Тёмный

Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 198 тыс.
Просмотров 114 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

2 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 818   
@bvecksfamily
@bvecksfamily 6 месяцев назад
Vanoti chikoro hachina basa varipi.. Big up Chief
@eljayjay7884
@eljayjay7884 6 месяцев назад
Kukosha kwechkoro kunototanga kuoneka munhu paanotanga kuti hachina basa😂😂😂😂.
@dylanflavour7185
@dylanflavour7185 6 месяцев назад
Let’s vote Mambo Mutasa to be our President
@siphidube9811
@siphidube9811 Месяц назад
I'm in 🙋❤
@letwinmazimbe5928
@letwinmazimbe5928 29 дней назад
I'm in❤
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 22 дня назад
Kuti kudaro ķkkk arinani pane wamuinaye
@gracechowe1612
@gracechowe1612 21 день назад
Chokwadi
@aniphabandera6792
@aniphabandera6792 13 дней назад
Imika imi
@josiemadziwa
@josiemadziwa 6 месяцев назад
Unenge watiwo rega nditaurewo zvemashafuti uvhiringe vanhu wobva wasangana neanogadzira mashafuti😅😅😅😅
@mineatdjk
@mineatdjk 6 месяцев назад
Kkkkkk eeeh wena asangana nazvo
@mineatdjk
@mineatdjk 6 месяцев назад
Kkkkk eehe wena shame asangana nazvo
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndanyara kunge imbwa yakwira mutaxi
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 6 месяцев назад
😂😂
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 месяцев назад
Iko pakuzoti 20 Horsepower yediesel and 20 Horsepower petrol 😂😂😂😂
@Tanberylan
@Tanberylan 6 месяцев назад
Ndamirawo pamberi pedare raChief Mutasa 😂😂hello team karanganda
@NicholasChihwari
@NicholasChihwari 6 месяцев назад
Chief Mutasa is very educated and wise and wisdom this is what we need in our Country
@susanundi7119
@susanundi7119 6 месяцев назад
Technically jurgon chief Mutasa 😂, very wise and intelligent
@johannextivatyi6893
@johannextivatyi6893 5 месяцев назад
@@susanundi7119 maya removing one pulley does not reduce speed, (thas wrong), the mechanic is correct.
@femahwite
@femahwite Месяц назад
An Engineer who studies Law.What a compination.
@jabulanidube388
@jabulanidube388 6 месяцев назад
Best Chief ever. An intelligent, incorruptible and uncompromised chief
@theresamaturure8404
@theresamaturure8404 4 дня назад
Great work you are doing Chief Mutasa indeed. I suggest you get a computer for your secretary for your data collection. You are such a wise Chief!
@mamzo38
@mamzo38 6 месяцев назад
The best chief in our country 💯💥💥💥💥
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 6 месяцев назад
Very educated one. Ndaizviona kuti vakafunda
@mamzo38
@mamzo38 6 месяцев назад
​@@NotJuliaHerbert kutongwa nemunhu akadzidza kunonakidza, he uses his intelligence to rule
@sueeland5675
@sueeland5675 6 месяцев назад
​@@mamzo38so true not emotions
@Nunec
@Nunec 6 месяцев назад
Akateramira zvakanaka
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 6 месяцев назад
Haaa,vamwe hana dzavo tiri kudzinzwa kutinhira apo,pakaipa😢
@gipsondigitalstudio4577
@gipsondigitalstudio4577 6 месяцев назад
The best chief in our country who deserves presidential post 💯💯💯💯💥💥💥💥
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 6 месяцев назад
He should be the chairman of chiefs,he should also be an MP representing chiefs. Politics aiwa vazhinji vakapondwa pamusana penyika. Regai Mambo vatonge havo dunhu ravo murunyararo😂😂.
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 6 месяцев назад
Hmmmm mange magona wani 😂😂😂. Mazofarisirei?
