Тёмный

DOMBOSHAVA 4 ------ HONDO YEKUBATWA KWENYOKA YATANGA 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 147 тыс.
50% 1

MVURA YOPEDZA MA SPORTS

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 589   
@thembinyoni1880
@thembinyoni1880 Год назад
whoooow I've never seen family with so much love and unity even on witchcraft whooow we thank God
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
Apa shirt yacho ine size inokwana munhu wese azvinei nekuti wakasimba sei 😅😅😅😅
@elizabethmanyarara6298
@elizabethmanyarara6298 Год назад
Ndanakirwa zvangu .kuseka nhamo serugara shame kumhuri iyi
@jonhmanhre1832
@jonhmanhre1832 Год назад
😂😂😂😂😂🤗
@leslymatura3526
@leslymatura3526 Год назад
😂😂😂😂😂
@kizznetbepura3962
@kizznetbepura3962 Год назад
Zvakaoma vanhu weee
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Год назад
Kkkkkk taura halo😂😂😂
@annaniasnyoni8279
@annaniasnyoni8279 Год назад
Tiri kuona tiri kutevera nyaya yese tiri ku South Africa, thank you Drewmas taking us to another level, sando kuna mbuya
@dorcasmusoni6191
@dorcasmusoni6191 Год назад
Saka sekuru vanga vakabata hupenyu hwevanhu vese ava
@lovemoremuvhaki5898
@lovemoremuvhaki5898 Год назад
Ndipewo manumber agogo please 🙏🙏🙏
@maxchixk7355
@maxchixk7355 Год назад
Gogo vacho vane voice rakanaka uye vanogona kutaura nevanhu. Very respectful lady.
@Solution_Ground_Ministries
@Solution_Ground_Ministries Год назад
Wazvionawo
@kelvindube5908
@kelvindube5908 Год назад
Maybe the rain signifies something and what is important is not for the snake to be physically seen but for the family to lead a life free from witchcraft
@mwaichikuse9637
@mwaichikuse9637 Год назад
Very true
@martha4637
@martha4637 Год назад
Syabonga be dromas media liyanceda shame
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr Год назад
Well done gogo you are a powerful spirit keep it up destroying the witchcraft camps
@shailetmtetwa6756
@shailetmtetwa6756 Год назад
Ummm thank you gogo Hakuna munhu anobatsira Mahara maita zvenyu to free this family
@panashechoruma
@panashechoruma Год назад
Thank you gogo nekubatsira kwamurikuita
@chingombedaries
@chingombedaries Год назад
Hakuna chemahara she knows how she going to benefit
@cleofay9346
@cleofay9346 Год назад
@@chingombedaries hezvoo, variko vanobatsira nemoyo without expecting anything in return weeh. Vanenge vatosundwa naMwari
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 Год назад
Mother vakanyanya ava...thank you Drewmas Media 👏👏👏
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Год назад
Liyenza imisebenzi omkhulu ngokusazisa okwenzakalayo,kodwa Tando sicela ukuthi uma uMdawini ekubuza ngeSiShona,Wena phendula ngesintu
@kidsonmunyaradzi1036
@kidsonmunyaradzi1036 Год назад
Kunaya kwemvura tasvika panguva chaiyo says a lot about basa riri kubatwa apa.midziyo yaamai yaunza mvura,yatonhodzwa
@queen7008
@queen7008 Год назад
For some reason I don't know why I think gogo is young and beautiful 🤗
@sibongilemashesha2667
@sibongilemashesha2667 Год назад
Yes she is I once saw her painwe live vakabudikira
@cuthbertm6
@cuthbertm6 Год назад
@@sibongilemashesha2667 ipi
@anitahtokyo4119
@anitahtokyo4119 Год назад
She's so beautiful,taidzidzisa paxul pamwe chete navo
@anitahtokyo4119
@anitahtokyo4119 Год назад
​@@cuthbertm6 kkkkkk wakuda kunovatsvaga here
@queen7008
@queen7008 Год назад
@@sibongilemashesha2667 🤗
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Год назад
Mkoma Andrew Sando dzenyu neDrewmas yose Na gogo vedu Sando dzavo ndaona I think ka kechi 3or 4vachiita Basa Ravo ravanogona chose👏👏
@venanciamukanda3587
@venanciamukanda3587 Год назад
Ambuya vanogona bass ravo. Vanoshandisa nyakuroya kuroonora zvaakaisa pamunhu. Nyangwe ndichimboramba kutenda chivanhu asi ambuya ava vandishamisa. For the first time in my life kuona chivanhu chichishanda. I have been following Drumas media pese pavanoshanda nambuya ava. She is excellent
@fungiemadamombe9187
@fungiemadamombe9187 Год назад
Ndipo paunoona kuti kuroya kwakaipa unozvipinza busy wega
@debrajemwa526
@debrajemwa526 Год назад
Gogo makanyorovera muchiita zvinhu zvenyu big up ...
