Тёмный
No video :(

Dare Ramutape Akaitira Weti Mudhishi rangu re Bvura 

TICHKACH MTV
Подписаться 54 тыс.
Просмотров 19 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

28 окт 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 176   
@user-et5zk4tj3p
@user-et5zk4tj3p 5 месяцев назад
I really enjoy videos from these pipo😂😂 we want mooo
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 9 месяцев назад
Nhasi ndazo ziva chokwadi kanauchidavo chokwadi kuti harisi dare i drama tarisa video remusiva Jul 19 2023 RONDA REMOYO MAI VARAMBA MURORA
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 9 месяцев назад
Saka nyaya yamai vapumwa uroyi yangosiiwa vanhu vachisimbirira zvisina basa. Kamusikana karikunzi tete ako needs to be disciplined kanemukanwa munonhuhwa. Katare aka idrama chairo
@urayayi
@urayayi 9 месяцев назад
Its difficult to believe this is real. Zvarinenge drama?
@CleopatraMudyandigere
@CleopatraMudyandigere 9 месяцев назад
Tsvaka rimwe dare kwete mahumbwe anoitwa apa
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 9 месяцев назад
Iri ndo dare manje ratinoda iri
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y 9 месяцев назад
Dzimwe nyaya sooo .aah 😂😂😂
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 9 месяцев назад
Chatibgege ndodare one muZimbabwe rinonakidza
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 9 месяцев назад
Tatenda haachararami nenyaya iyi sezvamunoona apa nekuti Rumbie na Tatenda vanodanana chokwadi asi tete ndizvo vasingade kuti Tatenda adanane na Rumbie bcz panenge pane nhau yeuroi mukati.
@andrewsimaila1556
@andrewsimaila1556 9 месяцев назад
Chatibwege haana chironzo, ngaamboendawo kunotongwa Nyaya like chief mako I, Chigodora ambonzwawoo kuti ndaaa inotongwa sei, drama Rega regaaa
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 9 месяцев назад
Drama
@MarthaZongondi
@MarthaZongondi 17 часов назад
😅😅😅😅 vama Vherivheri avagoni kutonga vanotonga nyaya dzema dzumba
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 9 месяцев назад
Dare iri rinongondinakidza hangu nedrama ravo🤣🤣🤣🤣
@majonigerald5180
@majonigerald5180 9 месяцев назад
We Need more videos... Redare irii
@joycejeranyama3884
@joycejeranyama3884 9 месяцев назад
Rumbi must be there ndokuti nyaya ipere
@lukemarwa5959
@lukemarwa5959 9 месяцев назад
😂😂😂😂Uyo mudhara ane chimbudz muhomwe yehembe màmuziva hr.ndiye wekumboda kubhadharisa mukwasha price ye2kg iye atora 1cup😅😅😅
@user-ji9vu2zx3v
@user-ji9vu2zx3v 9 месяцев назад
Ngavaende kumalesson kwa headman chigodora
@adamkudakwashekamoto5927
@adamkudakwashekamoto5927 6 месяцев назад
Chidare chakawora icho regayi tiende kwachigodora hedu isu. Tatenda haana mhosva
@blessingchangadzo4055
@blessingchangadzo4055 9 месяцев назад
Idrama hakuna dare rakadayi mechidakuona mageniune dare endayi kwaheadman chigodora
@user-yz5hx2fq2p
@user-yz5hx2fq2p 9 месяцев назад
"enda kunemukomana wako unoti hanz ndkumbirao matoto ehuku " 😅😅😅
@Chisha88
@Chisha88 9 месяцев назад
Mambo mataura shuwa mambo
@dzidzisomuchike8584
@dzidzisomuchike8584 9 месяцев назад
Mutape chatibwege mupotewo muchiona matare evamwe muone zvinoitwa nevamwe vachitonga
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 9 месяцев назад
Atete ana murume ayo makachenama dai makarorwa maidzikama
@evemudungwe168
@evemudungwe168 9 месяцев назад
Mhuri iyo yekuitira wet mu dish inoda ka headman Chigodora kana kwa cheif Mutasa uyu sabhuku chatibwege arikuvapuruzira chaiko ende vanodheerera
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 9 месяцев назад
Ritori dare here iri kana kuti ndivana sabhuku vharazipi
@BenardMabwe
@BenardMabwe 9 месяцев назад
well done boy amai avo is a threat to yu,why she dd this to you umm wabereki ngatisaderoi hazvina kunaka
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 9 месяцев назад
IMHO Tatenda akaita weti mumadhishi Amai ava. This young lady is cooking up a story and worse of all kupumha mai ava. I don’t think Rumbi is dating this guy at all. Tatenda ngaaripe muripo unobatika direct to this wronged woman.