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 6 месяцев назад
Yea hes good.. Dzine chkoro
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 6 месяцев назад
Well educated chief well-done vajaira machief asina kudzidza this is excellent
@rudzichief6207
@rudzichief6207 5 месяцев назад
Well-done soshari media takutodzIdzao zvakawanda
@gracechowe1612
@gracechowe1612 21 день назад
Mambo Mutasa the best ,dai nyika ichitonakidza kugara .
@TamaryManyika-x1o
@TamaryManyika-x1o 6 месяцев назад
Chief haaaaaaaa excellent work
@princessmamthe
@princessmamthe 6 месяцев назад
Chief Mutasa, muhle umsebenzi wakho Mkhulu 🙏🙏 sibonge
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 6 месяцев назад
True
@CMutadza83
@CMutadza83 6 месяцев назад
Imbokodo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 месяцев назад
Tava kukazivayi kamutiro kenyu imi mabhinya. Marambire acho nemuroyi same-same; hamubvumi zvacho. Yezvino rimwe bhinya riya rekwaMutoko rinonzi Bee richiri kungoramba asi mhuri yeChipinge ine mwana akanyangarika vakaiwana.
@chenaimuzanenhamo8292
@chenaimuzanenhamo8292 6 месяцев назад
Vanobvuma pamberi pen'anga chete 😅
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 6 месяцев назад
Chief Mutasa Solomon, s wisdom God will continue to give u more wisdom
@ruvahmukura8551
@ruvahmukura8551 6 месяцев назад
Baba Taps tatakusuwai😊. May God bless your work riwandudzwe.
@KettieMugwede-j8x
@KettieMugwede-j8x 6 месяцев назад
Mambo Mutasa akafunda kwaTsambe saint Augustine penhalonga Akaende kuscuru😂😂😂
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 6 месяцев назад
Mambo Mutasa went to school 👏👏👏👏
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 6 месяцев назад
Wakafunda hanzvadzi mwanawaMutasa, yohweeeee!! Zvaramba kuti unyepere munhu akafunda. Makafundepi hanzvadzi yangu? KwaTsambe ere (St. Augustine) ipi?
@it3788
@it3788 5 месяцев назад
He engineer by profession Hambai.mabhinya mapinda paerror now mujeri mese😮😮
@afromedmedicalservices1562
@afromedmedicalservices1562 28 дней назад
He is blessed beyond nyaya dzose wanogona kutonga wanoziwa zvese imagine wanoziwa zviri technicality yechigayo. Haa wakadzi shame. Wawawa nemill yako shamwari
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 6 месяцев назад
My best Chief eveeeer,pa log hez number 1........2 it's Chigodora and Karanganda ........3 Tinashe Mugabe shows .........then ku South Africa no 1 is Kinger Ginger shows fulstop
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 месяцев назад
There is no smoke without fire. Imhondi vanhu avo. Varikuenda ku n'anga kundotsipika. Thank you chief Mutasa.
@MTK-xd3cm
@MTK-xd3cm 5 месяцев назад
Mabhinya awo😂
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 Месяц назад
Mechanical Engineer, Chief Mutasa, teach this youngster, trying to complicate things 😂😂😂😂😂
@LettyShawty
@LettyShawty 6 месяцев назад
The shaft guy met his match😂😂😂😂
@s.c1982
@s.c1982 6 месяцев назад
JB imhondi chokwadi this is the second time achireurura kuuraya munhu.Mhondi kujeri thanks chief Mutasa
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 6 месяцев назад
Uyo Ari kunzi main witness pfungwa dzake dziri bhooo here bcz pakuuraiwa kwemunhu kungaite danga revanhu kudaro here ,,,,kuuraya munhu it's a secret ,,,,
@BeeJKazman
@BeeJKazman 10 дней назад
Haaa kuuraya munhu hakuite hobho revanhu 2/3 chte
@ChaerukaRhoda
@ChaerukaRhoda День назад
Kushaya Ane hope irinani
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 6 месяцев назад
Munhu wese anopikiswa mhiko unongomunzwa achit HAPANA CHANDINOZIVA.iye achinyepa zvozobatwa kumberi kut ndivo
@RoseJose-i7u
@RoseJose-i7u 24 дня назад
I wish madzichief ese atonge kunge chief Mutasa .sando dzavo chief manya❤❤❤❤❤
@ShingiraiKahwena
@ShingiraiKahwena 6 месяцев назад
Chief Mutasa l like your wisdom you deserve to be a president chief keep the good work mabhinya Aya takakura angoriko Aya they hv to pay for their sins
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 6 месяцев назад
Tirikurwadziwa ba taps nyaya dzenyu dzawashoma hatichina chinotiwaraidza mufunge RU-vid yskutobhowa kana dare renyu risipo
@RebeccaWashaya
@RebeccaWashaya 6 месяцев назад
Taura hako sahwira
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 6 месяцев назад
Chokwadi ichocho apa ndanga ndave addicted to karanganda.
