This man has suffered enough,I've seen him being interviewed more than 5 times but nothing seems to help,ko vaye vanozviti vane mari havakwanise kumubatsira here?,this is a worthy cause.
Nyaya iyi yakabvirira kudhara and I feel like Bishop Chipunza vane a strong backup . I hope baba ava vane mapapers chaiwo n he bought everything legally
Ko ivo Bishop vacho imbovabatayiwo tinzwe his side of the story. However my observation just like many is that the bishop is a greedy cruel man who wants to reap where he did not sow. This case as presented nababa ava shouldn't even have gone to court ingadai yakapera mukutaurirana, either bishop pays this baba vorova pasi kana kuti baba vopa bishop kamari kake full stop. Zvino bishop vane ruchiva nehunj'ngire.
😢😢Such a sad story if we could find a good lawyer for him or all of your subscribers could donate $1 each we can get him that $120 000 . Bishop Mapunza hope you get your punishment for this
True you finish building all of a sudden munhu asina kana kuibvisira cent ndeyangu this is painful lm having running eyes if it was me in that situation how do l feel uncle Saint thank you so much musanete continue up dating us eishy
Nyikayedu yakaoma panevarikudya vachifara umwemunhu achitambura vanhu vakaita approve ground it was a connection yekubiravanhu mari uyezve sei munyikamedu musina anowonawo kuti nyaya dzikutongwa zvakanaka ukazvitarisa chirikushanda imari usina mari ukuruza ingayita nyika her and nyaya iyi chero mutungamiri wenyika arikuita the same saka wekuti atsiurevanhu hakuna 😢😢😢😢😢 so painful
It clearly shows kuti money can buy justice Or injustice only the rich benefit from it. This man is fighting against a rich Bishop thats why there is silence from the human rights layers, Justice system,and the church.
I'm a believer it seems like isu vatendi we are more evil than vasiri vatendi. How can you Preach on the pulpit yet someone is homeless because of you. OK wakapiwa as a seed but munewo kumwe kwamuri kugara why don't you give them coz the God we serve is Love so where's love. Don't say you preach God when you don't love those who are around you 😢😢this is so sad Lord have Mercy
Ndi Mwari upi anonamatwa na bishop ava?Ndivo vanhu vanorombera hukuru uye kutyiwa. Vanopinda Church iyi vanoda kuvhurwa meso, they are blinded with juju nechi bishop chema tuzvi
Hapana chavari kubatsirwa nacho Bba ava hapan kana way forward yenyaya so what's the point yemainterview ose aya kana kwaSia Melly vakasvika 😢😢Mwari inzwai Bba Ava veduweee Mwari hamuna nhoroondo yekukundikana
Uncle Saint can you please try to communicate with ZCC Zimbabwe council of churches kana church yabishop ava irimo mu ZCC vataurwe navo with other man of God varikuZCC that might help
Afm haaa kana havana moyo wanhu ivava aiwa they are ruthless especially mabishops iwaya 😢zvandirwadza ini, i wish to help but handinawo especially my sisters😢
@@JanetSithole-p3n a so called man of God srsly, vanhu kuda kupfuma nevana vesangano muchasangana nazvo rimwe gore, chero dai ndirini ndopabva ndafa sure
This is really sad story l feel sorry for this man. The bishop must give his side the story unotoona kut vanhu venyika vari nani pane vanhu vanohwanda nechurch nxaaaah mhani
The more you interviewed this family and you guys it's not like you want to help but to gain followers and money. I beg you guys all these interviews please give back all the cash you get on this family in the name of Jesus Christ thank you
My question is why would Council legally give him ownership of the land when they knew kuti it belongs to somebody else,it disentangle make sense. COUNCIL is to blame for creating this confusion. COUNCIL ngavagadzirise,they should stand with this man since they gave him legal right with papers and since he invested a lot of money in building. Council should go to the courts and acknowledge kuti we made a mistake ,we are going to give Bishop another land and give back Mr charenje his property and land.
It appears baba ava vakaita due diligence yeruzivo rwavo , hatizivi kuti gweta ravo rakanatso ronda zvakanaka here mamiriro eproperty iyi. Zvinosuvisa hazvo.Vanofanira kutsvaka magweta akavimbika kuti vawane compensation for the structure . He must appeal.
Saka bhishop ava vanoenda kuchechi ipi ndanzwa kunge vakambouyisa ma youth e AFM kuzogarapo, ko ivo vaDube vacho varipi vakatengesa stand kaviri nekupa bhishop , bishop ngavapiwe imwe mari yestand naDube , ko zvavari kuti ndepavo ngavauye vagare pamba pacho inogogara isina munhu sei varikuziva chokwadi