@preciousnyamuzereza8074
@preciousnyamuzereza8074 Год назад
Voice ragogo kumberi ❤❤❤❤❤
@rebbecanyamhere5409
@rebbecanyamhere5409 Год назад
Varipangoni vanoita zvinyoro ASI vachibatsira dambudziko richipera mufunge
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Gogo makapenga zvenyu. Hamuna dzungu zvakare munoona chaizvo chaizvo zvirikuitika mumhuri iyi. Kose kwanaienda maisiya mapedza dambudziko. Chipo chenyu hapana kana ani anacho. Thank you so much gogo and drewmas media.
@theyjustwantyourmoney4539
@theyjustwantyourmoney4539 Год назад
The snake is spiritual, we will never see it
@vimbaiabigailchidewu7801
@vimbaiabigailchidewu7801 Год назад
Hes gogo ,I love your voice and how you interpret yoooh
@lennongarande1547
@lennongarande1547 Год назад
But god is the answer he will deliver us from evil and guide and protects we all lost and loose the people that we loved just pray maybe they are now being represented by any of those rocks in the yard😥
@sitholebeauty
@sitholebeauty Год назад
Let her do with her pace, don't rush her pliz, vakamhanya mhanya vachidarika mamwe ma stages nyoka ikauya nehasha munozoidii
@mdkt1097
@mdkt1097 Год назад
Sei that media company yauya pane Drewmas. Vana muchedzafa.
@Laxury2050
@Laxury2050 Год назад
Gogo ndovatemba ini Thanx Drewmas midea❤️❤️
@trishdmurehwa5124
@trishdmurehwa5124 Год назад
Mukoma Andrew na Tete na gogo thank you for helping this family ini hangu ndokumbirawo mundiwudzire Gogo avo kuti I love her so much kubva paya pavakabatsira vemoto pandakangowona vawuya panyaya iyi ndakabva ndaziva kuti haa mhuri iyi yayambuka ini ndoshuvira kuvawonawo one day
@benjaminrusere993
@benjaminrusere993 Год назад
thanks Andrew
@lebriattosithole1649
@lebriattosithole1649 Год назад
Nyasha ndione nzinza rangu rine hurombwa
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Год назад
Special thanx to Gogo bhoraa mberi gogo 💞💞💞💞💞drewmas media taking us to another level 😘
@chiedzamhlanga5278
@chiedzamhlanga5278 Год назад
Vanhu vanoda zvinhu vamana 🤣🤣🤣🤣🤣
@fungiemadamombe9187
@fungiemadamombe9187 Год назад
Thank u Drewmas media nekutionesa zvakawanda tirikure kudai Nyoka ikanzi yabuda vanhu vese avo vakaungana pane anopona here 😂😂 vanhu vanoda zvinhu chokwadi mudzimba muneasara here
@paulinemandiwanza
@paulinemandiwanza Год назад
My favorite channel ❤ dreams media take us to another level
@mikedhiriri9348
@mikedhiriri9348 Год назад
This is beautiful gogo keep it up sando dzenyu mogonesa ndipei number dze lotto tiite mari
@priscachiriga7564
@priscachiriga7564 Год назад
Dai Tawana kusunungurwa mumusha medu seizvi😭😭
@lennongarande1547
@lennongarande1547 Год назад
#Mungate this dude is my relative im in shock we used to pass and eat there when his mom was still alive don't know what to think hope we all gonna be helped
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Год назад
Hembe yesununguro inokwana chero nzou chaiyo kkkkkk sekuru musadaro
@revaidzingisai5150
@revaidzingisai5150 Год назад
😂😂😂😂😂😂
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 Год назад
Thanks ukaona pamusha pachengetwa magwedere dangerous
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 Год назад
Family yarangarirwa naMwari iyi. Ndosaka ndisingade kunamatirwa ndichibatwa musoro mapositori aya 😢😢😢
@rachmietiger4122
@rachmietiger4122 Год назад
Well-done drewmass media .mukoma Andrew ndokumbirawo gogo avo please l need help ndaneta nehupenyu kumhuri hazvina kumira zvakana 😭😭😭
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Год назад
Asi varoyi munotambudzireyi vanhu
@alycecigaretah4186
@alycecigaretah4186 Год назад
Gogo vari kufamba nedare iri stage by stage kumhanya hakusi kusvika .thank you gogo nekubata basa zvakanaka sekuru vairema ava. Drewmas media tinemi ..rambai makadaro vanhu vasunungurwe.
