Zimbabwe ngaivewo neTaxi Association sekuSouth Africa shuwa S.A yakarongekamufunge hakuna vana hwindi ku e Mamarshal vakageza unoziva kuti kwandiri kuyenda ķuSouth east west saka ranks akamirira izvozvo....ngakuveyi neorder
There is a techinical fault sisy Stella but anyway hurukuro nevagari tainzwa...Nyika yaoma saka vana vaakungoita zvine njodzi kuti vararamise mhuri...Rest aesy our boy
For the first time am against someone blaming the police. The deceased has himself to blame on this case. The bumper is illegal to stand on but wanhu mune nharo plus maDrugs
Iyo hurumende yacho iri kumborambidzirei maComb coz transport yehuruende yacho haisi kukwanira vanhu vanhu vakawandisa munyika plus iwo maCombi is another way yekurara munyika makawoma umu
Iwe they are operating zviri illegal and when they get stopped vanoramba kuvhura door or ma window. Saka police has to break ma window kuti vatore ma key...that happens kwese ku states, uk of police stops u ..ukaramba kuvhura kuvhura theh smash the windows.
but bambo kutura henyu panunoona vanhu vakarembera pamashure pecombi isingadzinganiswe wani. Zvinototi rwadza kukwira combi inevakarembera kumashure But to mahwindi Its a daily thing it's not about police as he is saying
Iwe mukomana wehat iwe, you also put passengers at risk muchitiza mapurisa. Why can’t you leave zvechihwindi zvacho. Mauraya vanhu vakawanda mahwindi Imi.
Ava vari rough ngavafe zvavo vanotishungurudza uye I blame the government haiisi kuisa mutemo yakanaka munyika zvekarezve basa ravo harisi registered tinga blamer upi mufi nemudriver.
haa makombi ekuchitungwiza haaite izvi ndakakwira 5 at least different combies vese chaivo vanoramba zvekurembera unotonzi sara shamaz zvigunduru izviii
Hunhu hwevanhu vema kombi kubv akuna driverkusvika kuna hwindi pmus vano loader vacho its just bad.. makombi now akupinda red robot and it has become a normal thing in the society... vakatakurwa vacho vanenge vakanyarara zvichiitika.. police on the other side kuda kusunga ma kombi kuda kuwana mari mota dziri kusungwa vobhadhara pasina nguva yadzoka pa road apana chachinja pa kombi but bribe its 😔 apana achatedza mutemo
@@mamaangi37541 I've been in this sector, right paperwork and route hauna problem. Unfortunately, most of these guys vanoita zvavada and mota dzacho hadzina fitness.
Munhu koshesa hupenyu hwako, brain dololo unoita blame police ndiye akuti kwira ipapo, until u hit that windi ndipo unoziwa kuti mastupid ma hwindi aya
Pakauya X party vese vanowana mabasa here? zvimwe zvakuda common sense. Politics is not to blame always mota ngadziite mapepa akakwana chete votakurira panotenderwa
Haiwawo police kupi? These combi drivers and Hwindi or whoever shika shika are reckless . They don’t care about safety or anyone except themselves. Even une vana mumota the barbaric behaviour they display is disgusting. On top of that they don’t even know or follow road signs or rules. Haaaa havaite wakamira pA traffic light u will see combi from nowhere , comes in, junctions are even worse A combi will just push through it’s shocking trust me , I kept screaming asking them why they drive like that Combi employees are selfish and reckless. Very much so
Kurarama hakuwanikwe nekutyora mutemo.This habit of blaming someone for your own misbehaviour is stupidity.Musakurudzira zvisina basa.People should have law and order.No mercy saka vanhu koshesai hupenyu!