Nyangwe zvazvo makaenda but I still kept your word imbuva yerwendo kwandiri ndaa maindiudza kuti kune kurikuendwa ndibatsirei ndigone kuita maringe zvamakandidzidzisa mweya mutsvene I was one of you makandinature mama nababa ndakatendeuka Pasi pohushumiri hwenyu
Shoko ibenyu iri chingwa choupenyu narinhi chokwadi may God bless you mother general batai basa vanonoshanduka vashanduke zvavo kana ishe vohouya tiwanikwe tiripanzvimbo