@blessblessing9181
@blessblessing9181 6 месяцев назад
True ba taps ndizvo
@chiherarose1180
@chiherarose1180 6 месяцев назад
Chokwadi
@Rebhara
@Rebhara 6 месяцев назад
Vakatorerwa nyama pamuromo naChigodora😂😂😂😂
@lloydchigodora4534
@lloydchigodora4534 Месяц назад
Hokoyo Na Engineer!!!!!, Iron sharpens iron, so as men we sharpen one another, thank you chief for sharpening our culture, customs and values
@constancemasawi2924
@constancemasawi2924 4 дня назад
We want justice for that minor child!!! I am so heartbroken 💔 💔💔
@barbraguichiri6848
@barbraguichiri6848 6 месяцев назад
Our best chief Mutasa ndabva ndafunga dande😂😂😂😂
@mercymakaza6095
@mercymakaza6095 6 месяцев назад
Best chief in Zim, very educated and wise❤❤❤❤❤
@eljayjay7884
@eljayjay7884 6 месяцев назад
Haurevi nhema😊
@mirriammutsikamahwe3616
@mirriammutsikamahwe3616 6 месяцев назад
Form 6 yepaTsambe
@Maisibongile
@Maisibongile 6 месяцев назад
Chief Mutasa is well educated
@tripodxxx1
@tripodxxx1 6 месяцев назад
He is wrong, actually...havasi kuziva zvavari kutaura...an electric motor of X kW is comparable to a gas or diesel engine with HP 1.3-3 times higher.
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut 6 месяцев назад
​@@tripodxxx1Ndosaka Usina ma title deeds
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 месяцев назад
@@tripodxxx1kana mambo is right
@memoriegomana5850
@memoriegomana5850 6 месяцев назад
Vakange vari teacher chief mutasa
@johannextivatyi6893
@johannextivatyi6893 5 месяцев назад
The mechanic is correct 100%. removing one belt does not reduce speed. A bigger pulley will do the trick
@Chamu73
@Chamu73 6 месяцев назад
Let's look at the balance of probabilities here.vanhu vari accused avo rava dungwe vave kutosvika kuma 15 if not more including mamain culprits. Murder yemunhu is a very serious matter zvekuti mamurderers don't want to involve a lot of people. From mamwea cases , it's usually 3 or less people who are involved. Manje iyi ye 15 or so people uhhmm, it makes to think kuti the majority avana mhosva.only a few committed the crime but now they are seeking kutimudza nyaya yavo by means of dragging along a lot of people.
@elizabethushe4403
@elizabethushe4403 2 месяца назад
Chief Mutasa is an educated and wise man. A very good listener to issues. Ava ndiChangamire zvokwadi. Engineer wooo.
@Gigi-bz3do
@Gigi-bz3do 5 месяцев назад
BaTaps couple's connection tirikuida senyika kwete kuitira bocha chete. Its a good programme.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 5 месяцев назад
Asi chii chinomboitika vanhu vanotadza kut ndamira pamberi pedare raMambo Mutasa,ifear hr 😅
@silentmutsikamahwe6906
@silentmutsikamahwe6906 4 месяца назад
Kkkkkkkkkkk pamberi pevanhu vakuru panoera kkkkkkkk
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 6 месяцев назад
Welldone mambo.very educated. Vakauraya vanhu awo.Ngavaende ku jail.