@gloriagloria2210
@gloriagloria2210 Год назад
Drewmas inobhowa thy charge to give u numbers ...why I don't know...Sly Media gives numbers for free ...try improve tht
@dalemusa373
@dalemusa373 Год назад
Gogo Ava hamusi kuvaziva good job Gogo
@linomsadube
@linomsadube Год назад
Shuwa here iwe
@dalemusa373
@dalemusa373 Год назад
Yes
@dalemusa373
@dalemusa373 Год назад
Ndovaziva
@nyaraimlambo2160
@nyaraimlambo2160 Год назад
Tokumbirawo number dza GOGO mukoma neShamba ,
@veeeeeee1950
@veeeeeee1950 Год назад
One shirt fit all .zvakawoma .thax to drewmas& hats off to gogo
@christinemuzondo5041
@christinemuzondo5041 Год назад
Gogo avo vakanyanya .batsirai shuwa gogo mhuri iyo irarame.gogo maita henyu.shuwa mabatsira mhuri iyo free hre Mwari akukomborerei .Gogo nebsa ramuri kuita pamhuri iyi
@thegeorgemsnog5738
@thegeorgemsnog5738 Год назад
Thanks for chasing away too many RU-vidrs. That story yanga yangozara pa too many channels
@getrudemashawa438
@getrudemashawa438 Год назад
Mukoma Andrew ndiudzeiwo kunowanikwa mbuya ava
@lovemorenyakasaka6247
@lovemorenyakasaka6247 Год назад
tokudaiwo kwedu gogo , kune hama dzatambudza vamwe
@crismagwede
@crismagwede Год назад
Drewmas media taking us to another level. Gogo chipo chiripo
@bongiempofudube8235
@bongiempofudube8235 Год назад
Can't wait too watching from SA ,Ready for jestina
@kennethmaziofa7935
@kennethmaziofa7935 Год назад
But sekuru tasvu vanopedza bhora
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Год назад
Ndodzavo idzi it's just that matare akavharwa
@kudzai1684
@kudzai1684 Год назад
Majaira zvemapipi kkkkk nyararai uko mukuda kutobatsirwawo
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Год назад
@@kudzai1684 go to hel
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Год назад
@@kudzai1684 why Uchida kutuka pasingade kutukana learn to respect others Handina wandatuka PA comment yangu
@florencemasenhu7352
@florencemasenhu7352 Год назад
This is so genuine, mbuya vanobata basa zvinyoro nyoro ende kuromba kune basa veduwee vatosvika kuMasvingo netsoka
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Год назад
Makagona kubata pamwe semhuri.unotoipfeka shirt pakusunungurwa nekuti hondo yekuiswa nevamwe.Mwari pindirai
@linah2099
@linah2099 Год назад
Can't wait to see what's going to happen. Tichiona tiri kuSA. Big up team yese
@nyaraimlambo2160
@nyaraimlambo2160 Год назад
Number dzenyu waneshamba hadzidairwe
@kudzieheartdlyn1095
@kudzieheartdlyn1095 Год назад
Kkkkk
@ernestyusufu7828
@ernestyusufu7828 Год назад
Drewmas Media hats off to. Gogo umm you know your stuff. You're the best. Wanted to see your face but anyway zvakanaka zvakadaro
@molyzhuwarara3230
@molyzhuwarara3230 Год назад
Drewmas my national TV. You guys are so professional. Gogo i respect you👏👏👏
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 Год назад
Haaa i salute Tagarira family for unity love and respect
@leechimbi3047
@leechimbi3047 Год назад
tipeiwo link tione gogo, tinodawo kubatsirwa - DREWMAS MEDIA
@maritamarko3784
@maritamarko3784 Год назад
Gogo wanoziva zvawanoita awa Thank you Drewmas media
@fungiemadamombe9187
@fungiemadamombe9187 Год назад
