Moyo wangu unemaronda uyai mwari murapi wemoyo wakabaiwa my tears come out with this song God bless u Mai moyo ndakomborerwa mwari vachadzorera zvakadyiwa nehwiza ❤❤
Kazvininipisa haa iii haa meso angu haa ii ndingati ndawanawo ngirozi haa ii nyamba kwaiva kunyangira haa ii asi ndine mufaro Mwari vangu vachadzorera .💃💃💃