@HazvineiChachoka
@HazvineiChachoka Месяц назад
Mambo Mutasa.. Zimbabwea's national treasure. Hatigone nemi Shumba.
@SpecifictoPowerPoint
@SpecifictoPowerPoint 6 месяцев назад
Hokoyo knowledge is power.
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 6 месяцев назад
Best chief ever sando dzenyu mambo👏👏
@MummyKuchenga
@MummyKuchenga 24 дня назад
Mambo Mutasa uchenjeri hwenyu hwakabva kunaMwari ndatenda hangu
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 6 месяцев назад
This case reminds me of myself. Ndakapotsa ndachejereswa nezvezvigayo izvi. Please please people, yo run a business you do some research and courses. Don't be in a rush to get rich. Apple phones started in a garage
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 6 месяцев назад
Ahh shame , thank God you survived the ordeal, seems some of us are failing to evolve and understand how to grow businesses without sacrificial human rituals 😭
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 месяцев назад
DC,Mutasa Soulbourne,via honde valley katsika kenyu ikako ,Sagambe ,ne zindi township haaaaaaa zvakaoma
@macbethgorejena872
@macbethgorejena872 6 месяцев назад
Growing up in Katiyo taitoziva kuti mabhinya aitumwa nemudhara aive nemaAtico aituma mabhinya kubata vanhu
@Goelrusape
@Goelrusape 6 месяцев назад
Sagambe ndiko kwangu nzvimbo idzi nyaya yemabhinya ,ndeipi solution inga itwa kuti dambudziko iri remabhinya ripere
@lloydmatasva6544
@lloydmatasva6544 6 месяцев назад
Vasiya hauna inewo mabhinya echikadzi hombooo.
@medelinematepo2586
@medelinematepo2586 25 дней назад
@@Goelrusapeihhhh kwedu akabvironyanya faninge kubva neku tea uko
@LiamSuncutter-fh9rx
@LiamSuncutter-fh9rx 6 месяцев назад
Baba taps kubva zvamabva kwa chigodora dare harichanakidza pakaporongwa apo
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 6 месяцев назад
Ko vakabvireiko baba Taps?
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 6 месяцев назад
Haa Hameno chakaitika zvainakidza shuwa😅
@evemudungwe168
@evemudungwe168 6 месяцев назад
Ee ichokwadi ichocho cameraman haanyatsogona kubata camera
@mashpotato9080
@mashpotato9080 6 месяцев назад
Pane wakafurira headman Chigodora kuti zvine Mari izvi kwakuvavhurira RU-vid and Facebook account,asi ndinoona sekuti vari kubirwa vachizopiwa change
@sueeland5675
@sueeland5675 6 месяцев назад
​@@mashpotato9080😂😂😂 their channel boring take forever to upload .
@paulinebracha8675
@paulinebracha8675 6 месяцев назад
Thumbs up our Chief..... The only chief anotaura zvakadzikama
@RutendoMuranganwa-l1d
@RutendoMuranganwa-l1d 6 месяцев назад
Aaah idzi ndomhondi dzekwamutasa mnje tinotovaziva JB haasi kutaura nenhema becoz mumba make mune mwana akatofa achibudirwa nengozi yacho
@RutendoMuranganwa-l1d
@RutendoMuranganwa-l1d 6 месяцев назад
Vanhu ava vari kuramba zvawo but zvese zvichabuda pachena
@ApolosChikozho
@ApolosChikozho Месяц назад
This guy is trying to protect against the owner of this grinding meal machine 😂😂😂
@CynclaireRutendomakope
@CynclaireRutendomakope 26 дней назад
Chief mutasa kutonga vanogona zvavo asi panyaya iyi pane vamwe vakunyeperwa zvavo uyo akuzora vamwe madhaka vamwe 3 vati kwamunoda ngatiendei havana mhosva vaya hamheno muono wangu kuita almost 10 vanhu kuuraya mwana vese voita eye witnes panyaya yekwa Tapiwa makore vaiva vashomasa kudai apa pane akunyeperwa
@rutendomatanha8572
@rutendomatanha8572 6 месяцев назад
Nyaya yedhodhi mainzwawo sei
@abigailkanjanda8371
@abigailkanjanda8371 6 месяцев назад
Officer Ngwenya is the best mufunge , all officers at Ruda value and respect nyaya dzemumamisha. Anhu woye batsirai vanhu ava.
