We need an episode with Didmus Mutasa. This confirms Jestina Mukoko said the truth when she alleged Didmus sent his dogs on her life. Abuse of power of the highest level.
Now i get it. Kwaiva kuvhara vanhu. Apa vosara vachitora mapepa eclaim ye land ine oil and gold. Selfish people maZanu. Vari kuita zvaitwa nevarungu. Kudya vega vari vashoma.
I believe kuti president ,waizongopedzisira wati chiitai nekuti on the other side waiting kuoandukirwa nembwa mupengo dzakaita sana Mutasa .Mugabe was full time muchivanhu thats y things were better than today
Its not all about chirungu Zimbabwe inyika yakatosiyana nemamwe ma African countries by far wen it comes kuchivanhu ,kana atonga he must follow chivanhu .chirungu hachitonge nyika yeZimbabwe .so many things are happening munyika minana mashiripiti those are e signs and warnings ⚠️. from waridzi wenyika inharo badzi nekuti takadzidza hatina kwatinoenda ,ndopaya pamuchazoona kuti more population will suffer munyika .kuchiguta wanechimuti because kuti nyika inake its not all about investors from other countries fix this fist then investors follow .nyika inonaka I tell u .
@@tamiranashemupinda-ls7ydndosaka asingafe akaita president wenyika. Achagumira hu president kubato rake. Akataura ega wani kuti zvaana mbuya Nehanda ndezve mweya yetsvina. Akatukirirwa sei ku Twitter uko kkk