@MosesMatotote
@MosesMatotote 9 месяцев назад
Ummm chimupfimba zvipere vhara zipi,matsanga,gringo,kapfupi namarabaar makundwa chatibhwege
@kennedymanduwi9384
@kennedymanduwi9384 9 месяцев назад
apa mai rumbie ndakakura navo vachanzi mai panashe wonders shall never end
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 9 месяцев назад
Chatibwege munozviona sure
@user-do3bw5mf8v
@user-do3bw5mf8v 9 месяцев назад
Varume vakuru ne vakadzi vakuru hakusi kushaya Basa here kana kuwana kwekupfimbama coz aya ndo matakanana kutungana kwe mbudzi
@brightonchamonyonga6756
@brightonchamonyonga6756 9 месяцев назад
Avo gogo varishure ndivo vekumbonzi vanenyoka kkkk madrama ayo
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 9 месяцев назад
Aya mahumbwe
@user-uf1vf2lk5j
@user-uf1vf2lk5j 9 месяцев назад
Uyoo anodzvanyirira
@Blessingmukuyuzvikombore-vi8uf
@Blessingmukuyuzvikombore-vi8uf 4 месяца назад
hakuna mambo akadayi anotongerwa nyaya newanhu
@StevenKondo
@StevenKondo 4 месяца назад
Mahumbwe chaiwo aya
@netsietumu7767
@netsietumu7767 9 месяцев назад
Haaa chidare ichi ndeche nhema
@shamisomunokorituninginn8271
@shamisomunokorituninginn8271 9 месяцев назад
Asi maona mushe henyu mutape ,pwere 2 idzo hadzina kana hunhu shem .acharoora muskana uyo hokoyo nenhamo kkkk uyu unowana Mai vako vaudzwa mashoko magara moyo .
@brightonmutototi7499
@brightonmutototi7499 9 месяцев назад
chatii bwegee mutape the comedian
@brytonmasaire5542
@brytonmasaire5542 9 месяцев назад
Tatenda natete imharapatsetse,ndururani chaidzo
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 9 месяцев назад
Iwe vakanaka ere Tatenda mafudza mombe🤣🤣 dai aishanda basa kwaro remombe ndochokutuma kubva zera uri pamba pevabereki 🤣🤣zijoki ratete
@user-uf1vf2lk5j
@user-uf1vf2lk5j 9 месяцев назад
Vanhu Havazive chavanotonga avo mese ne tseki
@abrahamrimakamwe8780
@abrahamrimakamwe8780 9 месяцев назад
Dare iri rovharwa zvaro zvingatibetsere
@FlorenceLikwakwa-ub7io
@FlorenceLikwakwa-ub7io 9 месяцев назад
Ma jokes aya aaah chii ichocho
@user-ss8zg7ze7q
@user-ss8zg7ze7q 7 месяцев назад
Kkkkkk ndiyani unoziya mai Panashe padeure apo kkkkkk ndiZviedzo kkkkkk awa anhu anondidakadza kkkk
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 9 месяцев назад
If this is real Chatibwege ngaamboenda kwaBushu anodzidziswa kutonga matare echianhu
@edwardtsvamuno2877
@edwardtsvamuno2877 8 месяцев назад
Weti
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 9 месяцев назад
Mhara patsetse nhundire mutsime tatenda😂😂😂
@sheillakamchexgova5971
@sheillakamchexgova5971 9 месяцев назад
Chasura dzidzai kutonga nyaya sezvairi dzidzai kubva kuna headman chigodora
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 9 месяцев назад
😂😂😂😂idrama iri
@raymondzondimakanga8775
@raymondzondimakanga8775 9 месяцев назад
Smart yevanhu ava iri kumberi ndavafarira hangu.Rumbi huya uite muroora
@janetyuda2154
@janetyuda2154 9 месяцев назад
Aya mahumbwe kupedzera vanhu nguva.twuvanhu trachoma nditwo tumechete. Havana nyaya zvinhu ava
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 9 месяцев назад
Mambo anongoramba achitaura ega , haape vanhu mukana.