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 6 месяцев назад
Hoyooo 😂😂😂😂chief mutasa mamupedzera mechanic we fake Chief ndi Engineer in the making 😂😂😂😂❤❤❤❤
@EmidaMutenure
@EmidaMutenure 6 месяцев назад
Taura hako. Plus kune vamwe vanhu vanodzikisira pasi madzimambo edu soo. Manje hewo ka mambo vanoruziwo
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 Месяц назад
Our major problem yatova ZRP. Bcoz chero ini ndisina kudzidza chipurisa nyaya iyi ndaiibata. Mapurisa matinyadzisa
@gracemupita1801
@gracemupita1801 6 месяцев назад
Engineer aida kutonyatso dyirawo customer ndoosaka aiwanza kabasa kuti kati kurei so that anopiwa kamare karinane
@tyn874
@tyn874 2 месяца назад
Ndozvaachasungirwa 😂😂
@benitazengeya-qc5hv
@benitazengeya-qc5hv 6 месяцев назад
My favourate chief 👏👏👏👏
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 6 месяцев назад
Karanganda kwaChigodora hakuna kumira mushe kubva zvamabva. Quality ye production has gone down. Munondifungisa kambo keKassongo Baba harushayi nababa Rutsoka. You were great working together. I hope you will resume covering Chigodora's court at some point.
@kudzaimakora5068
@kudzaimakora5068 6 месяцев назад
Chokwadi hako dear kwave kubhowaa zvekuti
@AugustineGambiza-xh4gs
@AugustineGambiza-xh4gs День назад
Educated chief havanyeperwi 😂😂
@noelchigome9030
@noelchigome9030 22 дня назад
Indeed th best ever!
@SaunyamaTadiwa
@SaunyamaTadiwa 6 месяцев назад
My king proud of you
@RumbidzaiMazengero
@RumbidzaiMazengero 4 месяца назад
Pashayawo donor here rekuti adonate tent vanhu warikutsva nezuva kani apo
@GodknowsMurare
@GodknowsMurare 2 месяца назад
Very educated chief ,dai hurumende yangoti chief wese anofanira kunga akadzidza zvinobatsira pamwe pacho
@constancemasawi2924
@constancemasawi2924 4 дня назад
If you have been accused of killing a child by someone, you know. Why didn't you ask him instead of keeping quiet??
