Hunhu hapana pana Kanengo. Haaone zvinoita Motsanjera here?. Basa anorova Kanengo asi hunhu hapana. Kumirizika pamberi pa Mambo plus kuganhira . Mambo havamiswe kana vacitaura.
Aiwa hamuna kuteeera nyaya mushe inga maporofita aripoo wani. Mambo vakati wese akaenderwa na Ekedhi ngaauye ataure nekuti iye naa Innocent vaiti ingozi. Saka kuuya kwavo kwanga kuri kwekuti mambo vanzwe kuti vese vari kutaura chimwechete here
Mambo is primitive kana mhepo ichi ndakachekwa kumusana ndikamwiswa poison mambo vadiyi kuti body itwe resume for postmortem than to relay zviri kutaurwa nemhepo.