дней назад
Musaisa mujolo p Chanel iyi cz tinonga tichinzwa nyay dzenyu ne vana
@AbimasiaZhou
@AbimasiaZhou 5 дней назад
Tina apo pabasa think kutaura kuno chibereko hahuchina iwe,uri kurariswa nechikwmbo iwe..why vanana musingatyi nhai
@spiwemars-ms9qs
@spiwemars-ms9qs 3 дня назад
Bhudhi murikunyeperwa musaroora idhiri varikuzivana nevabereki....hakuna kana I d yamunowana cousin yangu yakaitambwa same same....plus new law ye home affairs hachibudi zvekudaro chitupa kanganwai
@PatienceMuyambo-c3k
@PatienceMuyambo-c3k 21 час назад
Wakatononoka garapo sekuru vakakuudza usati warara nechikwambo ikozvino wakuda kuendep namata
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 5 дней назад
Vanhu kuda mari manyamya vanhu , vakaudzwa chokwadi nasekuru Saka ifa
@margaretmoffat4701
@margaretmoffat4701 3 дня назад
Zimbabwe yava kumberi pahuroyi veduwe chii ichocho
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 5 дней назад
Mabishu awanda munyika..tsuro haipone murutsva kaviri
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 5 дней назад
Zvakaoma hazvo kushanda hazvo ukushandiswa hazviperi mushe dai wakatobva musi wawakaudzwa nasekuru vako uchaona kuti Mari yaurikupihwa haitengi life yako chero kukurapisa mxaa unonzwisa hasha
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 5 дней назад
Unoda kuudzwa nevamwe kuti ibvapo iwe hausi kuona hre
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 5 дней назад
Saka wakasvidaka saka dambuko rako nderei
@RumbidzaiEgnessChiremba
@RumbidzaiEgnessChiremba 5 дней назад
Ibvaapo iwe
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 2 дня назад
Bonde nechidhoma😮
@DefyRuzvidzo
@DefyRuzvidzo 4 дня назад
Kutengesa hupenyu hwako ne700 us hauna big yaurikuzoita unenge watoparara wakatadza kuteerera sekuru vako isu tisu tingakugone here hauba ln chaunoita nenati iyoyo mukuzvifonera sisi
@miriammafuruse105
@miriammafuruse105 5 дней назад
Nyaya dzemapaper emuno dzaputsa dzimba dzakawanda,tapera kurambwa isu vekumusha
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct 4 дня назад
Kutiza poverty uchinotengesa mweya wako, apana zvauri kubvunza ukutozviona kuti uri mkadzi wechikwambo mwana iyeye akafira muromo they sacrificed him have chikwambo chinoda mukadzi, kana vapedza newe uchaenda hako uchijuja ropa nemari yacho haudi unoti sekuru vako anopenga here, so unoda vataure kuti vakaromba iwe uchingoona wega
@christineferewa5115
@christineferewa5115 4 дня назад
Ufa wakaudzwa nasekuru vako
@breem5414
@breem5414 4 дня назад
Zvikwambo ndozviri kukutsotsonya kuda mari kwako wakanyanya
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 дня назад
Ibva ipapao iwemskana riri basa unowana rimwe urikurarwa nezvikwambo hameno zvakonvanhu vairikushandira vakaromba unofunga Sekuru vako vakangouya kuhope fr nothing
@lingiwemhlanga2497
@lingiwemhlanga2497 5 дней назад
Yoh maid your love of money, rather go home unorara nenzara pane kuitiswa mhiko nevanhu vausingazive, sure ungafarire mari kusvika pakurara nezvikwambo nhai
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 3 дня назад
Kurara ne chikwambo for 700us uri benzi
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 5 дней назад
Sekuru vako ndongirozi yako uchademba remagwana dayi wangotora zvinu zvako watiza ini ndikarota vadzimu vangu ndotoziya itori message guru randisinga tambe nayo
@tafadzwainnocentkhamu2991
@tafadzwainnocentkhamu2991 5 дней назад
You are taking too long to provide us
@tafadzwainnocentkhamu2991
@tafadzwainnocentkhamu2991 5 дней назад
Mava kunonoka kutipakurira
@rayandria2722
@rayandria2722 5 дней назад
Zvinobatsirei kuwana zvose zvenyika asi mweya wako utambure? Maid repent my sister!
@evelynbakili7080
@evelynbakili7080 5 дней назад
Uri kurara nechikwambo
@JudithSithole-mr2cn
@JudithSithole-mr2cn 3 дня назад
Iwe unoda kubirwa mari yako ne munhu we uno ndino viva vanhu 2 vaka no roora Kuma xoseni uko mari I chi kushanda akano roora 15000 but akasiwa sebenzi avaka kutenga Mota apa anga asiya. Mukadzi
@PriscillaLees-je5hb
@PriscillaLees-je5hb 3 дня назад
Musi wauchamuka chibereko chakawa ndopauchaona kuti mari yauri kupiwa imari yecoffin
@tayengwatawonangwere
@tayengwatawonangwere 5 дней назад
Sister makutoshandiswa kuitira vanhu mari. Haaasi mwana chikwambo icho Sister. The end of the story is ugly dear Sister. Leave whilst you can
@Priviledge-y5m
@Priviledge-y5m 3 дня назад
Sisi vebsa kutokwana amuna zvenyu muchazvidemba zvenyu
@sithokozisiwesibanda3960
@sithokozisiwesibanda3960 5 дней назад
Duzvi remunhu nhamo yakambouraya ani enda unotsvaka rimwe. Bsa ubve paurikushandisiwa nezvikwamvo izvo
@urielchance8692
@urielchance8692 5 дней назад
Please post zvinhu zve fornication or zvechihure to your other page wangu,this is inappropriate for some of us
@ShaniMasedi
@ShaniMasedi 4 дня назад
Haaaaa iwe vasiyevaite basaravo shaaaa kanazvakunetsa usaterere than kuvamisa usadaro wangu
@spiwemars-ms9qs
@spiwemars-ms9qs 3 дня назад
Taura hako kklk
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz День назад
Kkk kasi hauna mkadzi kana uri mkadzi Kasi hauna murume here
@ShaniMasedi
@ShaniMasedi День назад
@@Ruthmbewe-sp9xz mukosho unemvere shiti saka zvinebasa renewed dhodhi
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz День назад
@@ShaniMasedi ummm nhai sister ko kutukana ndekwei pataurwa zvakashata here apa imi musangojaira kutuka vanhu vasina kukutadzirai
@joyleenjames
@joyleenjames 5 дней назад
Cc makatozviparira you are being used ndezvemushinga izvo kuromba chaiko kwakaitwa pamba apo tiza and seek spiritual help
Далее
Peer Pressure Part 3
23:05
Просмотров 67 тыс.
РОК-СТРИМ без ФАНЕРЫ🤘
3:05:16
Просмотров 1,3 млн