@IrvineMunjanja
@IrvineMunjanja 6 месяцев назад
If u want wisdom listen to chief mutasa and nyamaropa team inorova graft iyoyo ❤❤❤❤
@natifmobile2923
@natifmobile2923 5 месяцев назад
Haasvike pana mutasa wangu,i follow them all but mutasa is ahead
@OphiusTafadzwaChiedzoChishawa
@OphiusTafadzwaChiedzoChishawa 22 дня назад
ROOT CAUSE ANALYSIS❤
@prospermcmillan9186
@prospermcmillan9186 22 дня назад
Chief makanika kkk❤
@tariromagwaza
@tariromagwaza 6 месяцев назад
😢😢😢 Ko vanhu havabvume nyaya yavo here veduwe varipe zvipere Vanhu vakaurayirwa mwana voramba vachingonzwa nyaya iyi vanonyarara kuchemawo rini Vanhu ngavasaome moyo kudaro An educated Chief, havavharwe nemavhoko
@ganyaz
@ganyaz 6 месяцев назад
mambo mutasa I'm proud of you 👏👏
@zackesshinyira
@zackesshinyira 6 месяцев назад
Educated chief with Devine wisdom
@preciouskashiri6240
@preciouskashiri6240 6 месяцев назад
Kubhinya munhu muri 10 here mmmmm, something is wrong somewhere, pane ari kunyepa chete
@ostenfungaimabhure9420
@ostenfungaimabhure9420 6 месяцев назад
Kana neniwo handisiri kuzvinzwasisawo futi
@nijolemuchenje7004
@nijolemuchenje7004 5 месяцев назад
If you heard about tapuwa makore or wakambotevedza nyaya ya tapiwa makore you wil understand , mumwe ne umwe ane role yaka player yaksvika pakuurayiwa kwemwana saka mufi anenge achitot wakauraya.pana tapjwa makore mai leslie vane mwana akatumwa kunotora mwana kusvika pakuurayiwa dai vakataura paitsvaga mwana akawanikwa arimupenyu so kuna tapiwa mukore vatori part yevanhu vakauraya ngozi inotoenda kumusha kwavo fut
@EmmahSimiyawo
@EmmahSimiyawo 3 месяца назад
Vafamba vakavanda imi mabhinya ivaya vari mapositori ekwamarange vachifamba nemota yamasamvu
@agnesderembwe8823
@agnesderembwe8823 2 месяца назад
😊​@@nijolemuchenje7004
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 6 месяцев назад
Kwai dhodhi ririkupwititika asi hamuna kupazwawo kani
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂 kwaaa kuseka nhamo serugare
@mandlenkosindhlovu8124
@mandlenkosindhlovu8124 6 месяцев назад
good one police yedu zvese ne army vanongoziva kurova vanhu vasingadzosere chete ndokubasa Investigation dzavo kurova vanhu. Whitness yauya yega makurova futy ZRP so
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 6 месяцев назад
I now understand background ya chief mutasa. As mutungamiriri we dare , he is eloquent. Mechanic haafi akaita chindoziva futi
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 6 месяцев назад
This chief is sound and full of wisdom. So much to learn. Ndatodzidzawo ❤ Thanks ba Taps. No matter at what age, let’s go to school guys-there’s something that education does to our minds. There’s a big difference between a form 4 and a graduate
@caroldoka-i7z
@caroldoka-i7z 6 месяцев назад
Em very proud to be a WASU ..thank you baba taps nekusimudzira Manicaland from Mambo Mutasa and Headman Chigodora 😊😊😊
@Samanyanga3022
@Samanyanga3022 5 месяцев назад
Bloody Shafts and bearings dzevanhu kursmba mhaka vachitenga mapurisa. Ngavasungwe vaendeswe kuCID mutoshanga vanorohwa neshaft yakabhenda
@paulmukwedya
@paulmukwedya 6 месяцев назад
Come on wasu you are an exceptional Chief keep it up.
@it3788
@it3788 5 месяцев назад
Hozvoko wavekupusa ukuita nharo nafundi wesimbi kupenga hakuridzirwe bhera😢😢😮
@AhmedJinadu-i3b
@AhmedJinadu-i3b 9 дней назад
Dai vatoitwa president ❤
@sqrd3536
@sqrd3536 6 месяцев назад
I salute this dutiful young man. He's very professional. Vanhu vapedza vana. Chief Mutasa doing what a wise chief does❤. John wacho akazofa? Mapurisa acho akatengwa. JB is under pressure from the murderers to name innocent persons for this crime. Whilst the real murderers walk
@SikhangeleNkomo
@SikhangeleNkomo 6 месяцев назад
This chief is excellent
@Beloved5
@Beloved5 6 месяцев назад
You deserve to be the Head of chiefs at National level . Munoziva zvamuri kuita Shumba, you have the energy , the zeal and the knowledge of execution of chieftency
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 6 месяцев назад
Kana muchiuya kwaChief Mutasa muchida kuonererwa nechikoro, tangai maita make sure😂😂😂😂😂
@masie-ge8kl
@masie-ge8kl 6 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
Chimanyika chonakidza. Hanzi ndirikuona dhodhi fresh rinenge ririkutopwititika.