Yuwi 😮😂 dheka iro ndatya chingadyika here chikafu chacho ukapakurirwa makadai 😂😂😂
@shepardneka8091
@shepardneka8091 Год назад
Thank you Gogo mwari vakuwedzerei mamwe makore eku rarama muchi batsira vanhu
@isaacmaruta878
@isaacmaruta878 Год назад
Thank you very much Drewmas media. Murikuita basa rakakosha
@valentinewinstonashleychum6669
How far Chiredzi return ye Njuzu dzakadzoka here kubva mu Nin'a nhai-Director Drewmas Media:Andrew Neshamba
@faithmurwira7479
@faithmurwira7479 Год назад
Tipeiwo nhai number dzagogo plz tatambudzwawo nababa vekutibereka
@evidencenrwatirera8955
@evidencenrwatirera8955 Год назад
Takuda kuona nyoka isu.thank u drewmas media nekutionesa zvinoitika munyika
@PatrickRima-su7kc
@PatrickRima-su7kc Месяц назад
Manyepa matenga mukuru uya kuti apupure manyepo guys God will deal with you ikozvino akashaya neStress yeku yepera nyika
@lillianmashava7671
@lillianmashava7671 Год назад
Waiting part 5 mukoma Andrew
@cuthrenematava2633
@cuthrenematava2633 Год назад
Thank you Drewmas for taking us to another level🔥
@edgarbream1995
@edgarbream1995 Год назад
following u guys.....I'm here in Namibia....thank you thank you for the updates......
@faithmaiba6434
@faithmaiba6434 Год назад
Drewmas media yakanyanya pafeya feya iwee yakanyanya tinotenda bhora mberi Drewmas crew murikubatsira chokwadi
@gracemudyahoto522
@gracemudyahoto522 Год назад
Drewmas media taking us to another Level big up Andrew and my other Sokostina
@DaudeBernardoNamuanga7
@DaudeBernardoNamuanga7 Год назад
Gogo vakanyanya, kubva vaunza nedonhodzo racho… nhurukwa chaiyo. Another level settings
@EstherDube-m7x
@EstherDube-m7x 10 месяцев назад
Ndinotenda vedrumas midiya nezvamuri kuradzira kurikutodzidzao mhuri iyoo. Yapona
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 Год назад
Vanorwara nepfungwa baba awa varegerere I vachibva ipapo voenda kumaspecitst kunoongororwa pfungwa
@princemakena3621
@princemakena3621 Год назад
Hembe iyo can fit all Extra large Thank you Drewmas media
@wendymtukudzi9541
@wendymtukudzi9541 Год назад
Nyangwe zvazvo mumhuri mabatwa huroyi hwakadai mhuri iyi izere neruremekedzo.Rambai makadaro hondo ipere iyi.Gogo muripamberi mhani.mazvita nekuzvipira kwenyu kuvasunungura.
@rosemarynyakatsapa6540
@rosemarynyakatsapa6540 Год назад
Apa vakapfeka havo boyfriend jeans sekuru ne jacket re pink, kuita hobby yekuroya , chavanacho hapana vanototamburawo havo... Zvakaoma hazvo
@bethamabwee8855
@bethamabwee8855 Год назад
Watching from SA aaaaa shame kubatwa hushereketwa iye achitamba nhamo kudaro zvakaoma
@catherineshangwa1814
@catherineshangwa1814 Год назад
Sando kuna Gogo avo vanonyatsoziva zvavarikuita kwete zvekumhanyira mapipipi vanhu vasati vasunungurwa
@evernicenyepa6942
@evernicenyepa6942 Год назад
Tirikufamba nemi dremmas media basa ririkufamba tirikuzviona Capetown
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 Год назад
ndapedzesera ndakunzwa tsts Kuna Mdhra eish Spiritual relm yakaoma
@princenyanyiwamastermind0169
ko kubatwa kwezvikwambo hw far tirikungodzwa muchiti nyoka chete
@kraaifontenmafia5318
@kraaifontenmafia5318 Год назад
Tamirira kuona.nyoka plz.vaneshamba mazodii.
