We visited the renowned Gogo MaMoyo at her shrine as she explained the spiritual workings of her shrine and the case involving Chenai. #NRTV #MadiiMambofamba #BeyondYourImagination
Chipfambi chakagara chiriko kubva kare kukura izvi zvekuurayana kwevanhu chiratidzo chekuti chivi chiri kukura and because of lack of knowledge we ended up tave nemoyo usina kana tsitsi chimwe chinhu technology iyoyi yakanganisa zvinhu zvakawanda ine zvayakanakira ine zvayakaipira saka zvotoda mweya wehuchenjeri
Kkkkk veduwe siyana na gogo avo kana muchiti Isa MA comments isai anoita kuti zvisabate bate vadzimu vavo coz coz u never know kuti who is next, nhasi zviri kukuitirai but neimwe gore much awana dambudziko zvobva zvanzi vakatuka avikiro, endai unokumbira ruregerero apo avikiro racho ndivo apo vakashaika kare, plz zvimwe siyanai nazvo plz
Remember that prophet who beat an older women coz of this, prophet miracle paul aka dzinga umwe futi, T Freddy akadzingavo umwe futi these pple are being used by spirit either good spirit or fake but those spirit dzinenge dzichitonzwa, mamgwana tozokuonai muri mudare ravo muchi chajwa heavy just for a simple sorry nekuparirwa neku commenter muchida kunzi muri mbinga pa social media, sei asiri Kusungwa if ane mhosva munyika plz plz nhamo yemumwe hairambirwi sadza
Mujolo nevarume vevamwe muchazvirega. Kututumidza munhu anotora varume vevamwe. Baba vake vakadya mari yematare, vanhu vazhinji vari kufa nerunyoka munyika umu iyi nyaya iyi idzidziso kunesu vapenyu ngatizvibatei. Kuviga munhu imari, mari iyoyo dai vakashandisa kurapisa Chennai
But I'm Gogo Makati muri Kuda Marika imi kusabciswa Mari anofa so how come maakuti mudzimu haidi ropa or is it cos uyu haana kubuda ropa but kufa kwese iropa bvai apo munoroya end makauraya chete
Imi musanyeberwa Nagoya Mamoyo is kwedu tinengozi Sekuru vangu vakauraya boyfriend yagogo vangu long back tinotove nengozi mumusha kukufiwa every year .Mai Sasha ngozi vachazowona havo
Yes zvinonzi zvakanaka but you have no right to choose and make decisions with out consulting mwana wavamwene. If munhu wako asingaiti zvaunoda siyana naye. Somethings are just too much.......