@zondaimwapawona8491
@zondaimwapawona8491 11 дней назад
The mill mechanic is running out of words as to why he dug a hole ,in terms of cranks shaft faults and remedies the guy seems to be talking from ordinary gossips,
@TawandaAllenNyabeze
@TawandaAllenNyabeze 4 месяца назад
Haaaa Chied Mutasa is An intellectual 👏 👌
@Frank-fe3zx
@Frank-fe3zx 6 дней назад
Chief Mutasa ... should be given a prestigious post in this land....he is a rare breed
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 6 месяцев назад
Thanks Chief GOMBA RAKACHERERWEI
@thomasmundowa5319
@thomasmundowa5319 6 месяцев назад
Plus dhodhi
@TsitsiChigoche
@TsitsiChigoche 6 месяцев назад
Iyi nyaya yakambotongwa vakaendeswa kupolice handiti
@constancemazhindu9467
@constancemazhindu9467 6 месяцев назад
Yes yadzoka zvakare now confused
@FortuneMoyo-dw4zo
@FortuneMoyo-dw4zo 6 месяцев назад
He deserves a better Post in the government.
@constancechiwawa3355
@constancechiwawa3355 6 месяцев назад
JB akauraya mwana asi akungodoma vanhu vesevese.Anenge akurwara pfungwa.Imi munoti vanhu vangauraya munyu vakawanda kudaro here vamwe vacho arikuvanyepera.Hongu kuuraya akauraya JB asi akunyepera vamwe
@constancechiwawa3355
@constancechiwawa3355 6 месяцев назад
Endai kwasekuru Tasvu
@Innocent-i7q
@Innocent-i7q 7 дней назад
Hongu chikoro chiripo but dzimwe mhosva hadzidi chirungu dzinoda chivanhu. Manje mambo uyu haako kuchivanhu zvoreva kuti dzimwe mhosva dzichadzoka zvekare kumatare nekuti dzinenge dzisina kutongwa pachivanhu.
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 6 месяцев назад
Kkkkkkk Blaz mechanic mabatwa,,,matamba nevakadzidza kkkkkk kudarika Imi zvemakanika (chitiudzai gomba makachererei)??
@AhmedJinadu-i3b
@AhmedJinadu-i3b 9 дней назад
Vanovanikwepi koo
@VioletMusvipa
@VioletMusvipa 6 месяцев назад
Next plize 😂 mambo number 1
@emmanuelusupu8913
@emmanuelusupu8913 6 месяцев назад
Chief Mutasa always the best chief I have never seen before ,,more lives chief mugadzirise nyika
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 6 месяцев назад
Our best chief 🤴
@constancemasawi2924
@constancemasawi2924 4 дня назад
😢😢😢 Sad story. A minor child murdered????
@OliverNyakudya-gn6yx
@OliverNyakudya-gn6yx 6 месяцев назад
Tokumbirawo number dza mambo mutasa dze WhatsApp Kana dze admin yawo ndatenda
@mupandazofficial1580
@mupandazofficial1580 6 месяцев назад
Kuuya uchitemba kunotaura mashaft wosvika kuna chamakuvangu chaEngineer😅😅😅😅
@DonaldBayai_Samanyika
@DonaldBayai_Samanyika 21 день назад
Vanotsvagei kwa chief instead of going to jail
Далее
Обменялись песнями с POLI
00:18
Просмотров 432 тыс.
Chief Mutasa . Oi  Fish tidye Bota ****Mufakose
50:04
Просмотров 85 тыс.
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
Просмотров 18 тыс.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
Просмотров 13 тыс.
Mambo Mutasa The Wise Chief
47:43
Просмотров 82 тыс.
Chief Mutasa . Maiguru na Mainini .Karanganda TV
40:07
Обменялись песнями с POLI
00:18
Просмотров 432 тыс.