@MillicentMunetsi
@MillicentMunetsi 7 месяцев назад
Ndirikufarira kuti mdara uyu haana kana nharo kana kunyara kutaridza kubvuma mhosa nekutaridza kuti haachatozvidawo
@tova4700
@tova4700 Год назад
VaNeshamba muri gombwe rakaita sei risingabati matare kkkkk Gogo vati zvichaiswa mudonhodzo, mvura yakuzvinaya makuchema kuti game zero. Sei futi maiti angatakura marangwanda iwayo ndiyani achinopinda mu which river?
@rachelmpawa508
@rachelmpawa508 Год назад
Drewmas you have done very well very well thank you so much for freeing this family don’t worry about anyone please they will go and watch that sekuru 😢😢
@amandarukasha5426
@amandarukasha5426 Год назад
Gogo ava ndovakumbirawo kwedu tizosunungurwawo
@magrethdumbu1411
@magrethdumbu1411 Год назад
Madhara musadaro imi kana mukauraya vana venyu mosara muchichengetwa naniko 🤔🤔
@faithmaiba6434
@faithmaiba6434 Год назад
Gogo vanogona kunyengetedza varoyi chokwadi nekuti ukaitira hasha muroyi haabvume munhu akashinga nehuroyi hwake ndigogo musami fire 🔥 haa vakaramba nama dhuve wavo
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
Vanhu vakaromba havana kana chii, honai blanket yacho
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm Год назад
Nhamo dzoga dzoga urombe chaiwo,kana idzo ngwenjere dzirimumba ndodzinodyira zvidhoma nezvikwambo uhh
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Год назад
Zvakaoma shuwa zvinhu zvakaparara ndikasvika kumusha ndikaona midziyo isina Basa ndikuirasa kkkkkk.munotiroyera mahara tinei nhai tikutambura.
@gloriagloria2210
@gloriagloria2210 Год назад
Drewmas media ....must improve on sound
@happinessmbiri5682
@happinessmbiri5682 Год назад
Chandafarira gogo vari kufamba nestage by stage Sando gogo
@trustworthcharira9174
@trustworthcharira9174 Год назад
Thank u drewmus but try to give us live stream pliz
@chipobute2935
@chipobute2935 Год назад
Muuyewo kwedu nagogo avo Drewmas media tikudawo kusunungurwa
@ZedMatsvetu
@ZedMatsvetu Год назад
Indeed zvakarongeka kubata kwe Drewmas naGogo ava Maresults arikutaura ega ✅
@josephatchivasa5044
@josephatchivasa5044 Год назад
Thank u drewmas , thank u gogo nekubatsira mhuri iyo
@blessingchishongorockofage4402
Chokwadi kana usina kuzviona inoti manyepo ,but anyway ndabvuma nyika yakatakura kurema
@pettykarambwe9270
@pettykarambwe9270 Год назад
This is another level thanks team
@daviddzorova8118
@daviddzorova8118 Год назад
Magona mhuri yekwa Tagarira musha wacheneswa maratidza kubatana pangu a yakaoma kudai hama dzangu hazvisi nyore kutambudzwa nehama asi maita rudo nekumuregerere kunyangwe akauraya vadikani venyu
@nathantakaya2639
@nathantakaya2639 Год назад
Gogo mahwani vanoita zvinyoro nyoro .vachiita chaizvo pamberi na gogo.hari idzo nemapoto ayo uuu
@princesstee6483
@princesstee6483 Год назад
Shame, such lovely guys kutambudzwa nechikorobho chemunhunu chinemwoyo wakashata, satani anyara nhasi
@LesleySithole
@LesleySithole Год назад
yu guys are taking us to anther level tanonokerwa kuona kupera kwazvo watch from johanniesburg south africa.....
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 Год назад
Thank you so much gogo mhuri dzakatakura kurema idzi
@batiraikunyenya6824
@batiraikunyenya6824 Год назад
Mapositori muchaita denga reku gugula
Далее
Дикий Бармалей разозлил всех!
01:00
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
MURUME ORAMBIRA N'ANGA  KUTI HAANA MUBOBOBO
38:56
Просмотров 159 тыс.