@NaumeZefanias
@NaumeZefanias 9 месяцев назад
Mambo imi tongai nyaya vanhu vangade mwana vemuroyi here ripisai Tete avo
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 9 месяцев назад
Is this genuine dare or it's just drama
@user-he3bm4bh6j
@user-he3bm4bh6j 9 месяцев назад
Ava vanhu vanoita drama ava .Matare toaziva chose .Mai Rumbi ataura statement yake nyakupara mhosva haana kubvunzwa kuti iyi unouziva ere vatova kuna tete
@nnyarry
@nnyarry 9 месяцев назад
My thot so too
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 9 месяцев назад
😂😂😂😂my question also
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 9 месяцев назад
Agh Saka zvekunzi vanzi muroyi hamuna kuzvinzwa
@OtiliaMberikunashe
@OtiliaMberikunashe 9 месяцев назад
Ma drama hama harisi dare remachokwadi😂😂😂
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 9 месяцев назад
😂😂🎉tsviki tsviki tsviki next tatenda indururani
@olindamachiya7812
@olindamachiya7812 9 месяцев назад
Kkkl ehe
@wishwashemandizvidza8589
@wishwashemandizvidza8589 8 месяцев назад
Koline rose rinoenda kudare evdy
@innocentnsingo6447
@innocentnsingo6447 9 месяцев назад
Mutape Chatibwege vavhara nyaya
@phillipchindendere5715
@phillipchindendere5715 9 месяцев назад
🎉itsotsi mukomana uyu
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 9 месяцев назад
Imi mutape makambo itira mbuya waya weti muri mumuti makatogwa nani 😅😅😅
@michaelchindori5019
@michaelchindori5019 8 месяцев назад
Munobvunzavo headman chigodora kuti munodzitonga sei.
@user-ex3lw7su9t
@user-ex3lw7su9t 9 месяцев назад
Tete vane pamuromo zvose zvavataura vanonyepa
@philmonzvorufura8461
@philmonzvorufura8461 8 месяцев назад
kutsvaga maviews but vanochepesa matare chaiwo aHeadman Chigodora zvoita sokuti zvose I tabloid.
@pfungwamakunika8272
@pfungwamakunika8272 9 месяцев назад
ummmmm kuno bharwa vakadzi nyanhoooo asi indau ye ma coloured
@user-tp7cg8cc3h
@user-tp7cg8cc3h 9 месяцев назад
Imwimwi 😂😂😂
@brightonchamonyonga6756
@brightonchamonyonga6756 9 месяцев назад
Idrama ndakambozvifungawo,coz same people everytime with different issues
@TinasheMandande-wx2mx
@TinasheMandande-wx2mx 9 месяцев назад
Tipewo more videos dare iri ronaka
@user-su3yz6sd4l
@user-su3yz6sd4l 9 месяцев назад
Dram renyu rinonakidza shuwa
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 6 месяцев назад
mupurisa wamambo dressing boe here 🤣🤣🤣
@akmanyati2652
@akmanyati2652 9 месяцев назад
Chidhare ichi ndechemudhoto
@user-ru6tl7iv4v
@user-ru6tl7iv4v 9 месяцев назад
This dare , ne delegation yacho , matoto ega ega . Take lessons from Mutasa and Chigodora
@maudysvipo3358
@maudysvipo3358 9 месяцев назад
Harisi dare rechokwadi vanoita zvemaskits ava
@veronicamakwanya1082
@veronicamakwanya1082 9 месяцев назад
Vatete mune pamuromo imi
@shamisomunokorituninginn8271
@shamisomunokorituninginn8271 9 месяцев назад
Dare iri hmmm rinenge drama
@VulaneMugadui
@VulaneMugadui 9 месяцев назад
Aassi mambo yo
@tendaikwadelanji3504
@tendaikwadelanji3504 9 месяцев назад
Ndaaa iyi ibatei zvakanaka vanhu ava vanenyaya dzavo dzakahwanda,uyo tete face and colour boe bt haana chironzo akapusa
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 9 месяцев назад
Mambo tipis so tete avo nehanzvadzi yavo. Mhosva yakaparwa. No doubt about that. Avo tete at the beginning said she has never seen this woman yet as the story goes she knows this woman achiuya pamba Pavo. She is a dreadful lier.
@sheillakamchexgova5971
@sheillakamchexgova5971 9 месяцев назад
Hapna zvedare apa mnhu wese anongotaura chero panzwa kuda kutaura
@user-qx3zs8nq5i
@user-qx3zs8nq5i 9 месяцев назад
Confusion 😂😂😂
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 9 месяцев назад
Iri idrama chairo.
@tustythulanitshuma4370
@tustythulanitshuma4370 9 месяцев назад
Tsiki
@user-mx7ei7gu4f
@user-mx7ei7gu4f 9 месяцев назад
Amai ava vaifanira kuripwa kwete kuti anorima nzira.
@terrynchibudu8782
@terrynchibudu8782 9 месяцев назад
Mutare chitibwegeee
@FlorenceLikwakwa-ub7io
@FlorenceLikwakwa-ub7io 9 месяцев назад
Tete ava vakavhengedzera mudare mu omboitwa zvese izvo here apa haisi nyaya yavoand dare iri harina order
@user-ty8lu9ot9i
@user-ty8lu9ot9i 9 месяцев назад
Mambo ava so kaa saka hanzvadzi yatatenda yapumha mai Rumbi huroi ikasiiwa yakadaro kana sorry haana kuita
@FutureGeorge-zw6sq
@FutureGeorge-zw6sq 9 месяцев назад
Wonders shall never end😅😅😅😅
@afronews7034
@afronews7034 9 месяцев назад
Ama 2k pakaipa
@Chisha88
@Chisha88 9 месяцев назад
Haa ramba uchienda vachadzidza havo kuna Mutasa chigodora haachagoni because nevanhu vakugara navomberi
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 9 месяцев назад
Idrama iri
@TakemoreMutandani
@TakemoreMutandani 9 месяцев назад
Kkk is isikiti amuzvizivi here kkk
@nnyarry
@nnyarry 9 месяцев назад
Dare iri roita kunge drama
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 9 месяцев назад
Mai Rumbi ndiani? Kudare hakuna mai Rumbi asi kana zvirizvo zviri pachitupa
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 9 месяцев назад
Uniform yepolice iyo ma1
@GudoChikomo-vs8ix
@GudoChikomo-vs8ix 9 месяцев назад
Hakuna dare rakadai mahubwe chaiwo
@WillberforceNdhlovuchokes
@WillberforceNdhlovuchokes 9 месяцев назад
Ko why musina badge mutape musanyepera vanhu
@noramakuwira669
@noramakuwira669 9 месяцев назад
Idare ripi rakadai iri 😂
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti 9 месяцев назад
Drama hakuna zvakadaro
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 9 месяцев назад
Chasura for the mutapez🤣🤣🤣🤣
@godfreyzwidza1543
@godfreyzwidza1543 9 месяцев назад
Drama ?
@ssam1430
@ssam1430 9 месяцев назад
Hayi 😢
@Chokes_21
@Chokes_21 9 месяцев назад
Ndovanhu vese here ava 😅😅munharaunda macho coz same face everydae
@user-wz9id7wu7b
@user-wz9id7wu7b 5 месяцев назад
Atete Ibbe nyama fut
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 8 месяцев назад
Ragara idrama iri
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 9 месяцев назад
Baba wanezuda dzungu
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 9 месяцев назад
Iri ndiro dream chairo kkkkk ngavavhare havo dare ravo
@knowlleedubee3619
@knowlleedubee3619 9 месяцев назад
I drama this is not real bra
@susanamairosi8898
@susanamairosi8898 9 месяцев назад
Ko vhunzai zve Rumbi vacho kt vanodanana hr
@paulinechiduku409
@paulinechiduku409 9 месяцев назад
Mupurisa wamambo to the people
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 9 месяцев назад
Officer bho here😂
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 9 месяцев назад
Dare Iri Nyaya dzacho
@akmanyati2652
@akmanyati2652 9 месяцев назад
Wasting time uchiswero teedza chidare ichi pls tsvaga rimwe dare not mahumbwe
@von2675
@von2675 9 месяцев назад
Ko data redu hedu nhai kkk
Далее
Dr Mukotsanjera Shumba yengozi Nezvikwambo
29:29
Просмотров 3,4 тыс.
Dare raMutape Mbuya namapote Wokandirana Nyoka Mhenyu
40:02
Хитрость старого мастера #diy
00:54
Мухочирон эхтиёт бошед!
01:31
Просмотров 108 тыс.
Ndakanokorwa Tsoka Dare raChief Mutasa
27:23
Просмотров 42 тыс.
Dare raMutape  Akauraya Mwana Vangu
13:58
Просмотров 28 тыс.
Dare ramutape Mukwasha naTezvara Vatemana nematemo
56:24
Dare raMutape Akadyirwa bota naSahwira.
50:44
Просмотров 108 тыс.